Ko kungoyisa nyaya sezvayiri nhayiwe chibanda unobhowa kuda kutambisa data here kutanga kutipa kumberi kwenyaya zvimwe munadzidzawo kuma senior vatori venhau like vana Robert tapfumanei
@manasschibanda
3 ай бұрын
kana uchifarira zvinoita Robert ega ku channel kwake unoonera ikoko, Pano panevanofarirawo zvinoita Chibanda Ndosaka Luna Ok, Spar, TM and many more
@kinboychizema2512
3 ай бұрын
@@manasschibanda kkkkkkkkkkkk ndozvinoita vatori venhau here izvozvo unoswera uchitiyisira chi face chako tichida kunzwa nyaya chii chakadero chinenge ngozi
@manasschibanda
3 ай бұрын
@@kinboychizema2512 hauna kubatirwa demo kuti uone ma videos epano, enda kunokufadza
Ko maidei vo kumwana honai moshungurudzwa moudziwa sekuti hamunachibereko
@mildredvubula326
3 ай бұрын
Mufunge kuruka mukadzi ko kana ariye asingazvari
@gogoguveya8642
3 ай бұрын
Kkkkkkk mambo Bushu makaberekwa nechipo ichi
@nyaradzoneddie7879
3 ай бұрын
Momudii murume asingade vana venyu
@CollenArmitage
3 ай бұрын
Mkadzi andinzwisa tsitsi
@TanyaMuridzo
3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 ko kuzodzikma semnhu kwaye varume matsotsi ndabvma kkkkkkk ko kuzofanna nabba hrre murume uyoo
@MafiosHlaluka
3 ай бұрын
Ndiani anditangira
@BravoChanaka
3 ай бұрын
Ndini asi kuti ndanonoka ku commenter 😂😂
@TheresaMaps
3 ай бұрын
Chibanda taura na headman chigodora utipe nhau dzeko
@CharlesNyambo-p8c
3 ай бұрын
But chifi bushi munhu akadzikama makutonga
@JamesMandizvidza-yw8cm
3 ай бұрын
Hashame
@AmosMasilanda
3 ай бұрын
Imi vakadzi sungisai Vana baba vevana venyu pakusachengeta vana not Kuda kuchengeterwa na step father
@mildredvubula326
3 ай бұрын
Zvine basa reyi isu hatichengeti vavo vana here musadaro zvakangifanana izvi hapana ngavachengete kana zvakadaro vakowo vana ngavasauye kugara nemukadzi tione kuti zvinoitawo here
Пікірлер: 51