Tinotenda chose Samaita for the explanation. Isu tinoti Chidzangaradzimu
@mekong7529
Ай бұрын
Zvitendero zvinosiyana. Muchitendero chedu chipoko negoritoto hazvisi mweya yevashakabvu, even zvikaita shape kana chiso chemufi. They are just familiar spirits that roam around on earth because hazvina kwekuenda kubva pakaparadzwa mirviri yazvo during the flood. Mweya yevanhu isu tinotenda kuti haimuke sechipoko, either iri kuParadiso or kunzvimbo yemarwadzo kuvaya vakafa varamba kugamuchira Muponesi.
@collenchoto7385
Ай бұрын
ndadzidza...
@gagarmel1982
Ай бұрын
Goritoto hachisi chipoko chemunhu goritoto are nephilim spirits , ma nephilims anga ari ma giants as the bible discribes them havasi vanhu vakafira muhondo aiwa, dayi goritoto vaive varwi vehondo vasina kuvigwa dayi achiwonekwa daily and ari common vangani vaka tsakatikira kuhondo?
Пікірлер: 5