I like this humble guy... mdara Macheso you deserve it mdara...
@tafadzwajaka4881
6 ай бұрын
Pana baba Shero taburukawo kuterrace mabata moyo yevazhinji chero makambogona apa mapedza masports Thank you sir Wicknel this man deserves it .....
@tafitembo
6 ай бұрын
Ndiye munhu aifanira kunge akatotanga kupiwa uyu vamwe vese ratove dramma , the king of sungura congratulations thank yu sir Wicknel
@EdwinChanekatsa
6 ай бұрын
Zvinodadisa zvinopashungu kune vakarara
@RodgersMavengano-lh4gf
Ай бұрын
Image, Dai baba Sharon vakatonga Zimbambwe,mungadai mose murikumberi❤❤❤
@tapiwadube1433
6 ай бұрын
As a Zimbabwean i wish our brothers to also think about helping our hospitals and schools if they have so much money and then they can make pitures and videos doing that anyway amhlophe kumamukeli siyakubongisa mfo isiphp sihle sicela abakhonayo ukunikela bazame ukusondela nasezibhedlela kuncediswe nasezikolo ilizwe lithi ukuphileka bafowethu ngyabonga
@carolinekamugunde4640
6 ай бұрын
Im happy for you Mr. Macheso. You deserve it.
@TauraiMudhauya-dg1fl
6 ай бұрын
Zvimwe zvacho tino bvuma kudzikisirwa, kwandiri ini kupiwa chinhu nemunhu zvino fanirwa kuzikanwa ngevashoma kwete ruzhinji rwenyika. zvisinei ndinoti Congratulation) sezvo baba Shero vari kuratidza mufaro asi pose pamuno famba nayo zvinonzi mota yekupiwa, dai makaita show mopiwa mota kwandiri zvaive zvine chimero.
@EvansNdlovu-sq9lo
6 ай бұрын
Great mudhara baba Shero legend of sungura aleck macheso ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ you are the legend mudhara 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 macheso congratulations mudhara ndafara pangwechete nemwi mudhara thank you Chivhayo I am very happy for macheso ❤❤❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@mujeyivic4032
6 ай бұрын
Victor nhaka aita Mari...but I smell a rat about all this wicknell chivayo shenanigans....I'm sure very soon something shocking will come up
@PeterManatsa
6 ай бұрын
Big up Chesopower
@TalentGambiza
6 ай бұрын
Takukumbira mudonete mishonga kuzvipatara
@happychavula4469
6 ай бұрын
📖🙏🙏🙏🙏🙏🙏👌🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 macheso God bless you
@VirginiaVengesai
6 ай бұрын
Ndafara kunge yapihwa baba vangu. ❤
@FaraiMupandira
6 ай бұрын
Kushurudzira macheso wedu rufu kudaro
@annandou632
6 ай бұрын
zvandiri nhasi ikurudziro ya Baba Shero.
@EvansNdlovu-sq9lo
6 ай бұрын
Macheso the best ❤❤❤❤❤❤❤😂 😂😂😂😂
@sondelanimhlanga114
6 ай бұрын
Baba Macheso vafara veduwee 😂😂😂, ZvaMwari chaizvo.
@kevinmhishi7937
6 ай бұрын
Kune vese vanoita zvemusangano sangano azviburitsa kuti haasi we musangano cheso power
@AndrewEricandsons
6 ай бұрын
Kwasara Thomas Tafirenyika Mapfumo. Dhara kubva tichirwira rusununguko.
@rumbi6789
6 ай бұрын
Kana dzirimota dzemari yeziya tinozvikudza but kana zviri.zvehurombwa murikufarira mahara nekuti zvichipera nehufumi hwewese wakapiwa Mota hunoenda fara but musanyanya kufarisisa nekuti munogona kufa nayo Mota iyoyo
@Knowledge-mu5sx
6 ай бұрын
Pavanhu vese vakatengerwa mita na sir wicknell macheso atenda zvakanyanya
@clemencemuchowa7066
6 ай бұрын
Our hospitals we dont have ma ambulance pliz VaChivhayo tokumbiravo 1 pa Chivi hospital
@bentuge-re4zw
6 ай бұрын
Reducing our Artist
@triplesss4660
6 ай бұрын
Well done
@admiremadungwe8935
6 ай бұрын
Kana kungori kupa kusina return inorwadza mberi ukoo tinoti ndizvozvo cz mazuvaano vanhu varikutyisa kupfuura shumba
@lancelotsaungweme9369
6 ай бұрын
I have absolutely nothing against the recipients.....I question the motive and the priorities. This is a bleeding country... poverty is all over, no industry to talk about, infrastructure etc. I did not expect artists to not think beyond the people that are in abject poverty...the very fans that have supported them wallowing in poverty.
@ediemutombe1868
6 ай бұрын
Shamwari iwe kwana iwe..
@mnn440
6 ай бұрын
The artist is also in poverty and they work for nothing and live in poor and sorry conditions.So this to the artist is the long awaited recognition. Iyo yeeconomy yatova imwe
@truthhurts4100
6 ай бұрын
Misdirected anger
@emmanuelchawarika7131
6 ай бұрын
Ranting over such issues makes you irrelevant, Chivhayo is not the President of this country. Qsn those who are leading this country. You're a clown!
@everbote7858
6 ай бұрын
Haiwa zvangu makaro ega vakaitwa na Macheso apa
@dhereckmherekumombe1945
6 ай бұрын
Kana Nicholas Zacharia anofana kuiwana aaregi magala mdara uya
@JeremiahMaposa-rs4re
6 ай бұрын
Cheso power 🎸💪, thanks Mr chivhayo
@ediemutombe1868
6 ай бұрын
In Zimbabwe we have stupid camera personnel vakoma... Kuita chinzvenga mutsvairo...
Im a big fan for Baba Shero, but on this one im not happy, he is a big fish he was not suppose to be played like this by this boy, nothing good comes ezy in life, people are so blind why, 😢
@tinotendamanhanga
6 ай бұрын
ZANU pf ndeyedu tinofa tirimo vabereki vedu vakafira muzanu🎉imo mo
@WelliyMichaels
6 ай бұрын
I don't blame yu I blame your mothers
@wilsonmasiyiwa3747
6 ай бұрын
Magona apo
@truthhurts4100
6 ай бұрын
Kufara plus fodya
@douglasmolai2980
6 ай бұрын
They busy cleaning money for the gold that they loot
@bentuge-re4zw
6 ай бұрын
Wapiwirwei motor iyo nha @Alec macheso? Hanzi wadii chaizvo?
@WellingtonMazivisa-nn2dx
6 ай бұрын
So far ndo1 munhu atenda nemoyo wese kwasara Nicho zacharia
Пікірлер: 57