❤❤❤ happy happy show macheso chibaba anobata basa mwari akuwedzere makomborero kani unotivaraidza kunyanya wakasikwa wakadaro shuwa chibaba❤❤❤
@NatashaDube-en4mg
17 күн бұрын
Raster vanonakirwa nemuseve zvavo kikikiki
@user-on8ql5ny8j
22 күн бұрын
Majuzii chibaba hama
@brucehamandawana9793
14 күн бұрын
Majuci Majuzi Majuice hoyoooooooooo chibaba icho
@user-zl2rz1io6n
27 күн бұрын
Majuicy anorema honai mamoves ayo ummmm
@dns1992.
20 күн бұрын
Majuz renewed and reformed, wonderful.
@mapline7380
18 күн бұрын
True bro kakuzvidhonza hakachisipo
@Mapantsula01
27 күн бұрын
Majuzi anga akatsamwa
@garikaichuru160
27 күн бұрын
Is only me who has noticed kuti kubva zvadzoka majuice auya aine moto? I think the suspension has helped him rediscover his mojo coz before the suspension aive akunyozera😂
@mpasichris
20 күн бұрын
I agree with you l was about to comment the same. Adzoka ane fire, its like an apology jersey story, if you know you know kikikiki
@nicksonndamba
14 күн бұрын
Mfana seremani akuziva zvinhu zvale
@sirwhite62
23 күн бұрын
So maJuice anongosaririra pese pese chete
@user-bh8qg5fl7n
3 күн бұрын
Majuicy
@seansectorjr4202
20 күн бұрын
But Majuice u are the man of action I love you ma Guy
Legendary Macheso!! The energy of the boys is amazing. I just miss chibhasikoro chekutanga kwemimhanzi yake chisina too much chiuno/zviuno, chaisava ne too much maoko and sketch dances but, chero Ivo baba Shero vaichitsika wonakirwa. Ndatarisa kusvika video rapera ndaingoona padiki papotsa padzokerwa padance Renguva yana Donald gogo, Zaka zaka
@user-hu8du9iv7z
25 күн бұрын
Sando kuna Chesopower Ayayaaaaaaa
@DavidKapuseni-qj9xg
23 күн бұрын
Mudhara isimbi yebasa iyi
@oniasgaba3769
28 күн бұрын
Cheso power
@winstonmanjo8925
28 күн бұрын
Hayaaa hanzi kumukirwa
@muktatv4168
28 күн бұрын
That backing vocalist is a legend..... how many years now 😊 very loyal
@lawrencevilledandira2471
23 күн бұрын
Manzwiro andakaita ihama yemukadzi waCheso
@peternyakosi4078
23 күн бұрын
Kariba is the best
@mooketsimokhei2112
27 күн бұрын
Juza juza❤majuice
@lutherkingmusic6842
23 күн бұрын
Mai maria wanopedza dance ku corner uko
@douglasmothasa7635
19 күн бұрын
Hanzi akarohwa ne mbanje 😂
@moyocmba7063
28 күн бұрын
Chesology Munotendwa baba Shero nebasa ramurikubata
@user-qp5vk5sk5e
27 күн бұрын
Mukuru vanogona
@simbarashenyamukuta9887
27 күн бұрын
Asi tingangoshora zvedu majuzi anogona kutamba muchinda uyu
@MrBC-san
24 күн бұрын
Macheso anonaka..but discord nemainstruments yooo
@carlingtongumiro1277
23 күн бұрын
Kariba uyo ari dangerous
@djmambopodcasts
26 күн бұрын
Majuice
@tinosmmoyo9034
24 күн бұрын
Majuice yaingova speed chete bt zvaunotamba kudai kana uri steady
@muchineimusona4744
23 күн бұрын
correct!
@mikenyamupepema2294
27 күн бұрын
Iri band ronaka
@CeeMouRs
25 күн бұрын
MJ
@zivanaichiramba5611
23 күн бұрын
Juice yakabva kunotora manotes kwa Franco Dhaka, yauya yakutapira over
Me waiting for shavi😳😳nowhere to be found in 10:41
@stellasibanda8039
22 күн бұрын
Me too dololo😂😂😂
@tinashemudota6558
23 күн бұрын
M😂
@josephgapirakb
25 күн бұрын
Macheso he looks like is not happy for Majuce 😮
@aimncube793
23 күн бұрын
Wakuda kunyepa manje,if so nhai asina kudzoka
@MaphiosNdlala
4 күн бұрын
Now he loves Kariba
@profqda3464
26 күн бұрын
Kachikwambo kacho typical blackman with glasses
@teenayee9974
27 күн бұрын
Charlie Chembe chiii chirikuitika apo😢😢😢😢. Ko hindava kupera soo
@christianmande7112
26 күн бұрын
Chalie akukura manje, saka old age baba. Of all the dancers ndiye ega agara
@AddmoreChgwendere
27 күн бұрын
I HV nothing against majuicey but haakwanisi kuiita ma same dance routines nevamwe.. band revanhu ndizvo but majuicey tarisa vamwe usati wachinja ma routines... Choreographing Yako unochinja without communicating.. unorasa vamwe vako
noo. tuma free style twawanopinzira. eg. pakutenderera,munhu anotenderera the way he wishes bt wachizodzoka pa consistency
@layijanishoko7694
23 күн бұрын
Harare vamwe coz iye he is the lead dancer saka anotoita free style wozongo joiner vamwe who maintains choreographed routine ....haarasike uyo chero zvikadiii
Пікірлер: 110