Simon wakaipisa keep going keep pushing myguy Usafa wakanyeperwa or to be compared NaCheso imhandu vanhu ava iwewe ndiwe macheso ndiye haazombowe iwewe and hauzombowe iye. Ida macheso nekuti anogona unogonawo
Simon anogona ehee ma Penalties iwayoo uyo anogohwesa
@oniasgaba3769
2 ай бұрын
😂
@johnmusarira
2 ай бұрын
Pakuita suspend madzungu makagona
@WashingtonChimedza-jk5jd
2 ай бұрын
But ini hangu semutereri waMacheso izvo hazvisizvo hazvisi, musaterera baba shero muvhimhanya..... Tambo dzamuremera uyo, just kuti baba shero Havana kuti vangati waremerwa coz he is professional
Пікірлер: 21