Vaona kuti vafumurwa ngaanyarare uko nxaaa ekedhi akabvuma ega nekun'anga kwaakaenda Kanengo aiveko here zvinhu zvaakapa n'anga Kanengo aiveko here musataura zvisina basa munorepa vanhu imi maporofita satan munonzvenga nemachira machena sekunge murivatsvene Mwari ngavakutongei imi
@Princecharmingk4h
2 ай бұрын
Usataure kwanga usiri.Ekedhi akaporofitwa nemaporofita even ne n'anga iyo inonzi ka teapoti kuti kanengo anezvaakaisa kuti adzure and zvaive zvinhu zvake . Kateapoti akati wakatangirwa but anokwanisa kunobvisa zvinhu zvacho. Akafamba kwakawanda ekedhi achida kutsvaga chokwadi achingoudzwa same thing kuti kanengo anezvinhu zvaakaisa kuti adzure atsvage mbiri . Zvakaporofita ana kateapoti handizvo zvavakazotaura pavanhu. Mambo haana kutonga nyaya zvakanaka and ndiye futi akatenga anaka teapoti kuti vapandukire ekedhi. Kateapoti anozivana namambo nekuti mambo anemhosvawo dzakupomerwa neverudzi rwake .
@nomsanyika151
2 ай бұрын
@@Princecharmingk4hbvapo
@TapiwaSithole-x6v
2 ай бұрын
Usanyepera vanhu iwe,Ekedhi akabvuma ega akatsvaga ngnga husiku chhipiti piti kubvisa zvinhu
@Princecharmingk4h
2 ай бұрын
Musataure kwamusina kuswera . Ekedhi akaporofitwa kumasowe even ne n'anga iyo inonzi ka tipoti vachiti kanengo anezvinhu zvaakaisa zvaakuzoda kuzodzura . Zvaive zvinhu zvake zvaive aisa kuti adzure atsvage mbiri. Ekedhi akafamba kwakawanda achiudzwa same thing and katipoti akati ndokwanisa kubvisa zvamakaisirwa. Katipoti anozivana na mambo akatengwa . Manje nyaya iyi haperere ipapa, kanengo hapana chinozikanwa.
@nomsanyika151
2 ай бұрын
@@Princecharmingk4h😂😂😂😂Ekedhi akatsvaga n'anga yake husiku ikabvisa zvinhu vanhu vaasingagone iye Ekedhi nen'anga yake vakabvuma wani
@tinashetembo1628
2 ай бұрын
Kuside kwangu kanengo ndewekumama
@nomsanyika151
2 ай бұрын
Kanengo chibaba Ekedhi wacho akadii kuramba kana iri fake
@namuinnomla804
2 ай бұрын
Zvauri kutauraa zvinosemesaa. You are next kumhuri yekwako. Asi kurohwa ndiko kwauchaita chete. Uri kutaura nonsense chaidzo, Ekedhi is going to expose iwewe futi bcoz iye pake akapedzaa. Munoda kumamiswa madzibaba
@Madzimai-v1h
2 ай бұрын
Saka vaisairira mweya yakaipa kunevamwe vemhuri. Ndosaka dzimwe mhuri dzaifa ne kurasika njere
@RudoMukombe
2 ай бұрын
Ekedhi itsotsi ko akatoresa chii usiku
@thulanitshuma4591
2 ай бұрын
@@RudoMukombe justify yourself all you want ekedi akabvuma ega
Ko iwe waifamba naye here ekedhi unotaura kwausina kuswera. Iye munhu wacho kana achizviti akubudirwa ngaanotora kune ropa rakezve. Ndomajokes anoitwa nemuzukuru . Nganotsvaga rudzi rwake uko
@marithacarole1518
2 ай бұрын
@@Princecharmingk4h mheno ka ndiwe wafamba naye
@Princecharmingk4h
2 ай бұрын
@@marithacarole1518 ehe . Handitaure zvandoona pa social media ,ndinotaura zvandakaona nemaziso angu ndozvandopupura. Kanengo anenhema . Dai ivo vanhu vakasungwa marimwe zuro vekwamaodzwa vakasabuda zvekumhanya...... Mwari ndewe munhu wese
@DoricaPombi
2 ай бұрын
Unenhema iwe newe urimuroyi kuporofita neropa revanhu shit dzevanhu
Haaaa ngachivharwe chichurch ichochi imi baba imi kwanai mazvinzwa
@ssam1430
2 ай бұрын
Yes it's time zvavharwa zvimasowe izvi
@PaulPahle
2 ай бұрын
Usa nyepera vanhu iwe pfutseki
@ChamwaMabhunu
2 ай бұрын
Ko waitora sei n'anga usiku kuti zvinhu zvitorwe ekedhi
@memosoko2104
2 ай бұрын
@@ChamwaMabhunu becoz teapot akatsanangura kuti matangirwa nakanengo atumira zvinhu zvaachazodzura saka ini ndokwanisa kukubatsirai saka chii chakaipa mukubatsirwa kungoti mukubatira nyaya padenga hino kanengo this nyaya will b his downfall coz kunyepera vanhu kwaanoita achidya mari dzevanhu this tym kukuzopera
@choks1977
2 ай бұрын
Holy Spirit is ahead of everything: now it's drama kukumbira Mambo for review panyama.
@masciemudumo
2 ай бұрын
Ko sei mweya mutsvene usina kuonao zvaizobatwa na ekedhi zvehurombwa. Hapana apa zvamukutaura bcz ekedhi akabvuma nyaya dzake kareee
@Princecharmingk4h
2 ай бұрын
Akamanidzwa and vakamurova izvezvi vanhu vekwamaodzwa vamaiona kwakanengo vari kuma purisa. Vaka abuser ekedhi nehanzvadzi dzake . Motaura kwamusina kuswera endayi kuchiweshe izvezvi munonozvionera mega
In your lies, the truth comes out, the church is very desperate to clean up the mess. 1 question since church knew ngozi mumba mavo, what did the church do to help him ne clan yavo (kwete iye chete). Zvekuti muzukuru kubudirwa asiri werudzi, we all know the case yekwaTilder that lady who ended up in Malawi anga asina hukama nemunhu. Ko imi vapenyu ndimi mava kuita detect, kuti mweya wemunhu unofanirwa kubudira apa? Inga wani ngozi inokwanisa kuvhiringidza mwana wemukwasha wani, as a way to for mukwasha confront vana tezvara to fix zvinhu zvavo
@ChipoMponde
2 ай бұрын
Saka unoti tiri matofo ,ungachamusiye Ari ipapo iwe watonzwa kt wabatwa,mazichira chete ayo mumoyo muzere hutsinye nehuroyi,saka uri kt teapot akanoitei pamba pake tsek
@memosoko2104
2 ай бұрын
Akanobviswa hurombwa kwakaiswa naKanengo hwaainge atumira kuti azobvise kana abvisa vanhu momuti anogona basa apa pasina zvinenge zvaitwa anenge angobvisa chinhu chake ,zvakatoitwa nateapot zvakatotsamwisa kanengo zvataitoona nesuwo coz angaakungoti ekedhi wakangwarisa coz aiziva kti Mwari vakachinja magoal post and haachawani mari akutanga kuti ndoda 3000 yekundifambisira mahara nxaaa anoti 3000 inonhongwa kanengo ngaaende kunorima fodya zvikuitwa nevamwe kwete zvekudya zvevapfupi nekureba
@scnyanyiwa
2 ай бұрын
havazi ko Ekedi zvaakaendesa ega zvinhu zvake kuna Teapot
@JaneShonhiwa
2 ай бұрын
Kwakunyara mbiri yeurombwa yafamba
@eddiegunda6097
2 ай бұрын
Kanengo aida kurowa mhuri yana ekedhi mari achipupura mhema kusimbisa humbavha hwake ndakazvitaura izvi kuti aya manyepo kanengo imbavha iyi
@Princecharmingk4h
2 ай бұрын
Ekedhi akaporofitwa nemaporofita evene ne n'anga iyo inonzi ka teapoti kuti kanengo anezvaakaisa kuti adzure and zvaive zvinhu zvake iye kanengo . Kateapoti akati wakatangirwa but anokwanisa kunobvisa zvinhu zvacho. Akafamba kwakawanda ekedhi achida kutsvaga chokwadi achingoudzwa same thing kuti kanengo anezvinhu zvaakaisa kuti adzure atsvage mbiri . Zvakaporofita ana kateapoti handizvo zvavakazotaura pavanhu. Mambo haana kutonga nyaya zvakanaka and ndiye futi akatenga anaka teapoti kuti vapandukire ekedhi. nyaya idzi dzobva kure dzamambo zvekuti ndingatoswera pano. Kateapoti anozivana namambo nekuti mambo anemhosvawo dzakupomerwa neverudzi rwake .
Vatanga varoyi vaye kurotomoka manje,vanhu vamwari my foot.
@rejoycezinyama7963
2 ай бұрын
Imimi musanyepere vanhu mazvinzwa?
@DarlingtonMutasa-f7r
2 ай бұрын
Ndo church dze zanu in a normal country with normal leadership zvoterereka here?
@rambochauke710
2 ай бұрын
Zvikwambo chete hauna mweya mutsvene ❤❤❤
@EverestSimau
2 ай бұрын
Kanengo ainyepa ,havaoni chinhu vanosenzesa social media
@memosoko2104
2 ай бұрын
Ndakatombozvitaura kuti n'anga dzesocial media idzi tichadzirega coz all they want is fam and money izvezvi vanhu vosungwa kwamaodzwa vachi kidnapper vanhu musha une mhepo uyu
@BenjaminMoyo-r7d
2 ай бұрын
Mmmm muonero wandakuita EKedhi akadzwanyirirwa ndaimbomushora Ekedi but now pane umwe kutswaka mbiri
@nomsanyika151
2 ай бұрын
Matsotsi hausikumaziva Ekedhi akabvuma mhosva dzake ega uyo kuti akazviita
@shepherdchagonda
2 ай бұрын
Haaaa monyepera vanhu Mudare akaromba hre
@MelodyHokonya-gq7ne
2 ай бұрын
Inga chembere dzemumusha ma ekedhi dzakabvuma wani kuti ekedhi akandifonera achiti kuno chachaya evernce afa INI kururai magemenzi ayo
Sekuru kanengo vanopedzerana nemi imi bcz ekedhi akaendesa huroyi hwake kunemumwe anorapa wani nhai zvinhu hazvina kubviswa here husiku sei musina kuzviona kuti ekedhi akaromba chokwadi ndochakabudiswa na sekuru kanengo
@memosoko2104
2 ай бұрын
@@TendaiKadema Hauzivi tsananguro dzakataurwa naka teapot ndosaka uine nharo dai vanhu vakatora ma video paitsanangurwa nakateapot ndopamaizoona kuti Kanengo ndiye mumiririri wa satan
@jimunyagomo899
2 ай бұрын
Iwe usanyepere vanhu iwe tàura chokwadi Mwari vakubatsire zvenyu zvekurombera chiporofita izvi siyanayi nazvo imi uri kunyepa zvauri kutaura iwe
With all due respect vana Madzibaba. Ko nhau yababa Ekedi yekuenda kumusha neN'anga kobvisa zvinhu usiku why musina kuitaura apa madziBaba hezvo Ekedi mudare wenyu chaiye??????? Ko muzukuru wekupoterwa how come akanongedza kuti Ekedi anemari muhomwe make inoita $300 zvikaonekwa zviri izvo???
Unoita zvinhu zvese zvawataura izvii sei usina mudzimu (bakatwa ,ndiro yemuti ,nekubikirwa doro ne jira reretso . Mainochenesa iya ega sei ndochitsotsi makasairira ngozi kudzimwe mhuri. Dzaizowanda sei mhosva imi makati munengozii imwe. Makaita kuti mumwe nemumwe apedzisira akunoromba kuchengeta mhuri yake in process vakaromba mhosva dzikawanda u failed u failed u further exposing yourself dai manyarara. Ndimi vemweya makatadza nei kuratidzawo muzukuru wachoo nzinza rake. Hamuna Tsitsi Rudo Runyararo. Mhepo yaida ropa June July zvinomakaipa instead having way forward yekuvaka mhuri yachoo nekuzorodza mhepo dzaapo mumusha maEkedhi mabusy defend case yenyu. Moshoresa nguwo tsvuku.
Koo madzibaba vanoti Ekhedi haana mhosva seyi iye akabvuma nyaya dzake. Akaunza n’anga pamba pake husiku kuzobvisa zvinhu. Paakuda one on one yamadzibaba naSekuru Kanengo 😂
@memosoko2104
2 ай бұрын
@@justicemunyoro5408 Hauzivi tsananguro dzakataurwa naka teapot ndosaka uine nharo dai vanhu vakatora ma video paitsanangurwa nakateapot ndopamaizoona kuti Kanengo ndiye mumiririri wa satan
@enockdzanas2420
2 ай бұрын
waporofita venhema ava mweya mutsvene uyu ndewekunyepa
@memosoko2104
2 ай бұрын
Kanengo ndiye aneshavi renhema zvino nyaya yaEkedhi iyi will be his downfall and achavenga vana Tinei kuti vakauyirei kudare kwake ajaira kudzvinyirira dzimwe mhuri zvino this time you picked the wrong target iye Kanengo
@frankmakaure1163
2 ай бұрын
Ekedi akauya na tipoti kuzobvisa zvinhu husiku iwee uchimurambira
@Princecharmingk4h
2 ай бұрын
Ekedhi akaporofitwa nemaporofita even ne n'anga iyo inonzi ka teapoti kuti kanengo anezvaakaisa kuti adzure and zvaive zvinhu zvake . Kateapoti akati wakatangirwa but anokwanisa kunobvisa zvinhu zvacho. Akafamba kwakawanda ekedhi achida kutsvaga chokwadi achingoudzwa same thing kuti kanengo anezvinhu zvaakaisa kuti adzure atsvage mbiri . Zvakaporofita ana kateapoti handizvo zvavakazotaura pavanhu. Mambo haana kutonga nyaya zvakanaka and ndiye futi akatenga anaka teapoti kuti vapandukire ekedhi. Kateapoti anozivana namambo nekuti mambo anemhosvawo dzakupomerwa neverudzi rwake .
Пікірлер: 147