😭😭😭😭😭Mwari pindiraiii,, mimwe mitongo, tongaiii muri imi,,,,, sekuru you are innocent God is watching you, there is a reason why you are there
@hillarydzapasi4816
4 жыл бұрын
Sometimes totadza kuona muitiro waMwari , Pamwe sekuru ava vangadai vakatozokanganisika nekushaya mari yekuzvirapisa , Now he is getting assistance for free , Once he is completely healed hazvishamise kutonzwa kunzi vakazobuditswa then zvobuditsa pachena kuti it was a blessing in disguise
Sorry henyu Sekuru it's really touching God will not leave you alone
@panashemuchape467
4 жыл бұрын
That's true kuipa kwechimwe kunaka kwechimwe..
@AvyletStudios
4 жыл бұрын
Dai ndiri Lawyer veduwe
@mamoyotakuchingodza5168
5 жыл бұрын
Munhu akatonga mhosva iyi kaaa,newe wakapomera baba ava Mwari havadhakwe. 15 years idzi zvakaoma chokwadi
@uncleTee2023
3 жыл бұрын
There is certainly a disturbing trend with senior citizens in for rape. It's either they are paedophiles in old age or they are framed in complex relationships with step children. This requires investigation as children could be easy prey for old men. How vulnerable are girl children to old men? Could rape be a weapon of choice by women to settle scores? Why are there so many denials of rape convictions while all other crimes convicts freely admit? So much to be debated!
@ayandamagengenene6534
4 жыл бұрын
Mudhara inhubu iyo Tilder musanyeperwa ndamunzwa
@cleopatrandlovu5376
4 жыл бұрын
Shem.. ...sekuru very sorry henyu ndanzwa tsitsi mufunge....dai Mwari vapindira
@cynthiahodzi1513
5 жыл бұрын
Mmmmmmm ndarwadziwa wangu
@shoraimafuya3318
4 жыл бұрын
I feel sorry for him... There is no justice in Zim, they don't do proper investigations
@noziphomoviesnozi6070
3 жыл бұрын
Very true no proper investigation in zim vakuru pidirai
@requestmusekwa8757
3 жыл бұрын
l can't listen to this anymore.... this is too much Tilder
@auntyaunty5270
4 жыл бұрын
Shem ndarwadziwa nasekuru Ava varipo vanhu vari kupikira mhoswe dzavasira kupara vanotonga tongai nyaya kwazvo mhani
Ini ndakutofamba kuti iwe majudge naiwo mamejastirit aya Anoka vanhu mutongo vakamwa broncho..nyaya hondo zvangu vanotorerwa nhava zvskawanda.. this should be scrutinised.. zvorwadza..
@panashemuchape467
4 жыл бұрын
Money is the source of all evil
@elsyhova8906
4 жыл бұрын
Baba vaifanira kuverengera bhuku
@manondoe69
3 жыл бұрын
Zvakaoma sure uuuu vana vasadaro sure vanhu wee ka
@rashygox4858
4 жыл бұрын
Zvakango oma but God is watching us people be alert
@sethglennalana7464
4 жыл бұрын
Sekuru Havana mhosva Mwari pindirai
@alicemupotsa7736
4 жыл бұрын
Ndarwadziwa....sory sekuru
@charlesmillione7327
2 жыл бұрын
Ummm sekuruvakapara mhosva here ava
@nomatternhuta3018
Жыл бұрын
Kkkkk Gogo apo
@portiajemwa6870
4 жыл бұрын
Shame so sad munhu haachengeteke sure
@tyresegodzi519
4 жыл бұрын
Ooh shame. Its soo sad.
@plaxtv5826
4 жыл бұрын
Magistrate ava zita ravoo ndiyani
@fortunatemakwaza8540
4 жыл бұрын
zvinorwadza
@deljesala1878
4 жыл бұрын
God is watching
@drmaxxonlineschool
3 жыл бұрын
Our judiciary system is hellish...
@chiponyere972
4 жыл бұрын
Mwari vanoona
@wondermurungu3532
4 жыл бұрын
Ummm zvinosiririsa,saka handiroori mukadzi ane mwana wake
@etherealgordon5221
4 жыл бұрын
Kwaze kwababuhlungu 😢can you explain for me what is “kutendeka” meaning
@alicemupotsa7736
4 жыл бұрын
Kunongedza. To point.
@ishy1294
4 жыл бұрын
pointing. He is accused of just pointing his organ, but no evidence of penetration or contact
@amonkujinga6998
5 жыл бұрын
A six year old can testify
@gracenkomo4666
4 жыл бұрын
taura hako
@goofybdry2796
5 жыл бұрын
Chihebhuru
@agnesjodi8546
5 жыл бұрын
Saka he was given how many years
@tinotendalesleyjiri1540
4 жыл бұрын
He said 15years starting from 2018
@nyaraigogo1561
4 жыл бұрын
Munozovabatisrawo here vanhu vakaita se ava nhy tete.coz zvinorwadza kut munhu apikire mhosva yaasina kupara
@ngonikwaramba2802
4 жыл бұрын
Sekuru havana mhosva ava zvonzwisa tsitsi
@pritchardmhlanga6583
Жыл бұрын
Wako ndewako veduwe mudzimai wsngu ndomuda🤣🤣🤣
@talentsamwa7989
4 жыл бұрын
ummmm Mwari havadhakwe and havasi vemunhu mumwe whoever dd this to sekuru wakaoma hako ,zvichakuwanawo its only a matter of time bt shamhu yacho marwadzo Mwari havarambi vakanyarara
@abslomchigede5131
4 жыл бұрын
Nhai tete asi majere emuzimbambwe ndevanhu vatema chete here coz it seems as if it's a one race thing, i heard kuti kuAmerica majere acho akazara vanhu vatema zvakandinetsa kuti ganda redu rakamira sei?
@melonymupondori7936
4 жыл бұрын
Oh shame, kusvika pakufarira kusungwa cos vakazirapwa havo
@michaelmhlanga9367
3 жыл бұрын
Ndakutotya kudzokera kuZim kwangu
@digozmudavanhu9584
4 жыл бұрын
Ndarwadziwa Mwari batsirai panhau iyi.zvese tingaite tichiti takachenjera pasi pano asi tisakanganwa kuti kudenga kuna Mwari vachatonga
@joycephiri7508
4 жыл бұрын
taura hko mwari variko uye ndiyo mhinduro
@MashokoJuta-qm4sy
Жыл бұрын
Women u can't fight back by fists but u settle ur anger management by framing rape cases
@tatendasapatero45
5 жыл бұрын
Zvorwadza Mwari pindirai shuwa ndanzwa tsitsi
@blessingmutopo1430
3 жыл бұрын
😭😭😭
@margarettafadzwanyadore7098
4 жыл бұрын
Zvakaoma
@lifestylz_vlog
4 жыл бұрын
Medical report remdara rakatorerwei
@sandrakazuramera8265
3 жыл бұрын
Nhai hako vakabatirira sekuru
@collinssaruchera4666
4 жыл бұрын
"Mwana uyu akanyenga"🤣🤣🤣🤣🤣 but zim law is very biased against man its so sad that this old mdara
Zvakaoma nyaya iyi inorwadza chokwadi sekuru Havana kna mhosva shuwa asi ummm kna murora uyu achinyepa zvake murango wake uripo Tete Tilda dai zvaibvira mabatsira sekuru Ava Havana kana mhosva chokwadi mwari pindirai chokwadi zvakaoma
@auntkelly4805
4 жыл бұрын
Mwana ane six anogona kutaura akatiwo pakabvunzwa
@panashemuchape467
4 жыл бұрын
Shame
@rangacharumbira880
4 жыл бұрын
Nyika yedu yaora chokwadi apa vatungamiriri vakarara zvavo
@terencekahari5692
2 ай бұрын
Zim attorneys pliz itayi basa kwete nonsense yakadai,,,munhu anotendeka neyi asina nhengo yacho,,this is rubbish for sure set sekuru free pizz
@zenzodube1170
4 жыл бұрын
Umthetho wahamba nxele lapha cc Tilda, but siyabonga ama programes akho enza sibone into ezinengi.
@joechimunhu6266
4 жыл бұрын
Inkinga kahambeli ekhami
@vumaningwenya8990
3 жыл бұрын
@@joechimunhu6266 uqinisile bhudi cc Tilda please dont forget Ndebele people are also in prison too
@sifelaninxumalo6054
3 жыл бұрын
Tumadhara twe mushonga itwo
@motionmuhwava1548
5 жыл бұрын
Ndini ndachitanga
@shoraimasungo3956
5 жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi, iyi inonzi chirere chigokuuraya chaiyo,shame
@omakoyaclothing9350
4 жыл бұрын
Ngicela as Zimbabweans sonke uhambele amajele wonke ,uhlelo luhle but lukhulisa I tribalism esingayifuniyo eZim esisibulalele ilizwe, interview wonke Umhlobo,
Saka doc kana akati mwana haana zvaakaitwa sei mukuru uyu akatongwa 🙉🙉🙉
@dadiraicollen7708
4 жыл бұрын
Pakashanda chioko muhomwe apa rima iri ndakambosangana naro iri
@netsayikanengoni1677
4 жыл бұрын
Kushawo akamiririra ie advocate nyangwe vepro bono zvake ndoopanenyaya wena iwe. Zvakaoma, ende ndanzwa tsitsi.
@shm113
Жыл бұрын
Why can’t she keep her head straight kana achitaura??
@brendachihuri626
3 жыл бұрын
Zvinorwadza shame... So sorry sekuru nezvakaitika kwamuri. Mwari vanoona
@josephchabata5677
4 жыл бұрын
Sisi Tilda I asked this and I am asking again. After the program WHAT do you do to try and find justice for these people. It's clear there is miscarriage of justice. Does your program help them with appeals or find lawyers for these people or it's just a mere PUBLICITY STUNT. I say so because pane umwe mudhara futi ari kupika 100 years of which I doubt kuti ane mhosva
@decembersssveryown9610
4 жыл бұрын
joseph chabata publicity stunt ? You think tilda needs publicity from jail mates ?
@beautymatowe418
4 жыл бұрын
Ummmmmm pakuzoti gogo apoo kkkkkkkkk asi ndarwadziwa nazvo
@maposatich5026
4 жыл бұрын
If the doctor said there was no penetration why is he behind bars
@oliversibande2940
3 жыл бұрын
this is bulshit mutemo ngaufambe nenzira unless kana mdara uyu ane magic
Tilda ANOBHOWA kusvika kwekupedzisira. Sekuru varikutaura straight forward iwe woramba uchida kubvunzisisa zvenhengo yasekuru. Isu tavanzwa the first time. IMPROVE maitiro ako e interview mhani iwe. Nxaa😠😠
@joycephiri7508
4 жыл бұрын
I agree with you nhai hako
@dorahsibanda4237
4 жыл бұрын
This is so sad may the good Lord help us
@rowanelliott7586
2 жыл бұрын
i know Im asking randomly but does any of you know of a way to get back into an Instagram account? I somehow lost my login password. I would love any assistance you can offer me!
@claymoses9629
2 жыл бұрын
@Rowan Elliott instablaster ;)
@rowanelliott7586
2 жыл бұрын
@Clay Moses I really appreciate your reply. I found the site on google and I'm in the hacking process atm. Seems to take a while so I will get back to you later when my account password hopefully is recovered.
@rowanelliott7586
2 жыл бұрын
@Clay Moses it did the trick and I now got access to my account again. I am so happy! Thank you so much, you saved my account :D
@claymoses9629
2 жыл бұрын
@Rowan Elliott You are welcome =)
@tongayichihota2745
2 жыл бұрын
SAD
@donaldfenyere4240
5 жыл бұрын
Hurument ngaisaita corruption Havana mhosva
@vanzskies89
3 жыл бұрын
Seyi tunana sekuru ingori nyaya ye rape???????
@zenchen5792
4 жыл бұрын
Imi regai kungotora mawords evasungwa. Saka mati mwana akazvikuvadza here? Macourts ndokupa munhu the highest sentence in that category for nothing.
@marvelouslupiya2433
3 жыл бұрын
Kkkkkkkk
@dobbsarthur2182
4 жыл бұрын
Zimbabwe only proude for miscarriage of justice
@silindiwetshumasilindiwe7811
3 жыл бұрын
Everyone in Zimbabwe is raping ko mweya weyi chaiwo.Rape nekuba mmmmmm
Пікірлер: 141