Ko chipikiri kwa Tasvu how far .Aiwa mwana ngaarapwe Ivo varikunakirwa wani mwana akanaka kudaro here.ko sei gogo vasina kutaura vabatisirwei nzeve yavo
@dominicchikwaikwai4061
6 ай бұрын
Karanganda uri pamberi. Nyaya dzaunotipa dziri pamberi. Ramba wakadaro
@GullyMubhanditi-wu2tg
6 ай бұрын
The tears of a girl child is deeply hurting..
@chengetomupinda-nh8sz
6 ай бұрын
Forever thank yu karanganda ❤❤❤❤🎉
@papafatso1761
6 ай бұрын
Nyaya iyi yakafanana neyekwa Matasva , mukomana akashungurudzika zvakafanana. Pakuda 1 Tasvu bedzi ndiyo mhedzepedze
Пікірлер: 829