Munhu kana afa anoenda nezvinhu zvako varandakadzi lets learn to work hard for ourselves not to belong nevana vevanhu
@eliaschikodzi7116
2 жыл бұрын
That woman is very arrogant
@ngonidzashemafurutu5867
2 жыл бұрын
Very how Stupid Daisy is denying such offer to keep the legacy and business running for the benefit of Hers and the upcoming generations.. it's all because of jealous vakadzi soo mafungiro avo akadhakwa time time.. aaagh!!!😢😢
@juddygreene1825
2 жыл бұрын
She is a heartless mother,Tuku haana kumboita vana vakawanda but angadai akapawo chimwe chidimbu kuvana avo ve first wife not kupa maiguru but vana avo dai akavapowo something chero baba vavo vakatadza kuzviita,now otengesa zvinhu but vamwe vana varipo havana chavakawana umm zvakangooma hazvo,vamwe vakadzi moyo yatiinawo yakaoma sedombo zvechokwadi
@rebbecahove5499
2 жыл бұрын
Very true dai akapawo vamwe vana mugove wepfuma yababa vavo aingovapawo zvishoma hazvo iye otora hake pakuru
@juddygreene1825
2 жыл бұрын
@@rebbecahove5499 Haaa zvakaoma hama yngu ini ndakarwadziwa zvisingaite now pasina nguva munhu ashaika avakutengesa pfuma ycho asi paine vamwe vna vasina chavakawana,apa iye ndiye akatorera munhu mrume wake apa oita godo futi nevna vacho,chero dai baba vavo vasina chavakavapa but iye semunhu akaitawo vna angadai akapawo vamwe vna,aratidza kuva nemoyo wa satani chaiwo and zvoratidza kut ndiye aitokurudzira mrume kut asacheuke vamwe vana
@thandosmrt5513
2 жыл бұрын
Inga zvakaoma ko haana Vana here
@Paradzaimurwisi.
2 жыл бұрын
But instead of taking her down she needs support they did a great job for us so why do we let down our mother now
@ThandieMS
Жыл бұрын
Nothing wrong with selling her late husband's cars
@catherinefrancis9708
2 жыл бұрын
Remember even, The President Robert Mugabe gave him, Oliver Mutukudzi a Befitting Honorable respect n knelt before him, When he lost his son. And HE WAS the Nation's Beloved SON Brethren.
@catherinefrancis9708
2 жыл бұрын
We all know Tuku was Legendary. So why Can't his wife receive his perks. AFRICA Lets wake up. N Do the Rightful to all those deserving. N Especially to the Tuku Family.
@oliviazinyoni422
2 жыл бұрын
Wht special is Daisy than Sekmir and sandra Tuku's kids did get anything .wht goes around comes around she inherited everything so wht more she want
Iwe wazviwanepi zvauri kutaura ndozvandisitisingade manje uri papi
@zvikomborerokoso3611
2 жыл бұрын
Maths dzekuda kunyima vana vemushakabvu mapropeties uku
@helennyamutsamba2977
2 жыл бұрын
Really; is this True....
@ndumisosibanda1563
2 жыл бұрын
Don't say she broke it's very wrong
@chariechika9758
2 жыл бұрын
Ndezvavo vese vanhu musadero imi
@shamisomakuvaro9393
2 жыл бұрын
Haarevesi kana achizviti broke anorevei ngaasadaro if chiri chokwadi ndanyara fani in Tuku's voice so sad..Ane hwunhu hwakaipa kana akadaro haacgengeteke ane hwutsinye..
@agnellamusonza4702
2 жыл бұрын
Ndozvazvinoita kana wasabhura vana vemurume, kukambira zvese, hezvo zvakutevera muridzi
@blesamblesam9535
2 жыл бұрын
Taura hako apa akadada sei parufu mai ava shame
@memoriegomana5341
2 жыл бұрын
Taura. Hako
@agnellamusonza4702
2 жыл бұрын
Akawanza hake, n nw she is tasting her own medicine kwaaaaaa, zvichapera achamhara hake
@rebbecahove5499
2 жыл бұрын
Parufu vakashaina zvavo mai ava
@meriummazima4729
2 жыл бұрын
Wht next after kutengesa maproperties 🤣🤣
@maximumdube2953
9 ай бұрын
This is the problem of bringing nothing to the table, just having a stinking fish between the legs is not enough to survive in this world.
@Kelvin_Chijaka
2 жыл бұрын
There's something wrong with that woman. 🤔
@itaichirimuhanzu1555
2 жыл бұрын
Daisy haana plan ngaape selma
@trymoremutandwa8317
2 жыл бұрын
She should have engaged Selmor in the musical side instead of being greedy, nxaaa chembere inemakaro iyi
Enda paPAKARE PAYE mangwana kuseni unoona wega kuparara kwapaita
@tinotendamadzikwa3596
2 жыл бұрын
@@agnellamusonza4702 pagara panga paora paye and secondly is she interested in those things?
@agnellamusonza4702
2 жыл бұрын
@@tinotendamadzikwa3596 if she isn't interested then ngaape ana Selmor n Sandra. Why then is she still witholding property yaasingade ivo vana vemufi varipo ende vachiimba
@tinotendamadzikwa3596
2 жыл бұрын
@@agnellamusonza4702 how close enough are you zvekuti u can conclude kuti chii chikunyatsoitika? Ko kana atori iye Selma wacho who is running? I’m my humble opinion I don’t think we have enough facts to conclude this manner all we have is conspiracies
@agnellamusonza4702
2 жыл бұрын
@@tinotendamadzikwa3596 Ndinogara ku same area navo avo plus we hv Norton Magazine kkkkk
It is so pity that it has to happen just after two years of Oliver Mtukudzi's death.
@rooy2729
2 жыл бұрын
Saka moda atengese zvani
@collinsdirorimwe3216
2 жыл бұрын
Uuuum
@kmmiTV2024
2 жыл бұрын
this is a very pathetic story, noone can sell property which is going under deceased estates processes. Nemio vari kutuka dont you know anything about source ocf news verification?.
@tendymuku7952
2 жыл бұрын
Havana chavanoziva chavo kutuka chete imagine
@mercyzuze5287
2 жыл бұрын
Satani chikadzi ichi
@tafadzwaseremani5269
2 жыл бұрын
So wat
@Fire-beats1575
2 жыл бұрын
she is greedy
@benaiahbenaiah107
2 жыл бұрын
Dizzy Daisy Dozy
@davisonthebest5854
2 жыл бұрын
Me thinks if you are declared a national hero family gets a one off large payment and then monthly pension
@agnellamusonza4702
2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkk yu hv made my day
@fungienyilika3769
2 жыл бұрын
Ye Bond!! serves her right...simbe remunhu
@nyaraichizuzu9738
2 жыл бұрын
Is this true?
@agnellamusonza4702
2 жыл бұрын
It's very true, Pakare Paye yadhakwa, zvaakunzwisa tsitsi
@kmmiTV2024
2 жыл бұрын
@@agnellamusonza4702 no gigs coz of covid
@AmosMutama-rs9yp
10 күн бұрын
She is very arrogant
@ashieashie8652
2 жыл бұрын
Greedy
@thembinkosijoeman561
2 жыл бұрын
Zvinoitika in Life🤞 Grace Mugabe she's broke wani,, But ndovaiva varidzi vezvese
@emmanuelshonhiwa2935
2 жыл бұрын
Grace is broke??? 😂😂😂😂😂
@faraisimoko1817
2 жыл бұрын
True Pakare Paye Arts Centre started to get bad wayback when Tuku was still alive,money everporated a longtime ago.
@fearfokolo3591
2 жыл бұрын
Grace ari broke kupi iwewe
@emmanuelshonhiwa2935
2 жыл бұрын
@@fearfokolo3591 zviri kutondishamidawo vanhu vaye vachatofa mari vachisiya iripo 😂😂😂
@gladysmakirimira3855
2 жыл бұрын
Vanhu ka munongotaura shuwa
@dubai2725
2 жыл бұрын
Tuku akarora hure
@felixprincemare1536
2 жыл бұрын
Idofo iri chipfukuto chaingopfukuta mari dzaTuku chisina kana plan
Пікірлер: 111