Dare rinorambanisa kana mambo vaona kuti hapana imba not kuti musazoti takarambaniswa namambo
@TanyaMuridzo
15 күн бұрын
Rumbuya urwu rune chkwadi chese ndozvavafambira hre zvekungoti handizozive rumbuya urwu runnge runoroya mai mwana itoitai zvivindi zvkutevera motonoudza boss vacho chaivo kuty bsa ripere mugare mose pamba pachoo😢😢
@artwelltakura434
7 күн бұрын
I don't think mbuya has got anything to do with this. Chihure ichi ndechemurume, seriously if you come to think of it, hapana zvavangaitewo. Kusiisa munhu basa it's not a good idea, the lady must claim for mentainance. Akasiya basa vana vanotambura zvakanyanya
@TanyaMuridzo
6 күн бұрын
@@artwelltakura434 ska ipp vari kungotambura wan
@florencemahore-fq9wj
7 күн бұрын
Itai basa renyu mambo❤
@QueenMutsunemwe
12 күн бұрын
Chidare ichi chine noise inobhowa ku background
@ROGUE406
15 күн бұрын
Saka mwana ochengetwa nemombe here or amai should go and claim maintenance? Or both?
Chokwadi mai murume akuchina ,just move on and start patsva ukaramba uripo next ukupihwa chirwere
@user-ej6jp2oh3q
14 күн бұрын
Tongai munhu aripo
@user-nz9ik3cc4z
14 күн бұрын
Ndabatikana hangu 😭
@movenmakumbe6093
12 күн бұрын
Muchina wembambaira arimo mufare
@user-gr4kd9ii3d
15 күн бұрын
I don’t know what judgement you are going to give but mface anakirwa nemuNdau kuChipinge haachade mkadzi madam ipai gupuro apa,iwe ndiwe uchanzi wahura
@stanfordmakwengwere2008
15 күн бұрын
Ndiri kurwadziwa pamwe newe mwanangu asi imbogadzira heti iyo ibve pahuma. Varume vanoda kungopfekawo zvinoenderana nezera
@nomsanyika151
14 күн бұрын
@@stanfordmakwengwere2008tengaika zvipfeko zvacho nhai,unoti kana une stress ungambowana nguva yekupfeka zvinoenderana.
@eniakaduwe3554
12 күн бұрын
Unoiwanepi nekuda kwestress kana uri munhu kadzi usati wapuwa stress nemurume haaa iti amen@@stanfordmakwengwere2008
@shamainetimarizeni5429
14 күн бұрын
The mum knows
@nyaraitaderera9369
13 күн бұрын
Rumbuya Ugo rinechokwadi chese nxaàa
@user-ls9mn7hl9n
12 күн бұрын
But varume tisadaroso 4 years mukadzi anosvirwa negrocery nerent here haaaaaa kana asingamude ngaabude pachena here
Пікірлер: 34