Kana usikagwadziwe neteam rese remagtom Media isa like pano🔥🔥🔥✊
@FaithMhene-ol9jy
Ай бұрын
Thank u Magtom
@PiousSimbarashe-dc2wd
Ай бұрын
This new gay is act l love him anodzi Casa kkkk
@PiousSimbarashe-dc2wd
Ай бұрын
Mukomana webhibho
@stevenruzvidzo5570
Ай бұрын
Handina episode yandisina kuona kubva pa number 1
@evamchikovore2612
Ай бұрын
Even me😊
@user-ev1xh6yg1g
Ай бұрын
E
@moreblessingsdube9478
Ай бұрын
Same here
@Kyrgzstrr
Ай бұрын
Neniwo
@geraldmangwaira3109
Ай бұрын
Kana neni
@inno447
Ай бұрын
Loyal viewers already here😍
@hoto31
Ай бұрын
obviously
@thandiwemhuri6410
Ай бұрын
Danny is busy minding business nesadza hakeee
@nzwirashedehwa2887
Ай бұрын
Ndange ndichiti ndini ndega ndazviona
@eunny9782
Ай бұрын
Kkkkkk
@user-hv1vc8jx4x
Ай бұрын
Kkkkkk taura hko
@tsungayichibange
Ай бұрын
😂😂😂😂😂 afamba naro, plus nyama azongonhonga tezvara vasat
@SamuelMabanja
Ай бұрын
kkkkkkkkkk aonekwa Danny
@Shawty_Tee_19
Ай бұрын
Can't believe it's episode 153 😮😮😮 magtom should do something to the topfans🎉🎉
@leechen1995
Ай бұрын
Kkkk kwete kuti matop fans nuvaitire something here 😂😂😂😂
@magtommedia
Ай бұрын
Thanks boss
@Shawty_Tee_19
Ай бұрын
Keep the good work tiri kuenjoyer💯💯❤️
@charitymatemera9194
Ай бұрын
Same ini since day one haaaa tiripo pano atibve ngazviende mberi team magtom ❤❤❤❤❤
@Bryanbadza
Ай бұрын
Top funs like us 😂😂
@aleeyahtate9194
Ай бұрын
Ndabva ndanzwa kuridawo sadza resagton racho😋
@raswaggah9483
Ай бұрын
Mfes waTindo anga anedzara kwete zveku actor😂😂😂
@graciousmangei7740
Ай бұрын
Kkkkk usadaro kani hupfu hwacho mahwani
@rosemaseva4464
Ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@raswaggah9483
Ай бұрын
@@graciousmangei7740 🤣🤣🤣🤣
@shumirairwafa9449
Ай бұрын
😂😂😂😂😂 ndazvionawo ini
@freegracesibanda690
Ай бұрын
😂😂😂😂
@runcarz
Ай бұрын
I feel like in real life Park haana respect 😂
@roberttgwena9047
Ай бұрын
Haaaa usadaro ku actor but ukamuwona mu Road unongoti pac uyo
@LeeMagarasadza-hv5rj
Ай бұрын
I see the same too, pareal life akarerwa neproton
@roberttgwena9047
Ай бұрын
Ndafunga mudhara wemu Nerai the man who played phineas he use to get evil looks nevanhu mu tonazi kkk
@olivergabrieldzapasi5127
Ай бұрын
U are right, pac anongoshaya respect😂😂😂
@ArthurSango
Ай бұрын
Zvisiri zvekueactor haana hake respect because the way he talk with elders 😢
@shammahrutendo9757
Ай бұрын
Eazy haasi weku advisor😂 Berla 🔥🔥🔥 Tindo munhu kwaye😂😂😂 Kim unofira mumaoko aOppah Eazy is in love with Alana gara zviya Complicated affairs is getting complicated more than it was complicated before
@takesuremanjanja
Ай бұрын
Kana tangonyudza munhu uyu mimba ikabva iwe neni totoroorana. Wagara uri mai vemwana wangu , I will officialize our marriage 😅😅😅 fear men
@kelvinmajokwilo4620
Ай бұрын
😅😅😅😅vakadzi nekuda kuroorwa atofara Bella
@rosemaseva4464
Ай бұрын
Vanonyepa zvavo baba ivavo kkkkkkkkk
@estahmakusha1138
Ай бұрын
Ndaseka zvangu... Vasofter babe😂😂😂😂
@user-tp6sw6pz2y
Ай бұрын
Ayisarenda 😂😂😂😂
@user-yb3cp8sh4g
Ай бұрын
Gender ya Adam
@tavongagoto
Ай бұрын
I didnt expect that plot twist from Bellah
@belindamamalyra6498
Ай бұрын
Yah pa actwa apo ish perfect 😊
@ZoeGladys
Ай бұрын
The last part where those three guys speak KILLS the VIBE.......
@sandrabeulah
Ай бұрын
😂😂😂
@belindamamalyra6498
Ай бұрын
I thought I was the only one
@clarakwayaya423
Ай бұрын
Haa ndabva Kure nemagtom mediu since kunyarara ndichiziva chokwadi episode 1 nanhasi ndiripano loyal fan
@user-cn9no5by5z
Ай бұрын
Neniwo Kunana smalie
@macdonaldchiwoniwoni2604
Ай бұрын
Tichagadzira mota ne coke
@milidzindlovu962
Ай бұрын
Notification gang let's gather first kuiona
@tatendachimwendo6442
Ай бұрын
Aaaaa guys.. Sm1 must bring Kim Down.. she making me mad nowwww. Enough is enough. No respect
@leechen1995
Ай бұрын
Nhai zvako aaa dai vasanganiswa naPac zvinoenderana
@letriciatshuma9510
Ай бұрын
I second you, Kim akubhowa, akuda pgs
@user-bx4ln8hh2x
Ай бұрын
She is too much uyadelela shame
@belindamamalyra6498
Ай бұрын
Ndokuti anogona manje ukaona Hana yakurowa every time she pops on there screen
@user-gz3kn9zo1g
24 күн бұрын
I like kimshe must win Kim
@user-qe9mo8uk3t
Ай бұрын
Wagona strategy baba EJ munhu akaitwa promise marriage anofara ndiyo mboma apa
@ndiwanga9532
Ай бұрын
Orpah ndiye one munhu anogona Kim😂 atombopusa wena kuzvishingisa chete
@Pablozvinos
Ай бұрын
Slimy hatina zera naye 😅
@stelladeredzai7792
Ай бұрын
Bella pa kurohwa PGS na baba SJ apo ungwarire, zvekuti ndokuroora haa kutamba nhodo, Magtom shamhu ye stress ❤❤❤
@Chiedzachaguma
Ай бұрын
Bella handimutyire.i Shamhu ya slimmy
@audreykundhlande7303
Ай бұрын
true bella atambwa pjs
@user-ln9qj9mt7t
Ай бұрын
Munamato wangu mai sj musa player memory card imi ....ndaona mafenda kani 🎉🎉
@tarigabrielle
Ай бұрын
11:01 hanzii naKim 😂😂😂 ndaseka. She is so petty! I love her acting hahahaa
@confidencechimwaza8850
Ай бұрын
Kim is the best for business she execute her role with competency.type yana Oppah regai imitiswe too strict for nothing.
@VickyDeekays
Ай бұрын
Can someone stops Dan from throwings 😂😂he's minding his business....Pac kaa this character suits you well 😂❤
@PrimaTauz
Ай бұрын
Team Bella baya like❤❤❤❤❤
@tafadzwamusekiwa3868
Ай бұрын
I feel sorry for her 😅
@PrimaTauz
Ай бұрын
@@tafadzwamusekiwa3868 me too bt i like her kkkk
@tafadzwamusekiwa3868
Ай бұрын
Me too that's my best actress coz of her innocence anotambudzwa by everyone
@TarnishMakopa
Ай бұрын
Haa magtom media muri huchi ndandichitoshaya chekuona nw magona wena❤❤❤
@blessmorezinyama8285
Ай бұрын
Whenever I see my homeboy Dan I feel proud.. there's a big smile on my face.
@prospergombera3361
Ай бұрын
Advice to Eazy by brother is a piece of cake. Hanzi uri kuda kundishandira nemari yekumba kwedu kkk, Ophar so
@DenleyMatsilele-wh8ev
Ай бұрын
To us who likes and share before watching
@EmmanuelNyamuzama
Ай бұрын
Wow ndaita first kuona complicated affairs
@juniormtaiko7375
Ай бұрын
Dan you are fire hanzi nhongai nyama tione kunhongawo
@rudomugadza1228
Ай бұрын
Hez a comedian😅 big up Dany kkkkk
@ratitimeshome2563
Ай бұрын
😂😂😂😂pandipedza
@leechen1995
Ай бұрын
Huye bodo anonomerwa
@user-tg6sr7ng5q
Ай бұрын
I love Kim's confidence but I cant wait to see achinyudzwa naBella.....
@leechen1995
Ай бұрын
Me too aaaaa ngaanyure
@tendainyonie3756
Ай бұрын
❤first comment kims fans let's gather here
@iyletychitekedza9582
Ай бұрын
Thank you magtom shamhu ye stress. Ndatanga ne ku liker
@kumbirayimamombe3970
Ай бұрын
Smile yaBella panzi we must mary is priceless, zvadzika mukati-kati chaimo.Kuita emoji chaiyo🥰.
@victormudzipa9666
Ай бұрын
All magtom media actors are legends, they know zvavanoita
@michaelzambezi6146
Ай бұрын
Dhobhobhoni tichakumanyisa apa wandibaya. Shameyne achamara mumwe munhu chete kkkk. Lovely guys. Ko legend varipi these days
@swemarichardmakonope1532
Ай бұрын
Mai Ej dzikamai hamusi kuziva baba Ej vakambotambisa Nancy front😂😂😂😂😂.Dzungu rekunzi uchaita mudzimai wepiri hakuna.Mimba yaKim Dai watoisiya zvako Tymond akazounza vana hobho
@AnotidaJuniorChitombi-kp3sf
Ай бұрын
From AC,,Go well complicated affairs
@abigirlgadzike725
Ай бұрын
Tindo uri zibenzi ndokugadzirisa zvemoyo here ikoko. Kudos to Bella you are sweet. Slimmie naCharmaine mukubowera kuti marriage yenyu makuipa Kuna Satan but you started on a solid rock wani go back there mudhingure Kim. Ezy uri munhui nhai guhwa munhurume. Keep it up team Magtom
@carolinezuze5275
Ай бұрын
Kim i jst love everything about ur green dress
@TakundaKanjanga-ji2no
Ай бұрын
Kim ari kuziva here kuti haana memory card😂😂
@leechen1995
Ай бұрын
Huye kuchachemwa paachazviona
@belindamamalyra6498
Ай бұрын
Hasi ba cnt wait for that part
@gaylordmachengedzero2964
Ай бұрын
Parkie is a good actor. It seems like its real. Chibaba icho...chero achi actor panobhowa. Mwana akaregeredzwa
@rosemaseva4464
Ай бұрын
Kahunhu kaKim hakaite weduwee, kana iye achamuroora ipapo paCA I feel for him 🤣🤣🤣🤣🤣
@leechen1995
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 Eazy kkkkk
@chuxsililo3665
Ай бұрын
Am two days late but chimunya ichi chirikunaka👌👏👏❤ Magtom you are the best
@bevinmakamure490
Ай бұрын
Kim ari kuziva here kuti haaana memory Magtom Media shamhu ye stress 🔥🔥🔥🔥
@AnotidaJuniorChitombi-kp3sf
Ай бұрын
Inn ndakaona Kubva Izzy achiri kunzi Josh,,,and the tone was How is it complicated with you when l am not around
@Jokonobias
Ай бұрын
Kim ma1. I like straight talk yako
@Mullah12345
Ай бұрын
Thanks for this baba juiu
@monalisakaetano8083
Ай бұрын
Lunchtime watching C.A frm Magtom..Wat a pleasure anybody deserves💕💃🏆❤🤣
@janetsixpence8141
Ай бұрын
I was waiting woo magtom huchi
@user-bh5xu6yv5d
Ай бұрын
Zvimwe kim wacho hatorina mimba muchizvipa stress
@Nakathabo
Ай бұрын
Glad to be here. Thank you #Magtom Media BUT... Storyline yaKim yave kusvota zvisingaite. Iri kutondipa stress pane kundibvisa stress 😂😂😂. Do something about it please 🙏😉😉 Tindo ndiye mumwe futi , ndapota hangu
@magtommedia
Ай бұрын
That storyline for now ndiyo irikuto complicater zvinhu to make it complicated Affairs so if we do something about it tauraya basa
@funnwellmadondo6240
Ай бұрын
Kkkkkkk I got your back, slimie anofana kumbonyura
@shemoremguni3313
Ай бұрын
Apa pakutoda kuwona neziso 1 kuita kunge real chaiko haaaaaaa magtom zvimwe zvakurwadza veduwe asi chii Kim
@leechen1995
Ай бұрын
Inotoda kuona wakateramira 😂😂😂😂
@takudzwaduve2122
Ай бұрын
Team Kim let's gather here, can't wait kuona baba SJ vachinyura
@trymoretendai3719
Ай бұрын
😂😂😂,dzikamai team imwi
@kmachinga0
Ай бұрын
PGS will be activated soon
@pauline9231
Ай бұрын
Aba sj havanyure hazviite😅
@user-ps4os4xl7p
Ай бұрын
Honestly Kim akutondibhowa😅😅
@rudomugadza1228
Ай бұрын
Opah ndiye akundibhowawo😅
@lenahrupare8672
Ай бұрын
Love you guys muri huchi ,moto.❤🎉
@victorjonasi2590
Ай бұрын
Yeah if you do not understand the word Complicated you don't enjoy the move kkkkkkk this is so complicated. Magtom media you're the best ever ❤
@mrmarkvee4133
Ай бұрын
Jesoo ko memory card zvaraonekwa tichadiiko nhai mhai😂😂😂😂Baba vangu Zhou iweee (in Slimie's voice)
@leechen1995
Ай бұрын
Obva okwenya musoro yangu achiruka nhema
@munyaradzimanyere1004
Ай бұрын
Baba SJ vakandipa advice yekuti ndisiyane newe iwe😂😂😂😂
@sandrawhata1867
Ай бұрын
Uyu ndounonzi mutakunanzva we film...🔥🔥🔥 sa Kim akanyanya.. she extra good!
@user-kp3dg8nj2i
Ай бұрын
I always wait for the episodes kuti awande
@ElsKy1823
Ай бұрын
Hahaha mai SJ vane lucky rekusangana nezvinhu muhomwe,vakamboona simcard pakazobuda nyaya dzamai EJ vanoona complicated affairs vanozvizia😅
@magtommedia
Ай бұрын
Vakariwona mu BMW vachisuka mota
@pisiraichoenda9173
Ай бұрын
Mushonga we stress ndatovapo
@kudzaimwapaura58
Ай бұрын
Memory card rawanikwa kkkkk.... can't wait for the next episode
@PlayhouseMediaGroup
Ай бұрын
ndafarira kakukomberedza kamaita Sadza with my favorate muriwo, nice one 1:58 the best ads seamlessly blended into the movie. ndakuda dawo upfu we Segton,
@rosemaseva4464
Ай бұрын
Baba SJ siyai vanhu vadye sadza weduweee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@oppahtarie9505
Ай бұрын
Ba SJ and mai EJ pliz please zamai nepamunogona kubvisa gonye rinonzi Kim ndingafare chose
@leechen1995
Ай бұрын
Kwaks gonye manje 😂😂😂😂😂 anondibhowa ini aaaa
@magtommedia
Ай бұрын
At the moment she is the complicated Affairs, that character is complicating everything pa script, and your message its a compliment kuti arikugona basa coz her role ndeye kufanira kuva munhu anobhowa zvekudaro
@user-ww4tp3re1d
Ай бұрын
@@magtommedia ummmmmm haaa ari kugona coz akubhohwa zvisingaite
@oppahtarie9505
Ай бұрын
@@magtommedia Haaaa arikugona big time because akutoita kuti tibatikane isu maviewers kikikikiki shez good asi pekupedzisira handidi kukuonai muchiitwa defeat noo
@salomegwinyayi3917
Ай бұрын
Kubhowa anobhowa hake Kim
@promisechiverengo4902
Ай бұрын
Kim ka😢 and Oppah nhumbu yaurikuramba nayo, mangwana zvchakunetsa
@LIGHTONGWAYINDEPI
Ай бұрын
Magtom media munogona welldone slim aka baba Junior 🔥
@stevenruzvidzo5570
Ай бұрын
Mandingonera ndachishaya chivaraidzo
@tatendamuyambi5457
Ай бұрын
Kelly park achakuchemedza haaite haana hunhu plus pride
@saymoregonzo
Ай бұрын
But baba sj makafitana namai ej
@mailamagwere6995
Ай бұрын
Munhu ari normal chaiye angarambe munhu akaita sewe 😅😅😅😅😅😅
@markmax3112
Ай бұрын
Kukwidzwa ndege yenashanga Izzy haaroore zvekumhanya
@barbrachitambwe9086
Ай бұрын
Can't wait for next episode,mai SJ vaona zvisingaonekwe muhomwe umo,anoipunyuka here Slimmy
@sitokodzilechewura5567
Ай бұрын
Maiweeeee mai SJ fanai kumwa ma pain killer ndava ndaona ma fainter yuwiiiiiiiii ini ndapinda chando... Am a loyal viewer since the first episode...ende ndinopinda nemoyo. Asi Eazy kaaaaaa Mwari Ave newe, ko kutengesa ba SJ kuna Kim ndokudii manje. Haaaaaaa imwi vanhu imwi munogona, but Kim kaaaa dai Oppah angokurova mhani lol 😅😅😅😅😂😂😂....I heart you Magtom Media Team ❤
@user-qe9mo8uk3t
Ай бұрын
Mtshele ntombi lomuntu uyambuluza
@taboe3257
Ай бұрын
😂😂😂😂
@ChosenFish-th9uw
Ай бұрын
Musakanganwe ku exposer ma sj pakutengesa Oppa zve mimba
@charitymemorymungapu934
Ай бұрын
Haaaaaaa nooo zvimwe ngazviperewo pasina kubatwa
@charitymemorymungapu934
Ай бұрын
Haaaaaaa nooo zvimwe ngazviperewo pasina kubatwa
@ChosenFish-th9uw
Ай бұрын
@@charitymemorymungapu934 kana akapotsa avenganisa vanhu paye pgs ngaishqnde apo
@leechen1995
Ай бұрын
Hiiii veduweee 😂😂😂😂😂😂
@blessingmoya7003
Ай бұрын
Pacharohwa pgs baba sj paanovhura hombe achapona nenyaya iyoyo mai sj vobva vanyarara
@silomatara4733
Ай бұрын
Uyu anonzi park pareal ungati anoshaina uye haana respect.
@funnwellmadondo6240
Ай бұрын
Slimie ku believesa ummm wakanyanya, Bella anongobvuma zvese
Cheers to us who first like, share,comment ,download and watch tisingamhanye hedu tapedza basa thanks Magtom media makatikoshera team yese
@JudithMnangagwa-uo2xr
Ай бұрын
Magtom ishamhuyemuroi pachayo.Well done Magtom
@tinashedumbamoyo8578
Ай бұрын
Good thinking Bella #@maiEJ, Kim must be brought down but there is a bomb which is about to explode, mai AJ vatora card, what is going to happen, DHIBHOBHONI UNOUYA ZVAKUNAKIDZA VEDUWE KKKKKKKKKKKKKKKK keep up the good work team magtom.
@onethomas8921
Ай бұрын
*have been watching you guys before this Complicated Affairs started kkkkkk ndipewo sando dzangu*
@tatendagodfrey145
Ай бұрын
Magtom media never dissapoint big up Director and team🎉🎉🎉🎉
@zeeroyalngwenya5968
Ай бұрын
Haa CA MUST be a national series Ndatenda zvangu. BaSJ mhanyai kutora card kumba izvezvi plz. 😂😂😂😂😂can't wait to see majava & Mamito's reaction😊
@tafadzwamapinge6700
Ай бұрын
To us who like bfr watching knowing magtom doesnt dissapoints
@vongaichiwenga8990
Ай бұрын
Bella I wasn't expecting that twist uchibva panaKim😂😂😂😂
@barbrachitambwe9086
Ай бұрын
Opah you are glowing,makeup unoigona zvisingaite
@josephshamba9547
Ай бұрын
Bella i love the way you are suporting slimie
@audreykundhlande7303
Ай бұрын
shamaine acharamba slimie aftr aona video then slimmie otora bella
@panashetjay
Ай бұрын
Can't miss an episode ❤
@mxolisi1998
Ай бұрын
someone tell me hw to comment here ...bcz commenting the whole episode will need a day or more .....great work guys
@user-kp3dg8nj2i
Ай бұрын
You are always the best guys
@FlorenceHerzel-fg4rj
Ай бұрын
Mai Ej mukunyeperwa hamumbofe makaroorwa nabba Ej
@anesusivangani6786
28 күн бұрын
Igwai 🤣🤣🤣kim na Oppah🤣🤣🤣
@tonderaikanyanga7317
Ай бұрын
Well done Kim im counting on you babaSJ....EJ.... future J..ngavawisirwe pasi munhu wepi anoRepwa pagore pagore seChristmas inouya kamwe
@nyasha0533
Ай бұрын
Really this is something else ahhh😂😂😂😂😂
@albertinagarura1917
Ай бұрын
🤣🤣🤣junior Tindo 😂😂😂it’s the look for me from Oppah
@user-ms7gl2dg7k
Ай бұрын
Kim you my favorite ❤much love Let the bomb 💣 explored
Пікірлер: 1,1 М.