First confession huroyi hakusi kumuka usiku munoroya. Imbozviisawo pa position yekuti deno ari mwana wako wainzwa sei. Unorwadza
@nontandochibi6909
27 күн бұрын
Ndimi makauraya bamnini, coz hamuna kurova ma1, maigaro rova saka ndimi makakonzera ma complications acho. If you don't fix issues kumusha kwemukadzi vamwe 10 ava vachatanga kumuka as well.
@Mpfariseni-q4z
28 күн бұрын
Last confection ulomona bhuthi u deserve every thing that I coming your way ungakutholi ukuphumula uze ubuyele emuva uyekhuma owakwenzeyo n bheka lokhubulalisa ingani zabantu ezingena cala
@peembano253
28 күн бұрын
Solution kuudza murume chokwadi, wakaita hutsinye ufunge , utarisire zvinhu 2 kuzviuraya iye kana kuuraya iwe , obvious kurambwa unotorambwa zvako , KO nhai Mwari ko zvaari kunzi ano believer mushoko renyu wani murume wacho madiiwo mamuvhura maziso Anna chimiro ichi,
@esterdube8894
28 күн бұрын
Serious kuita worried nechi bereko chaiko and u didn't even tell him about yr status??? People need to stop this selfishness
1st confession; uri muroi chaiye!!!!Handina mamwe mashoko
@beautyofAfrica-n9b
28 күн бұрын
Iih first confession zvakaoma munoda kuuraisa munhu Asina mhosva here.Inzwaiwo Tsitsi mumuudze aende kunotestwa musat Maira ngozi
@Edinah-y8n
28 күн бұрын
Iwe ndiwe wakauraya mukadzi Rega kuzvi chenura uchiti kuchipatara kwakanzi ma complications zvino ngozi dze vakadzi vese ava vawa gara navo ucha varipa neyi?uchayenda zvako kumusha kwacho kana woda
@faithmukwakwa7307
28 күн бұрын
If you really love your husband you will tell him the truth. Let the love you have for him be complete by you telling him the truth and asking him to forgive you.
@Dadirai-xg3no
28 күн бұрын
Hanzvadzi siya kuurayisa munhu siya zviriko Zim mari mowana imwe moita ngozi nehure iro
@magaretmapupa
28 күн бұрын
First confession uri muroyi iwe nxah
@ViolaChakanyuka
28 күн бұрын
1st solution yeyi wakapa munhu chirwere une hutsinye muroyi chaiye
@lizbertify
27 күн бұрын
3rd confession inga makazvigadzirira future yenyu yakanaka. That's commendable. I wonder how you hide all your businesses from your husband but I respect your hustle without your husband taking it away from you. Itai mwana, akakurambai like you said you can take care of mwana wenyu.
@vickky4970
28 күн бұрын
Hayas, zvakaoma zvaamainini vekutanga ava.
@Edinah-y8n
28 күн бұрын
Iiii makaoma zve shuwa asi sekuudzwa kwamakaitwa na vamwene venyu kuti haupakagari that's very true same people you don't deserve happiness tarisa kuporonga kwakaita mwana wevaridzi everything about you is a lie.
@samukelisomathuthu609
28 күн бұрын
#1 sorry dear don't want to jugde you just let this lady stay with and your husband to cover for you be nice to her but tell your husband your status remember they is also this lady in your life good luck dear that's life.
@ruekay
28 күн бұрын
Confession one: go to church and engage your pastors on this. And be praying He is a God of second chances 😘
@monalisakaetano8083
28 күн бұрын
1# Confession Zvamakaita zvakaipa sterek Ko kutaura chokwadi zvinouraya here.. Munga waster time yemwana wevanhu apa kumuzadza chirwere...Nxaaa
@ChipoMarimo-sh2zu
28 күн бұрын
1st une hutsinye samai vako,saka uchasvikepi nekunyepera nhumbu apa kumuzadza chirwere pane zvinovanzwa kwete izvi shame
@MarthaRita-nh6oj
28 күн бұрын
I confession rega kuzvijustifaya tvsaga asisade kuzvara uye ane HIV wazvinwa nevarikuda kuuraya avo ngozi nejeri zvirimunzira sis varikuda mwana anotakura nine ndiwe uye hanzi zvaranai muwande kana akakusiya ndiye ane inorutsa gold here zvinenge zvakangonzi haasi wako
@Eva3rt
17 күн бұрын
First confession unobhowa same age handisati ndaroorwa hangu asi matinyadzisa ama2k xae uri benzi remunhu urikutambisira munhu nguva
2nd dont kill her.tama pamagara mese.then asvika just ignore her call.ukauraya ingozi plus anenge asina kurwadziwa
@lizbertify
27 күн бұрын
2nd confession bamnini let this woman go. Munozviigira ngozi on you and your child nemhuri yese nekuda kwehasha. Mari chitsvakwa, inouya ichienda munoshanda mochengeta mwana wenyu. You will meet a great woman anokudai nemwana wenyu without all this drama you're trying to put on your life.
@peembano253
28 күн бұрын
Ngozi dzawave nadzo hadzicharipike idzi dzawandisa yoo but the best way kuenda kunoreurura kumusha kwemukadzi CHETE ndozvega
@MarianKavhuru-sv3dl
25 күн бұрын
But sei vanhu vane chirwere wasingataure chokwadi kt vanorwara why why 😢😢
@urayayi
28 күн бұрын
Blood on your hands is not worth it. Inga mwana ari kuhanzvadzi, continue your life without her, ukaona mukadzi achidzoka chenjera anokuuraya. dai zvakaita kwaakaenda would she be asking to come back, siyana naye. You're better off without her, please dont kill her, its not worth it
@Dadirai-xg3no
28 күн бұрын
Vakadzi musatevera kwanyenga murume munozvinyarira gara kumba zvakubhowa simuka unyerere tarisai manje mave nepfungwa dzekuuraya
@NorahMoroseni
24 күн бұрын
Ndokunonzi kuporonga life yemumwe munhu mxxx inzwa tsitsi umuudze anotestwa
@tafadzwapasi8875
26 күн бұрын
1st une moyo wakashata iwe
@ViazhiJacobSeva
26 күн бұрын
2nd confession what more do you want? Munhu arikutorwadziwa shuwa she is already paying saka iwe what sasifaction do you get from murder. Siya hure ridzidzisewo vazukuru kuti chihure hachibhadhare
@SinikiweToronga-sm5in
27 күн бұрын
Wakaura iwe mwana wevanhu munhu ane nhumbu mhondi iwe usarambe uchi uraya vana vevanhu apa ndiwe uchiziva zvawakait enda unogadzirisa kana vari vabereki vako havana basa nekuti vaiona zvawaita mwana uyu vachikutarisa chero wakavatiza vaka akaura
@gloriaberger515
28 күн бұрын
Asi anainini maifanirwa kunge makataura chokwadi kubva pekutanga because when he finds out the truth achakurambai murikurarama hupenyu hwemanyepo
@monalisakaetano8083
28 күн бұрын
Vekuroorwa ne divorcee ine vana 3..Follow your heart desires remind murume uyu kuti makawirirana kuti muchaita vana musati mava mumba. Kanawo arambisisa move on with your life since magara muine mari n property dzenyu kare
@magaretmapupa
28 күн бұрын
2nd confession, don't do such. Munhu kana afa anotoziva amuuraya or akonzera kufa kwake. Ingomuudza kuti nezvawakaita handichakuda
@charitysibanda7306
24 күн бұрын
Tell your husband atestwe apinde muchirongwa nekukasira
@christinakanyemba2797
28 күн бұрын
Dzavengozi ngani bamunini
@evelynmakombe9815
28 күн бұрын
Zvara vana vako nekuti ndidzo hama dzako. Murume haisi hama yako. Iye ane vana vake dzinova ndidzo hama dzake. Ukamuteerera unosiiwa pachena mangwana ave kuwadzana nevana vake Iwe usina mwana wako.
@CassieNyika
16 күн бұрын
Solution siya munhu atsvage munhu anozvara wakanyepa uye ne status yako
@zanelebango2904
28 күн бұрын
Second confession don't do it bro uchaudza ngozi mu family ichatambudza hama dzako siyana nenzenza iyo
@leahgushu
28 күн бұрын
Hello tete
@lizbertify
27 күн бұрын
1st confession you're causing your husband to pray amiss veduwee muchiziva zvenyu zvamuri. That's not right. At all! Apa makamupa chirwere hhmmm
Unonyepa kutsvaga kuchengetwa dai waimuda waitaura chokwadi
@gabrielmurahwa3112
16 күн бұрын
Yooooo
@charitysibanda7306
24 күн бұрын
Ita mwana wako uchazvichengetera vana vako nemari yako ende usamuudze nezve dzimba dzako mugadzirire vana vako
@NancyNcube-ny2hv
6 күн бұрын
Iwewe we HIV nechibereko chisipo haa . Madi kufa mainini panekuraramira kupedza varume shoo
@charitysibanda7306
24 күн бұрын
My sister munewutsinye musadharo hamunakuchinja mwari vachakutongai nazvo kupa mhunu chirwere sure god will punish you nazvo Udza murume chokwadhi confess coz kuuraya mhunu
@Evance-h5h
28 күн бұрын
Munowanza mashoko Tete sorry to say that...dai muchidupukisa comment pese pamnenge mapedza kuverenga each confession nekuti isu tiri pakuda kunzwa ma confessions thanks...sorry if I offend you
@canaanzheyu
28 күн бұрын
Sei uchida kurarama munhema you are wasting someone 's time nkti haudi chokwadi.
@tafadzwapasi8875
26 күн бұрын
Iwe imbwa iwe stupid why abusive that poor child n kill her . Your parents mabenzi sewe. Dai achimbidza kukuuraya along with your silly parents.
@NorahMoroseni
24 күн бұрын
Ndokunonzi kuporonga life yemumwe munhu mxxx inzwa tsitsi umuudze anotestwa
Пікірлер: 70