Isu takazvitaura musi wacho wamaendako kundoudzwa zvekuti igombwe takaona kuti mweya Satani wainge wamubata .Hapana munhu chaiye anoudza nyika ku Mnangagwa ne government yake vanhu vanodiwa na Mwari uye vadzimu vanofarira munhu akaita mnangagwa nehurumende yake kwete.Mawomero akaita zvinhu munyika ndeekuti vanhu vangati zvirikuita zanu pf zvinofarirwa na Mwari nevadzimu bodo?.
@wilf_moyo
Жыл бұрын
@@giftalutadosipani3637 Zvakakosha kudzidza mitauro yese. Mina ngikhuluma isiNdebele leShona kahle. Ndinonyora ose ma main language nekuverenga. Its never too late to learn 🙏🏿
@giftalutadosipani3637
Жыл бұрын
@@wilf_moyo Tine hurumende isigakwanise kugadzirisa zvinhu munyika.Tine two giants language in Zimbabwe which are shona and ndebele vaifanira kungoti shona and ndebele primary and secondary level in Zimbabwe regardless of your province or language. Dai izvozvi vanhu tese tichigona kutaurirana without using English language as if we are not all Zimbabweans. Our nation is very small that we must not use English to communicate one another.
Пікірлер: 449