Ngoma iyi inofamba zvimwe ngezvimwe chero machinja anotamba apa ahhh
@williammusazura2129
2 ай бұрын
True talent and that song has a vibe
@stanleymadanha5708
Ай бұрын
Kkkkkkkkk vibe ummmmm
@FOREX_TRADER_IRONMAN
16 күн бұрын
Pure talent 🎉🎉🎉🎉
@amosnhauro6433
Ай бұрын
Kambo bho asi zita ramazoimba yhooo
@user-nz3qf2gs8p
2 ай бұрын
Muchida musingade pana mai well ipapa❤❤❤ zvemujolo muchazvirega
@bertinagoko3246
2 ай бұрын
Ka diki aka kanemoto I give up wooo.
@user-hx9ut5di4y
2 ай бұрын
Ndiye Welly wacho
@KudzaiMatandire
2 ай бұрын
Ndivo here maiwelly avo monya
@RonaldZvemhari-kf2py
2 ай бұрын
Woozaaa team team izvi zvofadza izvi handei tione tinemwi guys we like you
@user-kq9vd7or8s
Ай бұрын
My favourite mai welly
@user-fv4ze5tb4b
Ай бұрын
Mwama wanii iyo nguva ,anodzidza chii mwana uyu
@user-kc3tf7pq5s
Ай бұрын
Vanhu hamuoni hr kt muri kushandiswa neZANU
@Grainger0123456789
Ай бұрын
Tinozviona but kumagumo kune nyaya..Andy Brown ,Tambaoga ,Cde Chinx to name a few. Zvinonakidza zvakadai and chief vanoimba ,regai vambodya havo nechipo chavo but vanhu havakanganwi zvachose, It's okeyii😢😊
@jowwabhofa4887
2 ай бұрын
Mai welly vangavofunga zvemutambo vakatorova shutazi inema studs
@DarlingtonMoyo-il6rs
Ай бұрын
Ndipei kamfana ako chief shumba
@Mamaangie2024
2 ай бұрын
Magaro kuita dutu kudaro 😂😂😂😂 hazvinakifzi asi
@bonasera298
Ай бұрын
He's on fire
@user-by5vo3mj3j
2 ай бұрын
Tsepete tsepete tsepete iiiiih
@ElizabethMutarini
Ай бұрын
Uri kuda Mota here Kuna sir wicknell
@DonemoreMarime
Ай бұрын
My favorite song mai welly
@ThandoNcube-xy2fo
Ай бұрын
Mukadzi wake ere mai welly vacho
@user-co1qp7om5y
22 күн бұрын
KadoKo ako ndowelly Wacho ko zvaizoinda nepi ko
@giftndawana
2 ай бұрын
Kkkk vanhu barikufafa vanenge five chete tarisa zvinaoko zvakasimudzwa ma 1 1
@user-hx9ut5di4y
2 ай бұрын
Welly anotamba
@relievemudiwa3018
Ай бұрын
Mai Welly ngavasadaro😅
@jmgchauke
Ай бұрын
Where & when was this rally 😅
@user-py6ju2lh5r
24 күн бұрын
I just like the bit not the words
@xibithechief
29 күн бұрын
Mai Welly is a freak
@user-xw2op3tp1j
2 ай бұрын
Uuum 😮
@Ryanmatanda
Күн бұрын
Duzvi
@shingiraitrevormboto2105
2 ай бұрын
Pari ndinyaya apa. Mbudzi yaAbhero yadya imbwa yaKorofati!!! 😂😂😂😂
@Chibi85Leonard.
2 ай бұрын
uno-hWA seUnotsvA
@jekbauer9352
Ай бұрын
NdiMai Welly here avo vane mushenen’ene 😂
@TrishyMutovoni
28 күн бұрын
😂😂😂😂
@user-co1qp7om5y
22 күн бұрын
Kmufana knotambisa ako....
@welldonerufu4865
Ай бұрын
Zita rangu kani mhai....
@ropafadzochikova1687
2 ай бұрын
Vana vanozoda chikoro ere ava .vanogona zvavo
@collinsnoel6153
2 ай бұрын
💋🇰🇪🎸🙏💖❤️
@LizzyBae-of7bi
Ай бұрын
hanzi chi namunangagwa😀😀😀😀😀😀😀is giving ED pfeeeeee
@Ryanmatanda
Ай бұрын
Strategy yekuda mota
@POMERAIZIMBANGO
Ай бұрын
Pane idzo dziri kurova hosho🤣
@nharonharo6503
Ай бұрын
Good wine needs no bush. If it was like he is singing he shouldn't have endorsed himself
@Cooltat
Ай бұрын
Kamwana kakutoita zve Band at that age because of poverty shem ,kari kutambira kuzopiwawo 10kg hupfu
@user-ce7mu2fj9e
26 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Cooltat
Ай бұрын
Kuimbira mota, apa hauna kana kumbodya ipapa
@LeoKenias
Ай бұрын
Watanga kuda mota.
@Cooltat
Ай бұрын
Ukaona mukadzi mukuru kudhafuka kudaro kutamba pa band inhamo
@mathewaaron8786
3 күн бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@tobiechikwaka7893
2 ай бұрын
We thought maelectons akadarika
@IvoneNhunge-om7zq
2 ай бұрын
Zvakaoma
@papastavo
Ай бұрын
Mota iri munzira
@Chux48
Ай бұрын
what is the relationship between Munangagwa and independence
@LovelyCows-fk2dj
2 ай бұрын
Iri hure rakanyanya
@Cooltat
Ай бұрын
Pamwe muchapihwa mota,
@Nagiechrizo.
2 ай бұрын
Rega vana iwe
@Spo7017
2 ай бұрын
Izvi hazviiite ,mai havana chiremera kuvana vavo
@user-eq1yp5xx3y
2 ай бұрын
Mai welly uuuu musadaro hazvidi imiba
@LeoKenias
Ай бұрын
Taura hako zvinofmbirana papi namunangagwa
@user-ob9jt9oj5o
2 ай бұрын
Mwana uyo deserves aqua
@webstertigere6581
2 ай бұрын
Forcing things no talent Mr hwenje
@takudzwamoyowatidhi3501
Ай бұрын
Wasu dzungu rakawandisa
@WellingtonBudzi
2 ай бұрын
Kutambisa zita rangu
@user-zq1kg5sv8w
2 ай бұрын
Kkkkkkk ratambiswa here nhai Welly 😂😂
@WellingtonBudzi
2 ай бұрын
@@user-zq1kg5sv8w kkkkkkkkk eeee
@AshtonMapengo-dj9ui
29 күн бұрын
Mdara ane hosho uyo arikupedxa bhora
@titusmoyo6964
15 күн бұрын
Asi pane panofamba pakanyorwa kuti u a now employed
@titusmoyo6964
2 ай бұрын
How do u employ under age to work at the music industry or it depends
@IrineMasese-pp3ro
2 ай бұрын
Uyo mudiki pane vese mwana wake ndiye Welly wacho
@wedzaprincess2216
2 ай бұрын
Ndiye wamai vemagaro@@IrineMasese-pp3ro
@user-hw5fg4dl2e
Ай бұрын
Ayewaaa ko anditii kana unechipo chinonekwa urimwana mudiki heree nhai weduwe
@ThandoNcube-xy2fo
Ай бұрын
Kkkk munenge makamaka muombi
@Bvanyangu352
19 күн бұрын
Says who they are employed? Vana vake avo.
@LazarusChikwanda-so6vh
Ай бұрын
I don't like the song zita re zombie riri kuimbiwa nemuimbi wacho aka pfeka kunge fudzamombe😮
@user-ej4ef3jf7y
2 ай бұрын
Vanhu vanongonakidzwa nezvina basa mbuya iyo kufongorera chaunga ne zibeche re Nzou shame
Пікірлер: 82