Another senseless murder involving makorokoza😢. Let's spread love not violence. Uyu akawana mukana anouraya zvakare. Kutsanangura mabairo awakaita kunge munhu arikuuraya huku.
@EdwardSibiya-pn1qy
8 ай бұрын
Ndarwadziwa nemuurqirwe wacho Ini gweja andimudi hangu
@bluesisthecolour
8 ай бұрын
Ko nhy tete pane documentary yakaitwa a year ago or something yaBright Zhantali... Hamukwanise here kumboita muchitaura naye... mheno kuti ariko here kujeri but would like to hear muchitaura naye kuti chii chaizvo chaiitika... Nyaya yake inotyisa
@hizibollahmupuro7343
8 ай бұрын
Handina kumboinzwawo iyi
@KudzSatiyi
5 ай бұрын
Bright Zhantali ange akanyanya. Tinoda kumbonzwa divi rake.
@cynthiamaposa4518
4 ай бұрын
True we need a follow up
@Traceyparadza-yy9tt
3 ай бұрын
True timbonzwa kt what happened
@peacematsitsiro5549
8 ай бұрын
Ko zvikanganwa hama saka hazvina kutozodyiwa...
@yolandamhene2574
8 ай бұрын
😂😂😂😂😂 aiwa hausi serious!!!😂
@englui
8 ай бұрын
😅😅😂😂zvenge zvakarasika
@Washie_DukeOfGokwe
8 ай бұрын
Ndikutozvifungawo
@humphreymanana5020
8 ай бұрын
kkkkkk iwee unoda shamhu chete
@RyanMachache-kg8mk
8 ай бұрын
Rot in jail mafana
@Chichi0104
8 ай бұрын
The way he was calm describing how he killed the other person shows that he has done it before.
@lebohanganesubingwa5474
8 ай бұрын
Just like that?😅
@brendamutasa
8 ай бұрын
Garamo mukat iwe you not even remorseful... Given a chance unouraya futy
@NicoNdou-d1n
8 ай бұрын
Those Zimbabwean correction services the infrastructure look bad I wonder how it's look inside since smith leaflet like that it's never touched for renovation
@shingiraitrevormboto2105
8 ай бұрын
Its good. After all a jail is not and shld never look like a hotel.
@tinashechigariro
8 ай бұрын
It should be worse than that
@nelsonmakwatsina3957
8 ай бұрын
It’s not a nice to be behind those walls, every citizen knows and we try to make an honest living but it’s tough,
@dananaimubonderi6850
8 ай бұрын
There are worse prisons in the world 😢😢😢😢😢
@frankmoyo7267
8 ай бұрын
Ndivo vanhu vari kuuraya vanhu munyika ye SA
@nomusamurima6326
8 ай бұрын
ehee ndivo ende ini ndikasanga nemunhurume wekuZim achida help handiite vanhu ava idzi imhondi chaidzo,hadzina tsitsi
@chiherachashe8208
8 ай бұрын
Iyi ndiyo mhondi iyi. Remorseless beast. But do u notice kuti chikorokoza=kudhakwa kwehurombe=murder??
true inini ndakayita murder sha 2018 kuchikorokoza but not my intention .. ku matopo apo ndakadakwa zwisingaite takatema munhu but lucky taka tizira SA we are staying here for the rest of our lives
@tmaktmak1464
7 ай бұрын
@@charletdube3957 Inotambika wangu,it’s a dangerous environment chikorokoza. Gara ikoko, wanirwa nyasha. Mwari anokuregerera 🙏
This guy was casually describing how he killed someone without showing any remorse. He also resisted arrest by armed police men wow. He was also cheating on his wife with a girlfriend who didn’t even visit him in prison.
@royalblue4064
8 ай бұрын
Mushurugwi zvake
@YvonneKalulu-m1e
2 ай бұрын
Zigindagoriya chairo mbavha dzepedza vanhu ku S.A zvakaoma hazvo
Most people in jail are from masvingo and manicaland
@muzivivincent5647
5 ай бұрын
Just noticed too masvingo ine mhondi
@jacobmuyambi
5 ай бұрын
@@muzivivincent5647 nekadoma
@albertmachinga6824
8 ай бұрын
Haaa hasha dzinoparira chokwadi plus magweja dzorai hunhu wenyu
@ganyaz
8 ай бұрын
vanhu vanofanira kuvana chenjedzo nemaProgram akadai neivovasina kana basa nekufolower zvirongwa zvakadai most of these incidents are moreles the same!!
@My-Music0017
8 ай бұрын
He is lying. You cant kill so many people without a scar.
@cc35506
8 ай бұрын
Dai makorokoza vatoita havo army votora nyika. Ropa rodeuka for zviripo
@Hungwe
8 ай бұрын
This kind of murder ine life or capital punishment
@admiremoyo3801
8 ай бұрын
Uri mhondi shaar iwe save your sentence
@blessblessing9181
8 ай бұрын
Akaisira muchetura baba mmmmh kuzonzwisa tsisi
@cindelna
8 ай бұрын
The sound is really bad.
@tauraichasi4756
8 ай бұрын
Team remugodhi rakazara mumajeri nenyaya dzekuuraya
@beaulahnkomo9565
8 ай бұрын
Anemhepo uyu ,ndaafiremo
@LennieChoto
8 ай бұрын
Why only 20 panyaya yakadai
@kudzanaimushandu6852
7 ай бұрын
Noise yakawanda iyo
@witnesschoto2389
8 ай бұрын
Makorokoza arikunze ndanamambo
@auddiemunda4446
8 ай бұрын
Mmmmm makorokoza
@mangenjedorothy8257
8 ай бұрын
Eishh zvakaoma
@tafadzwamafukidze347
8 ай бұрын
This is self defence🤷🏾♂️
@nkululekosibanda9784
8 ай бұрын
i thought as much
@braindanieltachiua3869
8 ай бұрын
Triste
@innocentfarayijambaya6633
8 ай бұрын
Makorokoza😢
@coleworld12
8 ай бұрын
Makakomborerwa vanhu vasinganwe doro. Almost everyone who commits murder pane doro riri involved. I have noticed the pattern
@nelsonmakwatsina3957
8 ай бұрын
Thanks you
@disirebobani9638
8 ай бұрын
First one to comment, but thank you tete this show has happened a lot of people kuti vasapara mhosva dzakaita seidzi
@tongesaishangwa6859
8 ай бұрын
There is a reported case ya wellington Maphosa online, it's different narrative from what he is saying. Maybe mazita hawo
@godwinchiutsi9183
8 ай бұрын
Haaa this one is a murderer. I don't think ndiye munhu ega aakauraya. Uyu ngaambogaramo. Abuda ozosangana ne mhepo yemufu.
@shoraichigutaa4150
8 ай бұрын
Ndovacho mabhuru awa cz kutaura kwake even matombo aakagiga akatorera vakomana ava nechisimba but haangataure hake .Mhondi zvayo l pray abudewo achinja .
Пікірлер: 135