Vanhu vari very smart Ava. Veduwe ngatitengere vabereki mbatya dzakanaka vapfeke. Ndazvifarira izvi
@victorchaputika2194
2 жыл бұрын
Baba Taps, chirongwa chako ichi chinondibatsira zvakanyanya nekuti ndinotodzidzawo kuchengeta mudzimai wangu ndichitotarisira kuparadzana naye kana Mwari vandibvisa panyika
@josephlupiya6626
2 жыл бұрын
God bless you 🙏🙏🙏
@berna4782
2 жыл бұрын
Mwari vave newe
@tendaichirinda745
2 жыл бұрын
Bataps please tsvagai machairs 2 ma folded one anogara mumota ma couples agare anyatsotaura
@dee4061
Жыл бұрын
True that Tendai l support that
@unityrunganga7103
2 жыл бұрын
Baba taps Vanoseka pliz yuh 😂😂😂😂😂
@juliaherbet2063
2 жыл бұрын
Hahaha what beautiful couple. A lot of people think it's easy to run the house and be a student as well. The way she looks teaching suits her very well
@linnyclarify3872
2 жыл бұрын
Sure vakafitwa nekuit teacher
@thembenincube3568
2 жыл бұрын
Genuine couple...chirongwa chiri so different ...I like this 👌
@lynet5565
2 жыл бұрын
Beautiful couple. So full of humour. That hat reminds me of my father(MHSRIP). We bought him all sorts of designs and them feathers were a hit.🤭❤️❤️
@christinemusariri8056
2 жыл бұрын
What an amazing couple very smart and intelligent. Good role models ende vanodanana and they are both comedians. Haa nhasi ndaumburuka nekuseka.❤🤣
@giftkagweda4492
2 жыл бұрын
So happy to see mdara Muparo he is truly my elder from Grange love this man
@ethansashiri8269
2 жыл бұрын
Baba Evanz kkkk
@floramaya6194
2 жыл бұрын
Nhayi vanodii kugarawo pasi for such Interviews???
@justiceguwaza7855
7 ай бұрын
So amazing Thanks Gogo we give us power to love our women
@MarthaTholanah
2 жыл бұрын
Lovely couple. Very entertaining.
@wilmarmarara2448
2 жыл бұрын
Good advert for the couples. Mudzimba mune zvakasiyana siyana.wanogara zvakanaka, wanorohwa etc.thanx bataps
@lmukoroverwa
2 жыл бұрын
Lovely couple, so full of humor. I love this program, baba vaTaps thank you
@charitykundidzora6736
2 жыл бұрын
Lovely couple, very smart .
@josecrik7498
2 жыл бұрын
Wow beautiful, thank you very much for finding this couple they have made my day I kept laughing 😅 all the way. This is one of the best couples.
@elainemakiwa2458
2 жыл бұрын
An amazing couple indeed
@giftkagweda4492
2 жыл бұрын
Mandigonera baba Taps to bring Mr Mparo my legend
@chezidiaries322
2 жыл бұрын
(Shame na Rachel) lovely couple sekuru na gogo❤️🥰
@nicholasmudondo2983
2 жыл бұрын
That's nice,keep it up Baba Taps
@westonmutizha7155
2 жыл бұрын
Kuti chuu happy couples, zvinofadza izvi ,thanks Karanganda TV
Kosisi vanga vaita jealous here kuuya nemakuhwa... Lovely couple 💖💖💖💖
@wilmarmarara2448
2 жыл бұрын
Kune wanegodo.wanorwadzirwa kuti arorerwei or pane wawaidawo
@nyashajay85
2 жыл бұрын
@@wilmarmarara2448 mufunge weropa chaiye.. Manje anonyarira kupi vanhu vatochembedzana
@mavisnyoka6294
2 жыл бұрын
No harisi good ndozvaiitwa kumwenga kuti aonekwe kt ari pachoowadi here. Vamwe vanototukirira chaiko zvekuti munhu anotochema. Kana kutoudzwa kuti Mai vake vanoroya
@dorcasmushango4713
2 жыл бұрын
haaa baTaps anochatisa kkkkkkk
@bridgetmachingura5131
2 жыл бұрын
Am at work but ndikufara hangu
@bosslady933
2 жыл бұрын
Kana nanhasi 🤣🤣🤣🤣🤣
@nancym7936
2 жыл бұрын
Dila naye 💕💕💕💕💯💯💯
@petronellacantwaitkanjanga9471
2 жыл бұрын
Kasekuru ako kainetsa kkkk
@mariashereni7140
2 жыл бұрын
Taura hako kaive katsotsi
@blackcherry9344
2 жыл бұрын
He looks like Mutirowafanza
@aishaamman266
2 жыл бұрын
Lovely couple very free to each other not zvekuhwandirana kana kunyeperana 👏👏❤❤
@simbamoyo9400
2 жыл бұрын
Baba Taps mayivepo here?
@nyaladzanijani851
2 жыл бұрын
Chirongwa ichii chinobatsira chose
@deliwendlovu6954
2 жыл бұрын
Baba aTaps kurisei Kumakomoyo
@patriciax8408
2 жыл бұрын
Kuti chu 😹😹😹lovely coupie
@auntygogo9810
Жыл бұрын
Night school was chikoro chemazizi lol.
@mukadziaknaka01
2 жыл бұрын
Gogo na Sekuru mandisparker love the vibe
@djmaxmillitarysideempire6266
Жыл бұрын
My neigbhours in Mutare mudhara muparo baba va Avant na Enerst
@JOETSINAZ
2 жыл бұрын
NYC PROGRAM, HAPAITIWO ERE KUMBOTIPAWO A YOUNG COUPLE TIMBOONAWO, KANA 2 EPISODES CHAIDZO, 1 YECHIDIKI N THE OTHER YOITA YEVATIKUREI
@ashleykunaka7280
2 жыл бұрын
I think the show Is actually for us young people, to learn from our elders ,what holds a marriage etc💕💕
@JOETSINAZ
2 жыл бұрын
@@ashleykunaka7280 i agree, but my point z also we can see wats happening in the young marriages n learn as wel
@eustinamandigo1282
2 жыл бұрын
Ndo runonzi rudo kusvika kumagumo
@gladysmutyiri586
2 жыл бұрын
Baba vaTaps 🤣🤣🤣🤣
@mariashereni7140
2 жыл бұрын
Karanganda tv kubvunza girlfriend yemunhu hapaite mopinzisa munhu busy
@nyashasimbo8045
2 жыл бұрын
yuwi yuwi yuwi kiss
@CBMstudios263ZW
2 жыл бұрын
Hoyo
@kimberleyleonard5948
2 жыл бұрын
Baba tapis
@vestamukwada6199
2 жыл бұрын
Baba vataps vanhu ava ndewekedu
@carolinesibanda7673
2 жыл бұрын
School
@fortunatemuchekadzese1939
2 жыл бұрын
Haaa zvinofadza kani vanhu vachidananaso
@ethansashiri8269
2 жыл бұрын
Evanz huya uone
@constancemarifiye7331
2 жыл бұрын
Smart iri tiii ndookt musha not kt baba vanodzoga kubsa zamu richinge pata pata mhomhorodzi zvwo iyi couple mubedroom ka1
Пікірлер: 111