Marriage is a institution isina anoti ndakaigona kana kuti ndinogona ingori NYASHA dza Mwari kana mugere zvakanaka ngati tambei nezvimwe , uye ngatisa farire kudonha kana kurwadziwa kwemumwe nekuti mangwana zviri kwenyu. May the Lord gives you wisdom to know and to select uplifting and encouraging messages in future In that way you grow in business.
@priscilladawa9505
7 ай бұрын
Ichokwadi here kuti amai Bona vanomuda murume uyu, ndiidzeiwo ndoona drama
@nomatamanyanga1967
11 ай бұрын
Vamugabe😂😂
@jessicakanoyerera3587
7 ай бұрын
Iwe wairoora.kwaPresident.unezera nako
@alicemuridzo7647
7 ай бұрын
My President l luv you
@CynthiaMafadza
6 ай бұрын
Vanhu denga hamuna
@norestmuchanetamandeya6357
7 ай бұрын
Haaaaa hapana anga gone voice raAmai ...veduwe Baba Bona sharpen mama's voice and she must try hear the voice raAmai
@inokwekwamasakuremashizha8955
7 ай бұрын
Onoj Lo Mo Mh
@inokwekwamasakuremashizha8955
7 ай бұрын
Op
@inokwekwamasakuremashizha8955
7 ай бұрын
Mjmjo
@andrewndlovu7259
10 ай бұрын
Very entertaining indeed
@jabulanimgomesi7950
7 ай бұрын
This guy ooh!😅
@mademoiselle327
6 ай бұрын
Pana Bona apa, uhmmmm, tsvagai mumwe anopfeka zvine sense, vele nje Bona 0%🚮
@tineimuvirimi3821
7 ай бұрын
kuwawataaaaaa
@kudzisvosve2296
7 ай бұрын
Vashakabvu vamuka 😂😂😂😂😂
@tafimutekwe2855
7 ай бұрын
Good acting vibes.
@vusamadubeko
7 ай бұрын
Ahh Gushungo chayivo 😂😂😂
@darlingtonlita1868
7 ай бұрын
Mugabe zvake
@NoelMist
7 ай бұрын
Next time taurai one one zvenoise ndozvinei
@clivemuchemwa5607
6 ай бұрын
Ndezveiko izvi igoritoto rarobert here ko arikuita nezveii
Пікірлер: 50