Chief,Chigodora must take the position of Chief Justice Malaba
@makanakashemutasa
9 ай бұрын
Definitely 😂
@ivuchigora4195
3 ай бұрын
Headman Chigodora you are the best.
@shungupenyayi1052
2 ай бұрын
Excellent Headman Chigodora, you are a master of peace, the real peace broker, may you be blessed, continue working with your team.
@donaldmangava
9 ай бұрын
I'm so addicted to the head man's show. Can't sleep watching this show
@l.a.t.dm.d.w5582
9 ай бұрын
Sir chigodora i give him this title today he must be chosen to be the heard of of all chiefs the whole zimbabwe i salute him 👏 🙏 he is a great man allways preach peace ✌️
@tanakays3702
8 ай бұрын
imbotsvaga chief Bushu wozodzoka kuComment yako
@tafirenyikashylet4707
9 ай бұрын
Tete telling the truth Chokwadi chisingaputsi ukama 👏👏👏👏👏 Tete Vapedza masports
@gingerrhizome3303
9 ай бұрын
mombe pamunhu... itai ma calculations acho muverenge kuti vanhu vangani vakorova mainini. That was my favorite part.
@user-kz3db2wt5q
2 ай бұрын
Kutonga nyaya kune zodzo Headman Chingodora keep the fire burning following you from SA yatova addiction chaiyo
@roseramsey2250
9 ай бұрын
Headman Chigodora ne Team renyu Mwari vakuitireyi zvakanaka nguva dzese. Munokona kutonga nyaya vanhu vari kuitirana zvinogara zvakadaro muma misha umu
@princechidziya3639
9 ай бұрын
lovemore akauraiwa
@bennytaps
9 ай бұрын
Wow!! Headman Chigodora - ndatenda. Wisdom at play
@galegombarago9016
2 ай бұрын
Well done headman chigodora. You are the best
@BonganiNyathi-jp1mn
9 ай бұрын
Good job headman Chigodora,your team especially these two gentlemen are very very intelligent their questions are spot on keep it up
@marykhumalo8832
9 ай бұрын
Well-done headman ,vanhu vaneudyire❤
@simbisomatavire9059
9 ай бұрын
Love wakafira stand nemwana ake avamunjodz
@pellagiamukora426
9 ай бұрын
Soko Soko Soko kandadaidza kangani baba vangu munonoyananisa zvechokwadi ndini mwana wenyu Soko wachinig you from south Africa
@mancuencube5409
9 ай бұрын
Headman mavapane rimwe level risingasvikwe nevazhinji I salute you,vana vakarova Mai but takutotonga yeminda pano,mune wisdom machinda
@florencemudzviti501
9 ай бұрын
Well done head man chigodora full of wisdom
@doreenmupfukudzwa9945
9 ай бұрын
Well done headman youre the best pane madzishe ese
@dzie101
9 ай бұрын
Boys 3 idzo dzirikugadzirisa nyika yachigodora
@ShupikaiKisimisi-tv4ix
9 ай бұрын
This headman is the best ❤
@angelinaballerina5203
9 ай бұрын
Tinotenda Headman Chigodora munoyananisa. Muri chirera nherera. Thank for giving the young boy your blessings.Thank you machinda aneuchenjeri Allen and team 🙏
@annahmunhenga-tf7on
9 ай бұрын
Headman Chigodora Makawana…am watching from the Uk ,you bring me closer to home.
@annahmunhenga-tf7on
9 ай бұрын
Kkkk made a mistake wanted to say makapenga
@mabelmatshitse5721
9 ай бұрын
Sad story indeed😢. I was touched by the mother. . Moyo wekubereka... To forgive is the key. May the good Lord extend Headman Chigondora's wisdom...Let's all learn to train our children well so that vanogara munharaunda zvakanaka.
Long live headman chigodora muwedzerwe huchenjeri👏👏👏
@rashleyteerashie-vn4hm
9 ай бұрын
headmen chigodora. ...god bless you 🙏
@xyznews-bz5cr
9 ай бұрын
Headman Chigodora is very lucky. He has his clever Prosecutors, especially murume we ma girazi newe cap!
@ivuchigora4195
3 ай бұрын
Absolutely those two guys are good
@mercymarwenze3685
9 ай бұрын
I love headmen chigodora and his wisdom, thumbs up to those three men vanotibetsera nemiono👏👏👏, ndaingada hangu kuroorwa na headman chigodora❤ ini kkkkkkk
Munogona kutonga headman chigodora and your team you're the truely leaders ❤
@babrachakawata5992
9 ай бұрын
Magirazi thank you my son mwanangu unogona kutonga mheni mwari vakuitire zvakanaka newe tei shirt ye white ndovanzi varume vanogona kutonga
@christieultd
9 ай бұрын
Wise judge headman Chigodora. A man skilled in his work. And the 2 machinda are also good. I pray we have more men like this. Vakomana airi ava God help them mend their ways kuitira mangwana
@ivuchigora4195
3 ай бұрын
True
@mathewsithole7094
9 ай бұрын
Machinda 2aya anotonga
@winniesithole3247
9 ай бұрын
I will bring nyaya yangu from chipinge to you headman chigodora 🎉 thumbs up
@anniekurewa878
9 ай бұрын
Headman varume vatatu avo vaiteyi ma advisors
@user-xl1oz6oz5w
9 ай бұрын
U Hardman syambongela uyakwazi ukwakha Isizwe hlala unjalo Baba
@zadzisaizhou4842
9 ай бұрын
Well done team This is the best
@lindsaykaridozo9811
9 ай бұрын
Headman well-done makagadzwa
@lorrainematashu8083
3 ай бұрын
Good job Chief Chigodora
@galegombarago9016
2 ай бұрын
Gucci namagirazi well done. Mirai naheadman
@user-jg5kq2zb7m
5 ай бұрын
You are always straight to the point
@reubenchidawu5117
9 ай бұрын
headman ngavapihwe mantle nehurumende,he is goood in ruling.
@munyaradzikamenzva1019
9 ай бұрын
Nice job for headman Chigodora
@josephchenjerai1075
9 ай бұрын
Nextime musarega mwana wemufi or mwana mudiki achiziva dzimwe nyaya dzakaita kare zvinoita kuti mwana akure achivenga munhu iyeye saka zvoda kungozodaidza mwana kana makumuda
@deliwendlovu6954
9 ай бұрын
Thank you Headman Chigodora ❤
@cosmastatendarusere3222
4 ай бұрын
The best headman of our times
@VenenciaZimudzi-co5yn
9 ай бұрын
Well done Headman
@victoriatsabasvi4764
9 ай бұрын
I can't wait ❤❤❤
@EvidenceVeremu-rc1ku
3 ай бұрын
Chingotongai Zim zvee nhai headman, dai muinebato ndaikuvhoterai
@theresadzimiri
9 ай бұрын
Ndivo vanouraya vanhu baba ava ndivo.vakauraya Love
@user-lq1uq5xd9d
3 ай бұрын
Pls ED paita munhu asiri kuonekwa pls Headman to Head police I challenge that
@solomonchirombe5305
9 ай бұрын
Good wrds mudhara amen
@user-uk6rp6uc9c
9 ай бұрын
Murume wehat newemaglass🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@cyrilmangwana9713
9 ай бұрын
This headman is dedicated to his job ❤❤❤❤
@user-yq8dg1qr9h
9 ай бұрын
He is benefiting out of his good works
@beekays4141
9 ай бұрын
Iam learning a lot from this man Our own judge joe brown
@mikevhunani7079
9 ай бұрын
Dare ra HD Chigodora hariputsi rinowaka, Mwari ngaawedzere huchenjeri kuna HD man nemakurukota ake
@clemencemurambinda547
7 ай бұрын
Mambo Chigodoravmdinokumbira kuti kana muine nzvimbo mudunhu menyu mupe mwana wa Love pekugara
@preciousnyamuzereza8074
9 ай бұрын
Love uyu I hope haana kuurayiwa
@cathrinehamandawana7446
9 ай бұрын
Headman Chigodora you're the best
@shumzaali714
8 ай бұрын
Mudzimai wa headman ndewupi apo
@SvodaiDube-ph6py
9 ай бұрын
Dai muri imi president dai nyika yedu isina huori good job headman
@claramarufu
9 ай бұрын
❤ cheers to mr headman n team
@sihlemelinda6776
9 ай бұрын
Headman muri huchii😅😅😅😅
@user-ei6ic1mi1f
9 ай бұрын
Kufa kwaLove ngakutarisiswe please
@simbisomatavire9059
9 ай бұрын
Kadhara kendebvu chena ako
@runesumuchavaka2453
9 ай бұрын
Varume vatatu avo to the fullest
@user-lw8ub8ql4r
4 ай бұрын
Headman manyama keep it up
@tendai-hq3cs
9 ай бұрын
headman munogona kutonga titikukudai kwedu
@talentwakurewa5456
9 ай бұрын
Thank you nekumirawo nemwana akasiiwa uyo
@Palaz_Adventure
9 ай бұрын
Chigodora to the world. ❤
@user-vz1tj7cn1l
9 ай бұрын
Tinotendaa head man ... Moyoo wakanaka ... Misodzi yangu irikuerera ....kuona huchenjeri ...hwasoromoni
Vazukuru ngavagarepo.inga vakavachengeterra tete.ivo vachichengetwawo imhaka here kukurira mumusha mamadzisekuru
@user-jg5kq2zb7m
5 ай бұрын
Hats off pliz to Headmen Chigodora
@mabeltiriwepisanyamahwe5124
8 ай бұрын
Welldone tete for clarifying the issues without fear or favour .But to the 2 young men vakarova mai musatambe netumbudzi twamanzi mubvise its far from over she already placed a curse upon your lives munofa muri marombe.
@FaithNyawata-id1br
8 ай бұрын
I wish I can tag someone akarova munin'ina wamai wake achisheedzera kuti handina ngozi nekuti handina kubuda mudumbu renyu 😂😂😂
Пікірлер: 272