Dai aita zvekwa Chokuda zvekuti angozama kutsikatsika nyaya openga sa magistrate uya akakaviswa bhora remapepa paGokwe cetre
@fungaichinamo7133
8 ай бұрын
Police ingashanda nezvezvi here ngaabude ataure pamberi pemapurisa pamwe iye akasvikirwa uyu ndiye mumwe wevakaponda
@tildasitholemusekiwa4453
8 ай бұрын
Don't rest Munyaradzi fight please ndiroverewo ma business man ayo anoda kupfuma neropa nemisodzi yevanhu kusvika vafawo ngavashaye zororo zvachose
@eunny9782
8 ай бұрын
Sekuru teedzerai zvinoda munya musafurirwe namai avo
@user-ch4ez2pj9g
8 ай бұрын
Next time kana mauya nenyaya iyi tangirai pamunenge masiira ahhh zvakubhowa RIP my homeboy 😔😔
@annanyamugudza1327
8 ай бұрын
Sekuru ava ndiri kuvaona pamaplatform ese mukuvabhadhara here vanhu vesosho imi
@user-tc9pb7gl4e
7 ай бұрын
Chero gore #Munya .You are the chosen one .Fight til they all speak 🙊🙊🙊🙊🙊🙊🙊.I'm with you all the way.As a mother I don't condone such behaviour.Ngavafe .Bhaibheri rinoti zvakesari kunaKesari
@tildasitholemusekiwa4453
8 ай бұрын
Musaite izvozvo sekuru regai arwe hondo yake hamuna rudzi naye he's very strong regai vaoneswe chitsvuku
@richardmaposa5876
8 ай бұрын
Munhu haaurawi,mweya wezanu wopfuka,akuna munhu anovhiya munhu asina mhepo yakambouraya,dai vese vanopondwa vaidai so Zimbabwe zvainaka, nurse muvinge zvakere
@user-op4kp1ij4v
7 ай бұрын
Dont rest Munya.fight your battele until .mhondi dzabatwa pamwe newese akaisa ruoko pana Munyaradzi na Nurse uyu .kana ukabhadharwa tarira maoko ako ane Ngozi nurse nekuda mari
Munya urikuita zvishoma dai uchinzwa kwauri kaa ita uchirova vanhu neshambock
@josephinekainga6816
8 ай бұрын
Vana sekuru ngavavhunze Munya kuti zvoitwa sei mapurisa no action pamwe pane huwori hwavepo
@nokuthulankomo6657
8 ай бұрын
Yeeeyi manurse imwi putsek , ityai Mwari . Kwenyu kuda Mari here kushaya humunhu ikoko
@BelindaMazhindu-hl8jn
7 ай бұрын
Very sad may his soul rest in peace
@nokuthulandlovu364
8 ай бұрын
Ah imi sis imi, what are you saying, Munyaradzi ngarambe kuvigwa kusvikira munhu wese aneruhoko in his death are dealt with, vese, nurse, business men, vaurayi, everyone who is involved no matter in which way, as long they have a hand in his death, Munyaradzi must deal with them...RAMBA MUNYARADZI, FIGHT YOUR FIGHT, we are tired of people who are greedy for ma US dollars, bribes etc, Toko sudze, this time mafamba kusiriko
@tipharris4641
8 ай бұрын
Another thabo bester saga
@kundaichisango6888
7 ай бұрын
Poor quality video and posture from the interviewer. Phone keeps disturbing. Please make better videos
@jessienyasha8356
8 ай бұрын
Aaaah kuripa uko vanhu vema mine vanoita mari zvishoma izvo dai akangot anoda munhu chaiye ne mombe dzodzo nezvimwe ft nxaaaa vadzidze kusauraya vanhu ende zvakaoma ipapa are busy nema rrituals kut zvirove police inemhosva saka kana munhu auraya munhu haasungwe here indava soo panenyaya apa police,varidzi vemamine,vakauraya,ma nurse, vese vanhu ivavo ngavabatwe
@user-lc3fh9xi4n
8 ай бұрын
Mapurisa ayo ndaasungwe cz varimo munyaya dzacho vakatopiwa mari nema business man ayo ska varikutsikatsika nyaya Vasari kusunga mhondi cz nyaya yatova pachena iyi vanhu vakaponda vakuziikanzwa sei vasiri kusungwa aaah apa pakutoda police imweo inobva kudzimwe nzvimbo vauye vabate mhondi idzi cz police yemunharaunda ikutodya nema business man
Nyaya iripachena iyi all culprits are known nhai Munya ko wamiswa naniko kuvavinga one by one kuva hereretsa zvekuti vafambe vaende pama shops umwe neumwe achitaura zvaakaita kusvika munya afe .. ukujaidza vanhu munya itotanga navo izvozvi vakadzi vemapurisa vatize varume vavo vachit tirikuona munya nurse atize varapwa achit arikuona munya
@candicemoyo8409
8 ай бұрын
Police yanikwa iUSA..kodwa salubiyankosi ...there was no postmortem ...one police attested akati no post mortem was done itai mushe vanhu ...we demand justice for Munyarazi
@user-wn2gi9iy5p
8 ай бұрын
Keep on frightening munya😢😢😢😢😢
@lovenessphiri5285
8 ай бұрын
Bhichi hauna mashoko munya haana rudzi nesekuru😢
@sidanisiwenkomo8505
8 ай бұрын
Ramba wakatsika ipapo munya deal with them usavarege
Пікірлер: 165