😂😂😂😂😂😂 mumba macho muchapindika hre imomu in dhafu's voice 😂😂😂 Uchiutangirei musindo kkk❤❤❤❤love yu so much team Naiza moita kuti ndigare nguva yese ndichingofara
😂😂😂 black usadaro vamwene iwe 😂😂😂 ndivo vakakuzvarira murume
@shylinekanosawa9802
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 amwene manyaaamaaa mazopusa SEI ndimi madenha ,kusaita mwana kuda hre idzo 4 months idzodzo ,ndodzamungabva matoti ngomwa 😂😂😂😂😂😂😂😂
@lynianyamani9597
Жыл бұрын
😂I laughed so hard, Blackie aita kudzikamisa vamwene 😂🙌pamuromo pese pabva papera kuti hwaa
@thundercommander37
Жыл бұрын
First viewer
@politechiyangwa2686
Жыл бұрын
First one comment 😂😂 Blackie
@anymoremakani360
Жыл бұрын
😅😅😅😅😅zvituko tozvitora pan black nadhafu kkkk muroora atuka dzinza rose varoora kanyama
@NomsaLebani-sy2uq
Жыл бұрын
First one to comment can I get likes ❤😂😂...anyways love you Naiza boom 💥 😘
@bully91_zw
Жыл бұрын
Combination iyi manyama amana pasangana Blackie naDhafu🤣🤣🤣🙌🙌
@ottilliakatonha4068
Жыл бұрын
Kkklkkk blacky amwene vakutokutya
@alicezingwanda5288
Жыл бұрын
Yea wazviwana dhafu 😂😂
@mercysithole6
Жыл бұрын
You nailed it guys 😂 dhafu hanzi mumba muchapindika imomo😅
@lettykahungwa6878
Жыл бұрын
Igwara apa ariye atanga musindo kkkkkkkk
@sarahlovemusic6089
Жыл бұрын
Aiwa Dafu :Blakie anga achikudza;iyoyo yekumaka Muroora svipira pasi Vana Ava vanoku kinditsa Hehehe 😂Dafu my favourite peta muswe I still love you Dafu keep it up ❤
Kkk😂😂😂❤muroora navamwene kkk vamwene vasangana muroora asingakumbiri ruregerero asina chaatadza makanjayidzwa vamwene Blacky hanzwaro keep it up guys ❤❤❤❤❤❤ never disappoint you
@ruxrux841
Жыл бұрын
😂😂😂😂Dhafu kuzosiririsa ahh ndaseka mhen... "zvino ma next door anoti kudini" 😂😂... Ladies muno actor zvenyu, surrender!!!
@nanikimamaafricamusic902
Жыл бұрын
Blakie 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 I love blakie nhani😅😅😅😅😅😅😅
@gracemusizvingoza4549
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣ndiDhafu here adzikamiswa kudaro kkk akutotya kurohwa
@unityrunganga7103
Жыл бұрын
MA kuenda kwa Sahwira kunoitei 😂😂😂😂😂😂😂😂ma next door anoti kudii 😂😂😂
Пікірлер: 374