Of all the Zim Chiefs vatiri kuona pasocial media Mambo Mutasa vanobata nyaya zvakatwasuka zvinodzidzisa uye zvinosvika pamwongo wenyaya pasina maemotions kana mitauro yakanyangara inonyadzisira
Tine ere mamwe madzimambo Anenge mambo Mutasa munyika muno . Handifungi kut tinawo kusara kwenyu mambo I salute you Chief
@romegeephraim7899
Ай бұрын
Kana Doctor Choga respect Chief Mutasa
@PardyQibiDziya
Ай бұрын
Vana TICHKACH MTV nyaya yacho inotangira padumbu....Munoitirei zvamusingakoni🤣🤣🤣🤣
@PaloSant
Ай бұрын
Ndasvotwa mufunge
@FainaChigonero
Ай бұрын
Good job mambo
@NicolletteGariyawo
Ай бұрын
Mambo mune moyo wekubereka
@emmanuelmahove9989
Ай бұрын
Chief Mutasa munofanira kuva mukuru wema chief
@damview3628
Ай бұрын
😂😂😂😂 hanzi kutsenga mungurahwe pano apa kkkkk that's a good one chimbuya chinemoto mubhurukwa
@JoyceChauke-xx5ln
Ай бұрын
Mutasa is one of the best
@NicolletteGariyawo
Ай бұрын
Mambo magona kutonga ana sekuru vaneutsinye
@petrosdudzayizimuto9603
4 күн бұрын
Great chief
@BonganiNyathi-jp1mn
Ай бұрын
Respect mambo Mutasa
@nicholasfungurani9677
Ай бұрын
Ukazoenda kwaanaBushu naanaMakoni unobva watoona kuti mambo ndiMutasa chete. Ukuwo ana Chigodora busy kuita refer vanhu kwaTasvu. Nyangwe mbudzi ikarwara zvonzi endai kwaTasvu. Mambo Mutasa vanoti bota kuvanhu
@GivemoreSevenzo-xc1oy
Ай бұрын
Mutasa to the world ❤
@williamnyaude5097
Ай бұрын
Haaa Mambo Mutasa muri chibaba
@vanzskies89
Ай бұрын
Haaa Mutasa the humor manje😂😂😂
@user-qf3nl8ek6k
Ай бұрын
Chief makoni hapana vanobatirira vanhu
@walterngwarai5181
Ай бұрын
Mutasa to the country
@tryphinenyamupinga1186
Ай бұрын
Chief Mtasa vane wisdom murambe makadaro
@user-vo4zx1nk7f
10 күн бұрын
Murume anotonga hake zviri pa chena uyu
@user-oq5bs8dm1c
Ай бұрын
Ndandiri kubasa😂😂😂😂
@PaloSant
Ай бұрын
Ko nyaya inotangira panzira sei nhai Tich?
@AllanChatindo
Ай бұрын
Mambo Mutasa chitori chipo chiri maari chekutonga
@nicholasfungurani9677
Ай бұрын
Akapa hanzvadzi yake munda wake nekuti mwana waamai wake hanzvadzi akavaka musha wake nevana vake pamunda wake.
@meviachiroodza2453
Ай бұрын
Taapo tirikufunda dzeminda🎉
@princessforprince6126
Ай бұрын
Mambo, Mwari vakupei nguva yakareba yekurarama panyika defending the weak & oppressed muma village umo.
@TagwireiMunikwa
Ай бұрын
iniwo ndakatengeserwa munda namai nemwawavo umwe ivo vane 4 vana komana chondirwadza hecho vamwe vana vaamai ava vava kuuyakwa ndari vachiti ibvaipa munda wedu so ini ndatova pama one sabhuku ayivepo ndichi tengeserwa munda tikanyorerana pasi asi zvose vari kuzvira vakoma avonamai vavo ndidii hamadzangu ini ndakatovakapo
@PaloSant
Ай бұрын
Endaizve kwaMambo. Munogona kuzopinda busy kuti makatenga munda. Kana muine receipt yemari yamakabhadhara sabhuku yekupinda mu bhuku munoenda nayo neAgreement of sale or pamakanyorerana use it as evidence kwaMambo.
@@frankmoyo7267 kkkk unozviwana waane zuda nenyora before you even know what's going on
@ChristeneIdontknow
Ай бұрын
Ndiye turaburu
@Fungai8730
Ай бұрын
Nhasi asangana ne tiraburu 😂
@parrot7325
Ай бұрын
Ko vaikumbirirei kuisa Tank ipo pari pawo. Land inenge iri kuShorter kwaHonde uko chii chiri kuitika.
@user-wf7qs4up5h
Ай бұрын
Nyaya yeminda ma1 chaiwo
@RudoMukombe
Ай бұрын
Kurwira land yemuridzi akafa vna vanorwara njere ummm
@BlessingMuronzi
Ай бұрын
Kudare rava Mutasa tanga wafunga nekudzeya nyaya usati waenda havavharwe zvekumhanya kna kunyeperwa vanotaura word by word kusvikira vasvika papoint chaipo vachikugadzirisa hutsotsi hwese
@user-ks7jz2xd6s
Ай бұрын
Problem with Chief Mutasa, he always crushing people's point and not giving them time to explain why...? also avoid kutaura chirungu kuharahwa mudare ...
Пікірлер: 115