Nyangwe akapisa Muparinga zvinenge,ngaazive kt Mparinga chibaba chake. At first Chiwenga anga ariboe bt akanyangirwa nemweya wakaipa akutodao kubatsirwa Satan aripabasa
@Steezmania90
8 ай бұрын
Wapedza nyasha dzaMwari dzakatama paari kare angova benzi rakaverenga bhaibheri
@BenjaminChiweshe-q7s
8 ай бұрын
Usanyepa hako hapana zviripo Pana muparinga
@thandikuzvinzwa2838
7 ай бұрын
Veduwe mukona uyo anonzi Chiwenga anoda nyasha huru. Kutukirira kwaanoita vanwe vashumiri hameno kuti chiyiko. He is very proud which was the chief cause of the devil's downfall. I really don't understand this young man. He could be a very sound Bible teacher except for some of his doctrines. Thanks Zigs for what you do son.
@faithj2274
7 ай бұрын
@thandikuzvinzwa2838 true
@Podcast_in_the_Car
8 ай бұрын
Bishop Maponga is a Force, vanatotyisa ku debater navo. Team reSDA rakavatadza vakadzinga muchechi
@TrickyDeeGil
7 ай бұрын
Indebvu chete paya. I used to listen to him a lot. Not that much anymore.
@Podcast_in_the_Car
7 ай бұрын
@@TrickyDeeGil Lol, haa but usadaro hanzi indebvu chete, lol. I respect the man, I respect his journey, I think kuti vavakurasika sterek mazuva ano but vane mathought provoking questions. As much as he may be lost, dhara riya rinoziya
@nyaradzaizindoga8328
7 ай бұрын
Zvamanje manje prophetess Matimbire isimbi yeprayer. Today's prayer general❤
@tatendamhosvaofficial9664
8 ай бұрын
The is no need to fight... Truth tinofanira kusimudzira Zita Jesu
@peterchamunorwandomene9421
7 ай бұрын
Muparinga muparidzi wedumbu wherever he gets bread on the table anoinda
@elizabethbongers1124
7 ай бұрын
But he preaches well. Listen to him with spiritual mind.
@tenduchess5865
6 ай бұрын
😂😂😂😂 your right
@wenyashadube1146
3 ай бұрын
Uri duzvi hako iwe
@SelmaNakaiChukucha
2 ай бұрын
kana vakanzi huyai mutiparidzire unoda kuti varambe here hanty kuzopihwa something vanhu vakutenda unoda kuti vati musandipe henyu zvinhu zvamukundipa kuti iwewe uti munhu waMwari hauzive chinhu chinozni gratitude here nhaiwe
@ziimura
7 ай бұрын
Zigo wakuhakira ma feelings.... Wakupinda nema feelings.
@Sipho-w6w
2 ай бұрын
Ani akuhakira ma feelings iwe imbwa
@TafadzwaHMatsenyengwa
7 ай бұрын
Chiwenga thinks he is better than everyone. He is full of himself. He needs deliverance
@LinetMusiyakuvi
3 ай бұрын
True
@RedeemerNcube-ii6mi
3 ай бұрын
True
@munhukwaye395
8 ай бұрын
Evangelist Mparinga chavo kuparidza Jesu havana home ground
@emmanuelmuzanenhamo6182
8 ай бұрын
Chigure ichooo
@takudzwamlambi679
8 ай бұрын
Are you in the same group navo musataure kwausina kuswera @@emmanuelmuzanenhamo6182
@lovemorezvikomborero5914
7 ай бұрын
Haah ndazogutsikana bhaibheri rakakujamuka for real Zigo 😢
@orionpaul5210
7 ай бұрын
7:54 this is direct answer to you Zigo yes what Muparinga did is wrong anorakidza kusanzwisisa shoko zvachose, read these Isaiah3:11-12 & Isaiah 9:16-17 MWARI HAVATENDERANE NAZVO it doesn't need me to be know but trust me am telling you the truth and please note the bible doesn't work with morden times and dates it remains original.
@hotstove9
7 ай бұрын
People get offended when the truth is spoken. There is no prophetess or prophet in zim Chiwenga is doing an amazing job of exposing the truth Two groups needs to be removed from that country, politicians and the religious sector Ndozvauraya nyika
@mcbeards1570
5 ай бұрын
He is lost, spending all that time talking about other people instead of preaching the word of God.
@wenyashadube1146
3 ай бұрын
Munoshayawo imi
@DavidNdhlovu-sx7kd
Ай бұрын
I think our Zimbabwe preachers,we need money too much,why he was going there?to do what?here l can agree with chiwenga,yes evangelist don't walk looking for money,do your job to serve God
@beast6423
8 ай бұрын
Zigo the problem begins when a preacher goes to a fake church and sing along.. it shows emptiness.. you can go anywhere bt haufane kuita sing along because a preacher who true shall always remain vigilant to the knowledge in Christ
@TonyMatema
7 ай бұрын
True Daniel and his friends refused to eat the food that was at the king's table which was unclean but requested for vegetables and water but afterwards they were stronger and wiser than those at the king's table
@francisnherera477
2 ай бұрын
Chiwenga in my own opinion, he is just being so humble by having time to debate with people who are way below his unique levels of intense knowledge
@EmmanuelinnocentManyepa
8 ай бұрын
which video editing program do you use zigo. its a good software. i follow your content religiously. keep it
@zigo
8 ай бұрын
Obs
@L.Makuvaza
8 ай бұрын
Yeah fluid stuff there
@thabongwenya7714
8 ай бұрын
@@zigo zigo pakanzi joki vaneumbowo. nekuti matimbire kana asiri anesimba rekuvasungisa. why vachiramba vakanyarara vakatukwa
@orionpaul5210
8 ай бұрын
@@zigo zigo unoda shamhu right🤣
@patrickmupari444
7 ай бұрын
Jesu anogeza tsoka dzavadzidza vake uye akabhabhatidzwa na Johane kuzvininipisa kunodiwa
@givemorechivandaidze1423
8 ай бұрын
Kana vanhu vasina Vhnageri yaavakatenda cannot also understand the sound doctrine of the saints to keep them from the filthy in this corrupted world,,,coz tsamba dzose dzakanyorerwa vatsvene by apostles kti vagare panyika nehutsvene in Christ,,,,Those epistles addressed the church according to what was happening in church according to sound doctrine against values and norms in a society,,,,some of the values and norms we have today do not conform to those of Corinthians or Hebrews of that time.,,,For example 1 Corinth 11:14,,, Paul was talking about long natural long hair given to women by nature as cover,,Yet by nature our women do not have long hair,,,But kinky and short...Saka we address the church according to what spirit says to the Church today not about what happened 2000yrs ago....So Chiwenga is addressing the current Church to adopt correct doctrine according to our values and norms about marriages, so as to stop adultery and fornication among the believers....Lastly we dont have any prophetess who have a self run ministry as all prophets are found in the church,,,not owning their churches,,,,Noone carries a correct doctrine when do not believe true gospel of Jesus Christ found by his blood as new covenant.
@Gracemanhambara
7 ай бұрын
Chiwenga haana mukanwa ivo vaanenge vakagara naye vanenge vachingozhinyirira
Luke 1 Jesus was taken to the Prophetess Annah to fulfill the Scriptures. Joseph and Mary knell before her. Joseph knell down before Prophetess Annah.
@elizabethbongers1124
7 ай бұрын
Hezvo nhai imi, vakadzi havaite spiritual power here? Musatideredzera kudaro. We are equal to men in the eyes of God
@mcdonaldk738
7 ай бұрын
@@elizabethbongers1124 ini ndiri kutotsvaga kudzidza kune vakanzwa shoko ,ko sei vakadzi vakanzi zviisei pasi pevarume venyu asi pasina kuzonzi nevarumewo zviisei pasi pevakadzi venyu ?
@tafadzwabaisheaneni5934
7 ай бұрын
zigo unopenga here iwe Maponga ane doctrine ripi rinotaura nezva Jesu. Maponga is a necromancer, soothsayer, soucerer, satan wemene haana kana chaMwari chaanoziva.
@TonyMatema
7 ай бұрын
Never kneel down to a human being, and truly forsaking is permitted in the bible, john the baptist forsake the pharisees
@kimberlytshonisa8182
8 ай бұрын
Pastor Herengwe kaa, itayi mchitsiurana ikoko. Msangoseka seka
@lilychipazi8390
7 ай бұрын
Haagone kutsiura Chiwenga. Anongo zhinya even when derogatory language is used on women. She mostly parrots what Chiwenga says. She has no mind of her own.
@Bhekimpilo609
8 ай бұрын
14:32 Munhu anozvit anoziva zvese haato batsirike. Handione chakaipa kut prophetess. Vanamatire muparadzi cz munhu anowona. Ne anongoparidza vakasiyana Saka akava mkadxi haana mweya her OK kut munhu azonzi hure kureva kut mune list revanhu vaakabiridzira navo mrume wake achinorara navo toda 5 chete Dai akataura ne Zvangu chewenga uyu ndaimu bik too bad kukuvinga mu church mako imomo tokurovera moromo wako zvekunamata or kuparidza ungati mwana wevanhu hure wakatojaidzwa kurara kumashure kwaamai Mromo wako hauna zodzo unengozi chiwenga mwari uyu haasi mainni vako or mramu wako
@clivemabvira1650
7 ай бұрын
Unonyepa iwewe marufu hakuna waunovinga uri gwara
@chloegumere7845
8 ай бұрын
16:05 Howard Nyoni ndopasina zvozikanwa. He knows many verses but literally without deciphering or decoding them. I followed him on youtube and also joined one of his whatsapp group and he blocked me after l started asking him questions that exposed him before everyone. I did not insult him but just provided verses to prove he was lost and he blocked me.
Zigo urimhata we know u are a journalist urikutsvaka hauna kuterera that sermon ingawani wakapindurwa
@thembachaza7718
8 ай бұрын
Waita recognized zigo well done
@ClarenceRunowanda-bt6ex
7 ай бұрын
Zigo you want to learn a lot about Christ , chiwenga anomisa vese
@MaggMats
6 ай бұрын
Ngatirege zvedu kurwisanisa vanhu va Mwari as long as vose vachingoti Jesu ndi Ishe ,zvokuva weya weya izvo ndezva Mwari
@pamelajonasi7185
7 ай бұрын
Iye makandiwa aiti am more gifted than God iyeye why waste time nemunhu akadaro
@cdeChirasa
8 ай бұрын
Zigo how do l learn zvauri kuita and equipment inodiwa inga dhura zvakadii
@Olcool
8 ай бұрын
start with a phone and upgrade as you grow. KZitem haidi zvinodhura kutanga, a smartphone is good to go.
@mhofuyemukono6191
7 ай бұрын
Harlot Harlot munhu anoparidza nhema saMatimbire wendadhinhiwa ndosaka achinzi Joki
@Tatendaonline
7 ай бұрын
Zigo for you to be safe in a discussion leave people to conclude dont conclude just lay your video woti Apostle vati this and that what do you think guys . Once you give wrong conclusion unotanga kuudzwa zvekut hauzive bible zvawanga wakuitwa . Be nuetral we know you want to be saying something pama videos ako bt dont give conclusion just lay your video pasaite anozoona sekut you are doing it for money
@faraimakambe8556
7 ай бұрын
zigo you need help mpfana wangu hapana kana 1 anomira apo pamagwaro naApostle
@simonmungwadzi7986
7 ай бұрын
Kkkk chiwenga kumberi
@amosmpofu-el1sx
8 ай бұрын
There is no reason for chiwenga to debate with people without content
@anbuSkiyz
8 ай бұрын
Kwanai amana
@truthcentre.
7 ай бұрын
Itai mushe team. Debate what Chiwenga doesn't know anything about the truth because there is no truth in him so to debate things of the Spirit with a person without the spirit of God is wasting time
@TakundaVictorMutyanda
7 ай бұрын
@@truthcentre.urimurwere iwewe nxa empty vessel
@truthcentre.
7 ай бұрын
@@TakundaVictorMutyanda chii chaunozia cheShoko nhai iwe a full vessel.
@tinashe3753
7 ай бұрын
Zigo when debating about this gospel things at least isa ma verse uchiti according to Bible apa zvinoti but imi apostle TF mukudaiso why. Not kungotaura pasina backing.
@shaungranger2166
8 ай бұрын
Hi Zigo, congratulations bro you are gone mainstream. Keep up the good work 🎉, on that note, it is disrespectful and unethical for a leader to call out someone names like joki 😂. And that lady who is always laughing when Chiwenga is talking how much is she paid may I ask ?😂
@faithj2274
7 ай бұрын
Is disrespect to women's she keep smiling is so sad she can't if speak her mind she is in bondege
Joki simply means anoita spiritual prostitution..... Ndipo pane nyaya baba musamhanye nezvamusinganzwisise...... Like wat you dd on your first commentary of the issue ye Nhaka
@justicewhite-yf8pe
8 ай бұрын
I wanted to say the same. Although im not comfortable really with the constant use of such words
@TendaiBariri-hc4mt
8 ай бұрын
Chiwenga ndaimbomuda but kutaura zvevanhu kwake kwakundibhohwa
Zigo is irritatingly ignorant. For some of us who are interested in real issues of the Gospel, Muparinga, Memory, and Howard Nyoni are nonentities. Maponga is good in his field as a spiritualist and philosopher but cant talk sense when the Bible is opened. Zigo is just a hungry Zimbo looking for viewership to make a living.
@pastormvhvoices
8 ай бұрын
Chiwenga ari right apo mukadzi hafaniri kuturika ruoko pamusoro pemurume according to the bible hakuna zvakadaro, apa ichokwadi asi zvimwe Chiwenga anopenga
@normanparuzere3485
7 ай бұрын
Hapana murume anofanirwa kubatwa musoro nemukadzi
@LinetMusiyakuvi
3 ай бұрын
Zvakanyorwa kunani
@AneleSocikwa-wb7uc
7 ай бұрын
Talent is not am apostle that thus must be clear first before compare him he is just munhu anotsvaka attention and when they start to attend him maponga kuchema
@garnetguzha2176
7 ай бұрын
Haa zigo uridako unenge mukadzi futi
@delisilesithole4224
7 ай бұрын
This guy has pride, l don't know why he thinks he is better than other people. A man of God calling people names.
@hotstove9
7 ай бұрын
The guy tells the truth and people get offended
@SelmaNakaiChukucha
2 ай бұрын
@@hotstove9 the truth yekutuka vanhu here ngavatsiure vanhu not kutuka vanhu
@BlessingMoyo-cf3qd
8 ай бұрын
Chiwenga ngaite debate naProphet Angel
@clivemabvira1650
7 ай бұрын
Debate rei manje nemunhu asiri waMwari. Angel is a charlatan
@blessingmilos6849
8 ай бұрын
Zigo,zvakafanana kuona Headmaster achinhongeswa mapepa na groundskeeper, iwewe woti what's wrong!!! Uri joki
@getty300
4 ай бұрын
this guy kaa koJesu pachake aimbaridza mbeu wani
@CtorOnline
7 ай бұрын
Wakutadza bsa rako Zigo idzi hadzisi dzako
@AlbertChitenga
7 ай бұрын
Anenge akutorasika uyu, ndaimufarira but kwaakuenda uko kumakata,muparinga anoparidza zvisina side
@NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy
7 ай бұрын
The bible says, judge not so that you may not be judge, very soon whatever he is planting, he will reap
@epchaps1009
7 ай бұрын
kkkkk when a student tries to use the moves he learnt from his master on the master hanzi modus tollens na zigo kkkkkkkkkkkkk.
@giftsithole9340
8 ай бұрын
Kana uchinamata Mwari mupenyu even mwana chaiye can pray for you. Nhau yekuzvikudza ndoyarasa chitendero chechokwadi. chiwenga must follow Jesus not zvaanonamata zvakauraisa vanhu izvo. Pfungwa dzemudhara uyo dzinofanira kumbotarisiswa. I wonder why people are being misled by false teachers. I'm very sorry to say this but chiwenga need deliverance. Anyway zvakanyorwa kuti zvichavapo pamazuva ekupedzisira. The naked truth is chiwenga doesn't have the title he claims,Jesus is above everything. Kune vanhu vakatozodzwa neropa raJesu vasina kana dzungu semuchinda uyo,musoko raMwari hazviko zvekutsvaga mbiri nekukakavara izvo.
@clivemabvira1650
7 ай бұрын
Unonyepa iwewe mwana can pray for you kupi titaurirei mwana akambo namatira munhu wamunzoziva. Munowanza dzungu apa muri shallow pasina zvinozivikanwa
@giftsithole9340
7 ай бұрын
@@clivemabvira1650 I can't waste time on this because majaira kuitiswa. Isimba raMwari baba kwete remunhu ramajaira. "Even your children will speak in tongues" Is not me who said this,is Jesus the son of God,and children are giving strong prophecies but those false prophets are busy destroying those spiritual gifts. Usingazivi nyarara.
@giftsithole9340
7 ай бұрын
@@clivemabvira1650 musaverengerwa bible baba verengai mega....wizotaura zveu shallow wevamwe. Fools are very good @ pointing others. Bible roti "usaona zidanda riri muziso meumwe usingaoni riri mako." Ndozvakuwadza iwe nachiwenga wako uye chinamato chese.Namatai Jesu kwete vanhu,mugonamata kwete kunamatiswa baba. Zvinosemesa kana usingazivi kuti chipo chaMwari hachina zera. At what age did Jesus started to minister. Ungaziva chakaita kuti Moses avigwe kurwizi,uye Jesu azvarirwe mudanga rehwai.You will get to know kuti maorofita varoyi variko kwete kutura zvakadhakwa izvo.
@beautychitoro2207
8 ай бұрын
😮😮😮atuka chiwenga joki ndokuti hure, zvinoitwa nemunhu anoziva Mwari here🤐🤐
@clivemabvira1650
7 ай бұрын
Jesu akamboti vana venyoka. Should we ask wat u asking us here.
@ClarenceRunowanda-bt6ex
7 ай бұрын
Ehe
@costermasumbuko6653
7 ай бұрын
Doctrine chii nhai Zigo
@thomasmufundirwa1254
8 ай бұрын
Uri kutotsvagawo chekudya iwewe Zigo vakaudzwa nezuro, hauna chaunoziva nezveShoko raShe saka uri kubvunza kuti chii chinonyadzisa, vakamboona kupi Evangelist vachinamatirwa naAgabasi munhu waTimothy,? Unoziva chinonzi Prophet here paShoko raShe??
@MercyMalawo-s4p
8 ай бұрын
Zigo hauna kana vhangeri raunoziva iwewe nyarara
@nyaradzaizindoga8328
7 ай бұрын
Chiwenga anorwadziwa ndava Prophetess Memory matimbire does not give him an audience
Zvakanaka kuvona kugamuchira zvinotaurawo vamwe zvino ukangozviti ndiwe unoziva wega ndipo pakurasika zvachose. Pride is not good tikazvininipisa nekutotaura nemunhu wacho face to face kana muchibatsirana kana kuonesana muri 2 zvisna vazhinji hamuoniwo here kuti tingati takura pakuziva Mwari
@3CERTIFIED.
8 ай бұрын
Zigo, it seems like you are hurt 😅 . The way you are speaking, it feels like uneka pain . But what was taught yesterday and previously zviri so clear but hah wakango batikanawo 😂.
@faraimanganda7227
8 ай бұрын
Did Apostle Mparinganga close his church??? He had one at some point
@shepherdchibatamoto8222
8 ай бұрын
Zigo, I thought u knew better but yoo.. just make your products. A harlot is derived from diluted doctrine.
@nos__mas
7 ай бұрын
Zigo is not really intelligent..and its catching up with him. Ndoosaka aakuhakira
@THE-AGENT-OF-JESUS-CHRIST
8 ай бұрын
ITS WRONG FOR A MAN TO KNEEL BEFORE A WOMEN, CORNELIOUS KNELT BEFORE PETER AND PETER REBUKED HIM SAYING IM ONLY A MAN LIKE YOU, EVEN JOHN KNELT BEFORE AN ANGEL AND THE ANGEL REBUKED HIM, GOD CANNOT SHARE HIS GLORY WITH MEN,
@ellenmadlachuma5692
7 ай бұрын
iweka Hawad nyoni and Joshua maponga havasi vashumiri Havana doctrine ko sei usingazvioniwo
@wellingtonmakota9556
8 ай бұрын
Uyo mukadzi arikungoswka uyo ane murume here ok sorry kubasa akushandir mhuri ikutopinda nekuseka ikoko i understand
@NeneNyama
7 ай бұрын
Regai ndikubatsirei Mr Zigo according to Jesus. Apostle Muparinga vari Wrong 100% kana vari mu Apostle zveshuwa shuwa wa Jesus Christ hatigoni kudero kuna Prophetess kana Uri Evangelist
@bluecatreal
8 ай бұрын
You are right on this one Chiwenga arikuhumana,Chiwenga has a big problem
@Expagorater
7 күн бұрын
Chiwenga uyu idhandahedhi
@Saint.godfrey
7 ай бұрын
Nxaaa Hauna nyaya iwe
@Ryanmatanda
7 ай бұрын
Chiwenga unozvikudza hapana huMwari pauri
@munerimuwandi9396
8 ай бұрын
Zigo urikubata basa ndazozviona nhasi ndaimbokushora ❤❤❤❤❤❤ sorry hako
@tatendagurende
7 ай бұрын
Amai TF venyu avo does he demonstrate power or vakawandira kumuromo sepinjisi,
@clivemabvira1650
7 ай бұрын
Do you know what is POWER..... Dzidza Shoko wozobvunza pano
@missmadas203
8 ай бұрын
Chiwenga HATES WOMEN WITH A PASSION. I haven't heard him saying anything good about a woman. My concern is that lady sat next to her achiseka cheerleading him. 😢😢😢 WOMEN we are enemies of ourselves
@nyaradzaizindoga8328
7 ай бұрын
Nhai hako. He has been on Prophetess Matimbire doesn't give him time of day ndozvinomurwadza
Point of correction Zigo you debate about Gospel but to learn the word from manual
@brianlungu1189
8 ай бұрын
Zigo unenge wapindwa nemweya wa tshabangu
@alecmalborn7266
7 ай бұрын
True
@DERWANGLE
7 ай бұрын
Sengezigo
@Taurai-e3p
7 ай бұрын
Haa mpfana uyo anonzi Talent akupenga nekugara ega ngaaroore adzikame
@TonyMatema
7 ай бұрын
The problem is now vanhu vakungoti kutonga ndekwaMwari to justify their wrong doings, yes kutonga ndekwaMwari asi vanhu vaMwari vanotenderwa kutuka, kutsiura nekuudza munhu kana aresva asi havataure his or her fate
@couragemunyarari-vm2fi
8 ай бұрын
But honaka Zigo we don't have anything like a female preacher in the Bible
@hatridgeushemakota7910
8 ай бұрын
Tinavo wani amai 😂😂😂
@mcdonaldkaronga3583
7 ай бұрын
Zigo Apostle Chiwenga is not your your match tsvaga dollar unyerere not confronting someone who breath scriptures
@qbrightonmakuyana4788
8 ай бұрын
Falls preacher ndokuti jockey kwacho
@tinashe3753
7 ай бұрын
JESUS AITOTI MURI VANA VASATANI UYO ATONZI JOKI ITS BETTER
@ERASST
7 ай бұрын
Kkkk hanzi kana newe zigo hauna doctrine Kkkk same what'sapp group.
@TrickyDeeGil
7 ай бұрын
Chimbobatawo BBC. Iri kubata "munhu waMwari". Iri kutuka Temitope.
@NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy
7 ай бұрын
His important job is to criticize other servants of God, is that so. Are we still preaching the word of God, how can he say, prophetes joki, did he ever slept with her. There's something wrong with this man. Does it mean he is the only perfect man of God all over the world.
@darlingtonnjererenjerere6371
8 ай бұрын
Please we want to hear your thoughts
@gabrielazangwi7825
7 ай бұрын
Zigo on what grounds do you have iwe kusanganisa zvisingaite. Its not about having a large following . Munogona kuona chaunga mese makarasika. Zigo vakuzvinyanyawo ruwengo ruchakushaisa following cos mavideos ako akushaya credibility
Пікірлер: 401