Tinenge dzimwe nguva dzekuti tinopinda panguva yakaoma iyo yatinogona kutumidza kut nguva yerenje nekuti murenje munopisa uye mvura inonetsa kuwana as panguva iyi tinofanira kuziva kut Mwari anenge asina kutirasa bodo asi anenge achiziva hake ndangariro dzake dzaanofunga pamusoro pedu
Негізгі бет CHAPLAIN PHIRI - RENJE HAKUSI KUTUKWA
Пікірлер: 134