The one and only drewmas media ...keep up the good wrk ..😊
@zimmeidai6754
Жыл бұрын
😂😂😂idzi imbavha idzi imhondi tarisa face dzacho
@juliaherbet2063
Жыл бұрын
Panga patoriwa nani. Iyi ndakaba
@teddiuschitena5426
Жыл бұрын
I like the ka song drewmas, stick to your original trademark introductory and closing one
@jessicakanoyerera3587
Жыл бұрын
Kugadzira nyika kuri pachena well done Dremas team,Pamberi neny'anga
@justicemanhombo7233
Жыл бұрын
Hanzi ndakaba mbudzi two 🤣🤣
@tinomzeni420
Жыл бұрын
Dreams media murinyanzvi ndokutembayi thanks 🙏🙏
@chingombedaries
Жыл бұрын
Chairman ve SDC ndombavha why achida kungoita zvemweya kana pabiwa iye nen'anga vanoziva.tumasabhuku tunenge twapa n'anga information zvongonzi ndivana Rasta I feel sorry for these guys
@blessbless904
Жыл бұрын
Kuba kwakaipa.ndiri rasta asi handitore ndisina kupihwa
@MmMm-fq7et
Жыл бұрын
Weldone n'anga itai bsa vanhu varege kuba
@vurasharhc6775
Жыл бұрын
Ko ppacchikoro apa hapana security here nhai Neshamba uye mukuba uku vanoba nguvai iye guard anoshanda nguvai
@pearlmambinge451
Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level. Well done Team Drewmas Shumba naMaHumba. Mbavha ngadzigadzirwe.
Wasviba zita ripi? Iwe wagara uri mbavha inozikamwa - people must not abused WORDS mhanhi! Even if vakomana ava vasina kuba apa but ngavasiye zvekuti "mazita avo asvibiswa izvo". They shld simply clean themselves on this one - kwete kutoda kutoti pane mazita "asvibiswa". Hapana zita rasvibiswa apa.
@drewmasmedia3856
Жыл бұрын
I agree
@lovenessnkomeni
Жыл бұрын
Love u all drew team
@fortunatemuchekadzese1939
Жыл бұрын
Ummm vanhu vasaba veduwe especially panhau yepump kumusha kwedu pachikoro pange pakanaka matap yakabiwa now vanhu vatambura pane makore no mvura zvinorwadza
@MmMm-fq7et
Жыл бұрын
Shandai vana musabe zvinhu zvevanhu munofa kana kupenga
Hahaha u should see your comment kna wabaya translate to english
@vhuranjero
Жыл бұрын
Kwazuvai ve drewmas
@dasilva8081
Жыл бұрын
Mashoko makukutu kubva kuna maa' wadreads..😊
@asaliatakadiiasaliatakadii3130
Жыл бұрын
Kuba kuba sekuru imi kna vakatomboba mbudzi pachikoro ipapo ndivo vakaba futi pump
@pearlmambinge451
Жыл бұрын
Hmmm apa vakomana ndofunga kuramba zvavo pakamera asi dai Sekuru vakangoita science dzavo kuti vataure vega maitiro avakaita. Nekuti kuti n'anga izotaura Zita rechirungu iro ma1. Ava vanhu vatogara vachibira chikoro.
@melodytapera9704
Жыл бұрын
Kkkkkk dzitori mbavha
@janetsvava7052
Жыл бұрын
😂Clemence kkkkkk
@nyashachafanza1536
Жыл бұрын
Everyday ndichibva kubasa ndovhuraa KZitem yangu kuona kuti Drewmas media hainaa kukanda videos hre thats my every programme, munofaraa hre Mr Endrew naHumba
@witnessndlovu5939
Жыл бұрын
Vanotikanga kunext levhuru kkkkk
@msiyiwasibanda6992
Жыл бұрын
Pluz dread unofanira kugera musoro pese pane mhosva dread first suspect
Пікірлер: 74