Society doesn't take the abuse of men seriously and that is very worrisome. There are many cases of violent women killing men in cold blood and it's sad that people realise how serious these things are when it's too late. The man is narrating a series of events that are both sad and dreadful but you can clearly see that the majority of people present do not take him seriously
@naisoningwani1292
8 ай бұрын
true
@antoniodomingo7433
Жыл бұрын
Amai avo pafair varikurwadziwa chete kuti baba avo vakaroorerei...plus imba haichazi yavo hapana kana chidhina chavanotora vakabva Vega Havana kudzingwa. Nenyaya yechihure. Vasade kutonga. Pamba pavakabva. Finish and clear
VaMkwindidza makapenga you're very intelligent. Main actor, storyteller ❤
@HanaPhiri
Жыл бұрын
But it's so painful this is not a wife t stay with after all was supposed to rot in jail
@gutazie
Жыл бұрын
Maxigadzi aya
@fofoemaibvise2768
Жыл бұрын
Shem baba Jane ndiri kuside kwawo
@rudomusami6508
Жыл бұрын
Mapurisa ngaasunge mai ava pliz Havana kumira mushe havadi kusekererwa ndapota
@LinetyHorah-yl4mk
3 ай бұрын
True
@brianchikadaya5660
Жыл бұрын
Man suffer a silent death, we cry in the rain just because we are men.
@BrendaTakuranemidzi
Жыл бұрын
Chokwadi chiripo Baba Jane vakadyiswa namai Jane .he z so cool pese paiitika chihure ichi
@dadiraimandigo4004
Жыл бұрын
Yaaa Jane enda unoroja uri nyoka like mother like daughter mai bhishu mwana bhishu
@LeticiaMutasa-zf7qt
Жыл бұрын
Headman Chigodora Is a true man of God ..May the Lord keep on bless him🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼
@muchieman1324
Жыл бұрын
Husband makes a good story teller
@Kelvin-u3g
Жыл бұрын
A fiction teller
@maggiedom
Жыл бұрын
😂hanzi mai mwana, gogota ranga randidambura
@evansdzinzi3152
Жыл бұрын
Mambo vanhehuchenjeri hwakadzama ava... Our Zimbabwean King Solomon. Keep up the good work.. Mwari varambe vachikupai uchenjeri.
@AfroWisdomVault
Жыл бұрын
Baba Jane to the world 🌎 🙌. Wish kuzombowana umwe mukana to catch up with him at some point. For me it was when the headman asked if he was crying! Baba Taps consider doing follow up stories.
@merblempala1345
Жыл бұрын
Like mother Like daughter
@lisamuz1790
Жыл бұрын
Mabishu ese
@merblempala1345
Жыл бұрын
@@lisamuz1790 shuwa mabishu akasangana
@ladislausvmap
Жыл бұрын
Inonzi personality disorder mai ne mwana.
@mavischigudu5435
Жыл бұрын
Nyaya iyi ndanakirwa zvangu..inedzidziso hombe muraramiro yedu...Jane .Jane.Jane😢
@rudomusami6508
Жыл бұрын
Mukadzi uyu ane moyo wakaipa shame,imhondi iyi
@reginadzapasi9668
Жыл бұрын
Chokwadi muroi uyu ungatema munhu nesando.
@PATIE-PANASIMON
Жыл бұрын
Imhondi,,,,,hure muroyi kana mazogara
@lainahmusariri5111
Жыл бұрын
Baba ava vaneshungu shame
@veejay9436
Жыл бұрын
Chokwadi mukadzi ari wrong uyo yooo
@pfumela247
Жыл бұрын
Headman Chigodora, The Best Headman in Zimbabwe by far, ndibaba vanotonga zviri fair, no favour, no bias 👏👏👏❤
@sylvestermahlangu6907
Жыл бұрын
Vari kugadzirwa nyika headman❤
@sylvestermahlangu6907
Жыл бұрын
Muzimbabwe tikaina varume vane headman Ava two chete Tino Enda mberi senyika❤
@progressgwenzi1083
Жыл бұрын
Tatozviona tega kuti mai vane problem munhu wemukadzi anouya padare nemusoro usina kusungwa zera raworo . Ngaatsveruke
@perseverance9096
Жыл бұрын
I bhishu iro
@TinasheChingwende
Жыл бұрын
Mai kana mabva pamurume muchadzorereyi ipapo uye why muchingoda zvekuda kurowana panguwadzose saka kutaura kuti zvese ngezvenyu mbuya ko murume chake ndechipi
@elsiehovahova725
Жыл бұрын
Mudare mutemo here kuti unofanira kusunga dhuku here
@kudakwashemarire851
Жыл бұрын
@@elsiehovahova725haasi ese matare anokoshesa kusunga duke or kupfeka hat mumusoro
@ethelsawadye4023
Жыл бұрын
Mai Jane iBhishu ngavayende vasiye baba Jane nemusha wavo.
@AshleyVillameen
Жыл бұрын
Yaa iro ibhishu ndoriziva
@llions5633
Жыл бұрын
@ethelsawadye MaBishu ega ega Jeni na mai ake !
@AshleyVillameen
Жыл бұрын
True Mai vakadzidzisa mwana chihure
@TatendaZingoni
4 ай бұрын
Baba ava umm vanga vari panguva ykaoma shame
@tamarymlambo8854
Жыл бұрын
Two channels dzirikupisa Karanganda nekwaTinashe Mugabe 😂😂😂
@mosenpedzisi1575
Жыл бұрын
Wasiya Kw Sly.Kurikupisa..
@tiashempof7014
Жыл бұрын
Jane ngaabve pamba kana akura asapindire nyaya dzeabereki.
@Chiravirwa tiri kuabuswa mudzimba umo asi most of us men takabva kwata rerwa kuti as a man you should never put your hands on a woman and then some of these ladies like that woman take advantage when they came across a man who won't put their hand on them and just take abuse quietly for many years and ndipo panozonzwa kuti baba vepapo vakawanikwa vakazvisungirira kana kuti vakanwa mushonga wemakonzo and unfortunately the law all over the world tends to be favourable to women in as much if you just push a woman trying to stop her from attacking you the man will get arrested for assault and no charges will ever be pressed on the woman even though she will clearly be the aggressor.Pakaipa ma1 chaiwo😢😢😮😮😢😮 sad but tiri kushaya maorganisation anomirirawo kodzero dzevarume just like the many that are there for wome.Last month in June it was mental health awareness month for men but very few knew about it coz from a government level, it didn't get recognition the world over but we get international women's day,breast cancer awareness week and lots of other days that recognise women and the only statistic that men are on top the world over is that there are more suicide cases amongst men emanating from depression,domestic violence and everything in between.
@zakaroyalty62
Жыл бұрын
Mukwindidza is such a powerful, cogent & compelling orator! The rabid lady served community service for violent clashes in which she left her hubby for dead with a sledgehammer…what a travesty of justice 😞🥲!?
@RodreckDzobo
5 ай бұрын
Mukundidza u know ur stuff, u said it all
@RodreckDzobo
5 ай бұрын
Collen u also said the truth.
@Obvious-eq9pd
3 ай бұрын
Mahure ahanyengi wasu but you had and got love let the shit and rubbish rot
@geoegechiworese1528
2 ай бұрын
Longlive vaChigodora wish l can meet you Mambo wangu
Uyo mskana ngaatsvake kwake kwekugara asiye baba nemkadzi wavo.
@nyaraisvova7639
Жыл бұрын
Murume uyu ataura chokwad chisingapunze hukama mwana wavo musikana ngaabve ndiye achauraya vanhu vaviri Ava ngaabve akura chokwad kana achaita muroora akadai Mai unenge une nhamo dai Mwari vachitaurwa navo vatora Jane namai vake
@sharon3601
Жыл бұрын
She is dangerous because she pre meditate her crimes. This guy dai awana ma human rights lawyer amubatsire. Haisi case diki iyi. No wonder Shadaya achizopopota it’s because of women like her.
@TatendaMakumbe
Жыл бұрын
Headman Chigodora you are the best.
@charleschingono5815
Жыл бұрын
Baba Taps mukushanda nesimba... keep it up
@Olcool
Жыл бұрын
Hahahahaha, baba vatsanangura nyaya senyambo. haaaaaaaa, sometimes vamwe vakadzi kundoenda kubasa vakutoda vamwe. sometimes varume vanodaroo. zviori kwese
@NhereraYenyika
Жыл бұрын
Zviri pachena kuti baba avo vari mudambudziko
@mukonoful
Жыл бұрын
Headman Chigodora well done I remember ndichikuonai Kuma 2008.. handina kuziva kuti mune huchenjeri hwakadai..👃
@dorothychihuri1928
Жыл бұрын
This is a very sad story,murume uyu akarwadziswa,kana ini ndarwadziwa, vaChigodora tongai nyaya se nyaya mkadzi mentality
@MiriamMagadzike
Жыл бұрын
Taura zvako Doroth
@itayikaseke3480
Жыл бұрын
The man must move out with his new wife period,no woman must work for another lady
@madelinechimuka9875
Жыл бұрын
🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Manicaland ndaitadza Ini aewaaa
@regreatdoreka
Жыл бұрын
Baba Taps kuti chuuuu wayivepo here😂😂😂😂
@moseskapfudzaruwa6194
Жыл бұрын
Thanks baba taps thanks headman chigodora baba ava semaonero yangu ngava siyane nemukadzi akadai nokuti shiri inomuririro vayo haiurege mai ava hava rege gumbo mumba Gumbo panze
@ruthmakwara1974
Жыл бұрын
Jane Jane Jane waparadza musha ngaaende zvake anotsvaga kwekugara
Tsetse yedhoti veduweka zvakaoma Zimbabwe ndiyo nyika iri kutemesa mwari musoro surrender hahha 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣veduweka musadero chokwadi like me please
@sharon3601
Жыл бұрын
This guy seems like a fun guy unotoseka chete kana achitaura nyaya dzake kkkk it’s a sad situation
Watching from South Africa very day murikuzvigona kugadzirisa rugare munyika
@rojamillerover
Жыл бұрын
I genuinely feel sorry for this man
@sarahmadzana7717
Жыл бұрын
Zvakatooma veduweka madzinai musadaro kana usingachadi murume Siya aite move on neupenyu hwake iwe wondotamba dzako zvinorwadza izvi
@rudophinachigori5959
Жыл бұрын
Mukwindiza is a good Man
@teberiachitauro9305
Жыл бұрын
Baba Jane varikushungurudzwa iii veduwe aripadambudziko
@stellamashandudze516
Жыл бұрын
Thank you headman Chigodora watching from Capetown
@moseskapfudzaruwa6194
Жыл бұрын
Headman chigodora baba taps tokumbirawo part two yenyaya iyi inodzidziso 🇿🇦 Rosebank
@Olcool
Жыл бұрын
Jane imharapatsetse. kkkkkkkkkk. nharadada yemwana chaiyo.
@TendaiHotera
6 ай бұрын
Vachigodora ndipeiwo stand pliz ndigareko ndinyatsonzwa nyaya live zvisina data mukati😂
@ruthmakwara1974
Жыл бұрын
Mwana uyu arikufurirwa namai vake so havambogarisane zvakanaka nababa vake namainini
@lisamuz1790
Жыл бұрын
Jane mxm
@deliwendlovu6954
Жыл бұрын
Thank you Mambo watching from UK 🇬🇧
@muchmuleya9651
Жыл бұрын
🇿🇦🇿🇦🇿🇦
@evanzzumbani3008
11 ай бұрын
mai Jane kaaa
@milliema
Жыл бұрын
This family needs a lot of help. There’s so much discord and disrespect. I hope they all learned today
@joyceparwazenga7545
Жыл бұрын
Kudare raheardman Chigodora rinenyaya dzinopisa rambai muchitipa zvimwe baba Taps
@Palaz_Adventure
Жыл бұрын
Men suffer in silence. Haa ndarwadziwa. This lady is evil, she should be in prison or else she is going to kill someone. Well done Chigodora, unogona kutonga
@mnet2912
Жыл бұрын
Why is this woman not in jail. This man has been abused so much.
@shingaimasvaure6997
Жыл бұрын
Aron ndakuona....my partner in B...ng....
@Olcool
Жыл бұрын
Vasikana varipano, hunhu hwa Jane musahuteedzera. eish, kupinza zvikomba pamba pana baba
@stanleymuusha2835
Жыл бұрын
Elder brother vataura chokwadi, musa joka bhuru nemusana masoro rinawo.Jane ndiyo trouble causer ngaabikiswe abve pamba chasosodzwa chave chitiyo
Baba Taps murikuseri. I follow matare a Headman Chigodora thru yo channel. i have a suggestion, why dont you fundraise kuti headman vedu wavakirwe pekutongera nekuti basa ravo iguru. Tisapotsane nenyaya kana kwakunaya plz. Tinyatsoti Chuuuuuuu. Ehh ndaiepo.
@tiraa8944
Жыл бұрын
Allen anofarira nyaya dzevanhu..i hope he has fixed the land issue with his brother😂
@mumugurure481
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@vivianmukanya9354
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@TawandaMataranyika-lu1by
Жыл бұрын
Ibhinya mukadzi uyo she must be in jail for attempting murder
Пікірлер: 914