There is nothing wrong why arikuita vana achitadza kuvachengeta
@josephchenjerai1075
17 күн бұрын
Vanotonyadzisa
@TheWatcher11119
17 күн бұрын
Vese na Mambo wacho vakadhakwa
@Tanakadestiny
12 күн бұрын
Remekedzai mambo imi musangotaura zvisina musoro mai avo vanotaurisa havana respect
@belindamangoti692
18 күн бұрын
Mbuya iyo chiiko nhai bapu mkdzi mukuru
@Madzimai-v1h
18 күн бұрын
😂😂😂😂 Haa Mai avo ndivo vototonga. Chero mambo vachitaura anovhiringidza. Uuum zvokwadi bodo🙌🙌🙌. Vanoda kumborohwa kt vadzikame 😂😂😂
@AlbertDlamini-x6o
18 күн бұрын
Tawura hako varisrs shm ndofunga vanotonga murume mai avo
@chairmanchairman7258
17 күн бұрын
Pane patakamboisa complain vakamira kuuya now vadzokazve
@Madzimai-v1h
17 күн бұрын
@@chairmanchairman7258 vavakuda shamhu 🤣🤣🤣
@evansdzinzi3152
18 күн бұрын
Tisvitsireiwo chichemo ichi kunamambo... Amai avo ngavabvepo... Dare ravo vanhu kudangotaura havo asi haaaa zvakaoma.
@PaulPahle
18 күн бұрын
Esh dzingayi mbuya iyo mhani
@ssam1430
18 күн бұрын
ko kana vachiseva ipapa vanomudziga sei?
@enitatrust6933
18 күн бұрын
Mai avo Kuti vanemurume her avo😅 umm
@Patricia-z7b
18 күн бұрын
Ko kumbonyarara zvineyi Mai imi kani
@TapiwaChirongoma-gq6uq
13 күн бұрын
Maonero angu Mai avo varikutaura zvine musoro but vanongoda kungodzikamira chete kana Mambo achitaura but mupfanha uyo ane full of wisdom ndamunzwa hangu pakawanda anogona saMdara wake
@jamesmakundidze3319
18 күн бұрын
Mai iyo dzungu ngairiite shoma
@mitchellekashiri8638
18 күн бұрын
Thats why majority yevakadzi isingadiwi mu ma positions of power...dzungu too much
@ssam1430
18 күн бұрын
No doubt mukomana uyo anga anwa Poertools 😰ka drink kanonaka 😰 but mothers avo i think mambo vari kuseva ipapa because vanoto tonga mudare umu
@josephchenjerai1075
17 күн бұрын
Taura hako ummmm it's to much kutaurisa kwacho
@sherphedbandama2140
18 күн бұрын
Aaaaa mai avo vanotaurisa
@ssam1430
18 күн бұрын
anosvota zvisingaite
@TwoboyRashayi-x7s
18 күн бұрын
Lets hope vanaye havo murume typ idziiiii haaaaaa
@Patricia-z7b
18 күн бұрын
Iiiii Mai iyi Dai vainyararidza irikuvhiringidza dare kutonga ko Mumba mwemurume uyu inomuziva sei Kuti Mumba akuna gumbezi amuna bonde Kana mwazogara zviyani Mai iyi inotaurisa
.tadzoka nema Accessors aMakope haa it's a no for me kunot Mkadz uyo koita kablaz Ako haa tsvagai vamwe varinani too talkative..And vanodimburira Chief achitaura fut
@mikepound874
12 күн бұрын
Ioai vanhu magraft
@cypriantambo8124
6 сағат бұрын
Amai avo vanombobvepiko?
@user-el1gp2tq4h
17 күн бұрын
Mmmmmm mai avo vabvisei mudare menyu vanotaurisa kumhata kwavo
@gidionmushonga
16 күн бұрын
Amai avo ngavazive kuti havasi mambo asi kuti idzungu rega rega. Will NOT be watching this woman-led court again.
@cronwellmukodzo
15 күн бұрын
Aaah mkadzi uyo shure yake mhani nxaaaa mambo votaura seiko achipira nxaaa
@user-gr4kd9ii3d
14 күн бұрын
That woman shez started again anga ambodzikama
@nixonmarko1589
17 күн бұрын
Iwe we news udzai mambo amise chimukadzi icho chigare ukoooo kuseri kwe povo uko. Muvaudze mambo makope kuti interview is very important and powerful it's very sad kunzwa mukadzi mukuru atobuda inzvi achi disrespecter mambo neruzhinji rwe vanhu vese vakateerera. Nekuti without isu vateereri, nevanhu vedunhu iroro hapana chikonzero chehutungamiriri ndatenda
@nomoremoffat8122
18 күн бұрын
Mkdzi anobhohwa uyo,too talkative
@evansdzinzi3152
18 күн бұрын
Amai avape mambo nguva yekutaura ivava... Vanotoita kunga ndivo mambo... Murume wavo arimunhamo
Mai avo vabvisei pakutonga vakapaparika kwazimunya kwaiva namai zimunya vaingoita seivava dzungu rakanyanya
@rashedngadze8853
18 күн бұрын
Asi mukati havana hukama here nemukadzi wekwaZimunya ayingopaparikawo nekutaura samai iyoyi. Nditomboti munhu mumwechete kahunhu kacho
@Faith-vc4vc
18 күн бұрын
The only assessor wamambo Makope anoziva zvakanoita ndibaba vendebvu chete...vamwe vese dzungu rega rega.
@AlbertDlamini-x6o
18 күн бұрын
Ko ivo amai avo seyi vachinyararisa mambo kureva kuti ivo ndovanemuwono urinani kukunda mambo hre avambope vamwe mukana vanongotawura ivo vegavega
@felistuschauke5749
2 күн бұрын
Ko vanhu vanozvarireyi vana vakawanda kana vasina zvikwanisiro zvekuchengeta vana kuda kuunza vana muhurombe shuwa. six kids and none of them are going to school ,are poor people discriminated from getting family planning?
@sheillasiboli7697
14 күн бұрын
This lady she talks and not wanting to wait if someone is talking it's rude try to give others chance 😢
@OnwardMabaire
8 күн бұрын
Mambo chikumbiro chevanotevera dare renyu vanyunyuta namai avo vanotaurisa ikozvino tinenge tichitarisira ma comments panyaya inenge irimudare but now 99% of comments are like complaints about amai avo.
@munyikwatapiwa2305
16 күн бұрын
Iwo matare haade vakadzi
@youngcee8121
18 күн бұрын
Mukoma zvakanaka ere zvamakaita😂
@jones1oo7
9 күн бұрын
Kuverenga kunge grade zero kudaro
@evansdzinzi3152
18 күн бұрын
Haaaaa amai ava kana murume wavo haavagone.
@markmax3112
18 күн бұрын
Havana murume avo
@arammorapa330
9 күн бұрын
She is disturbing mambo,,she is too talkertive
@Patricia-z7b
18 күн бұрын
Kana mukabatsira munhu ko kutaura ndookuneyi hamukomborerwi
Kick out that woman.So irritating and disrespectful.Does she have a husband???Murume wacho aripa rumananzombe!
@BrightonMamire-vf8us
13 күн бұрын
Munobva washaya kuti mambo ndeupi Havana kana respect na mambo nemamwe makurumota loud mouthed
@dudutaziweya3349
18 күн бұрын
Inini zvangu Amai avo vanogonesesa. Rambai Makadaro to amai representing madzimai mumatare. Pane dzimwe nyaya dzinotongwa nevarume pasina a woman’s say and yet the matter ichitsikirira madzimai. Well done mother.
@markmax3112
18 күн бұрын
Order order kutaura hakuramnidzwe but she must not overtake the proceedings. Ngavadzikame vataure zvine magumo.
@dudutaziweya3349
17 күн бұрын
@@markmax3112 aiwa veduwe dare iri ragara reneruzha. Inzwa chete kana one munhu akatanga kuti order order, inobva yangova ORDER ORDER. Pafeya amai avo vanogara mapoints she is a good addition to dare. Dai vashandisa pito kunyaradza vanhu ende vape basa munhu one kunyaradza vanhu.
@cronwellmukodzo
15 күн бұрын
Fokoro iwe hapana chinozivikanwa namai avo
@dudutaziweya3349
15 күн бұрын
@@cronwellmukodzo kofokoro deyei just relay your thought without chidofo. Dochidofofo icho.
@WitnessKandira
18 күн бұрын
Mambo mukadzi uyo anovhiringidza Dare akabvepiko chiiko chakadaro
Пікірлер: 119