Pa fair this is just news and speculations we have more serios issues rather than this nonsense..
@Pessiamystic05
9 ай бұрын
If you have to get buried with all your possessions then it means they were not much and of much value and the family thought that they could do better and just buy new and better stuff and if kana anga aka bata bata faka onke nezvinhu zvake aende nazvo zvinhu zvohurombwa coz noone wants stay nezvikwambo zvako😊
@innocenthapazari8699
9 ай бұрын
Dambudziko; vakuru vetsvimbo voda kutodya nazvo. Kutaura kwaita mukuru uyo kwarati kuti mhuri iyo yotorobwa mombe chaiyo kana nezvimbudzi pamusoro. Hanzi handisati ndambozvivona mudunhu muno saka pakatoresveka kkkkk. Wotoshaya kuti kana tikaviga hedu hama yedu nemidziyo yake yatisingadi tinenge tatadzira ani mudunhu macho zvokwadi?
@SamuelChapata-xd6nh
9 ай бұрын
Andre Neshamba tikuda kyti nyaya dzakadayi moita kuti mubudise nga'nga dzunogadzira nya idzi, tirikunzwa vatauri but vanogadzira ndovatinod kuwona vachiita basa zvishireketwa zvaitika.
@makanakamaenzanise3602
9 ай бұрын
Hapashevedzwi vagadziri pamba pane vanhu vasingadi magadziro. DREWMAS iziso chete, anoda kuvhura door ndiye arikunzwa mudumbu wacho. Kana iye akati zvakanaka kuti amamire mumabhurukwa ko mhuri yeZimbabwe ingagotivo kudii?
@chervoughanmars141
9 ай бұрын
Ko kuzobvunza kuti mambobva nekupi munhu apedza kuropodza hake kkkkkk Mai Besaka Mai Besaaaaa
@Keith_kazoe
9 ай бұрын
🤣🤣🤣
@Keith_kazoe
9 ай бұрын
Ndivo drewmas yekumaraini kwavo kkk,uchida dot com vabate kkk
@marthangoma5586
9 ай бұрын
@chervoughanmars 😂😂😂😂😂
@user-hd7qy8qx9v
6 ай бұрын
Mai Besa vane makuhwa
@user-by5vo3mj3j
9 ай бұрын
Ummm kumusoro uko kune minana yoga yoga chiiko ikok
@tabethmushore8663
9 ай бұрын
Yoweee ndozvavakaita vanhu vekwasiya iiii kumarani kwedu uko
Пікірлер: 85