Kana uri musoro wegora ndotoda kuti ushande mu life yangu coz vanhu tirikupora pamatambudziko hobhoo atinawo
@tblo9107
29 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@tinashescorpion8454
15 күн бұрын
Nice video baba thanks for this listen learnt
@user-df7dd2xg9v
Ай бұрын
Haa iwe unobhowa kuteverera nyaya dzko nekuganhiraganhira mukati menyaya haaa
@user-vp1no2ir2m
Ай бұрын
very important point.....KURI KUBVA POWER
@bethechange2335
Ай бұрын
I already saw that this one anozviti miracle Paul is a false prophet using demonic powers. Kudakwashe Jose is a Satanist ari higher level than most but same evil powers. Apostle Monalita in’anga inoshanda emweya yetsvina.
@innocentmbira1837
Ай бұрын
Sparks unotaurisa shaa
@sirgonhovi
Ай бұрын
these charlatans have mastered the game of advertising. Zim hakuna kwatirikuenda shame.
@bethechange2335
Ай бұрын
Paul Miracle and Kudakwashe Jose are both satanists. Ma spiritual ranks ndochete aka siyana. Kuzvikoro vana get initiated into satanism because of generational witchcraft in their blood. The initiation iya inoita munhu atange kunzwa ma voices. Kuitwa isolated achigariswa mu gomo is all deeper dark initiation in satanism and munhu otoita simba.Satan is trying to capture souls and the easiest to deceive are Christians who lack Holy Spirit and seek miracles. Miracle Paul ari kushandisa simba rehurombwa. This power doesn’t lead to deliverance of souls.
@StatesChitsinde
Ай бұрын
Alleluia ndomweya yetsvina iyi
@StatesChitsinde
Ай бұрын
Kana hapana sure azvina Mwari mukati izvi
@user-gh4iw3dd5i
22 күн бұрын
Satanism iyi
@user-ch1hs9rr1e
Ай бұрын
❤❤ YAAA SPAKS UKU 🎉🎉NDIKO KWAKO CHAYIKO UNOGONESA TO. MUCH 🎉❤❤❤
@user-gw3fj6ob7n
Ай бұрын
Taakutonzwa iwewe ka DJ Siya profet vataure wangu unobhowa Sha
Uri kuturikira chii apa nhy Dj qpo same language futi😊
@user-yn1gc8xc8p
Ай бұрын
Sparks Prophet Miracle Paul munhu wamwari anogona basa ramwari 🙏
@DevineMukoyah
Ай бұрын
Chinzwa sparks manje kwanzi ko vakadzi takavatadzireiko isu kkkkkkk wachema here sparks
@patrickmudzviti225
6 күн бұрын
Dj sparks please musataurisa, regai video rifambe zvakanaka
@kellymuzhuzha1843
5 күн бұрын
Haaa DJ chiikoo wawawa too much rega video rifambe mhani aaah unobhowa
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
Ай бұрын
Dj munotaurisa zvinotibhowa tichatotadza kukutevereai nekahunhu kenyu ikako
@telmamatare5700
18 күн бұрын
Chokwadi anobhowa uyu
@EnockMufuka-jf7ub
Ай бұрын
Sparks l like you but reduce interruption
@neversatoro1118
Ай бұрын
sparks tichadzipana chete hautaure kaa tichiona video usadaro iwewe
@user-tg2co8vb8j
Ай бұрын
Love 💕 prophet miracle Paul ❤
@tariromargaret5979
29 күн бұрын
DJ taura kutanga kwe video then wozotaura kwekupedzisira. Ukataura pakati pe video vanhu vanorasika kukubva nyaya yacho. Zvakafanana nekuti tiripa show DJ omisa music vakunakirwa ,anotemwa nema can
@VimbaiJaunda
Ай бұрын
Prophet paul he is more I love it.❤❤❤
@tendaimurwisi6170
Ай бұрын
ko kungonyarara video yopera.Zvacho zvaurikutsinhira wakutoita kunge ndiwe miracle wacho.Couldn't finish the video coz hausikutipa mukana wekuiterera.
@user-ch1hs9rr1e
Ай бұрын
HAAAAA SPARKS THIS TIME AROUND ARIKUGONA ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
@ernestdzvokora7400
Ай бұрын
Kuisa musoro ndokutosvirwazve uko,kkkk
@vengaidengu8178
Ай бұрын
hahaaaaaa kikikiki
@mectildamufoshori1692
Ай бұрын
Hanzi unoswera wakagara 5hrs kusaloon.Murume wako auya wobva wabvisa😂 wosara nezuda.What are you trying to do.Thanks ndaibata prophet.you must look good to your husband.haa .hats off to this Man of God❤❤.
Siyanei nemahure gen'a hapana chamunobura zvigarirei mega kana zvanetsa, kugona Basa Kwa fake prophet Hakuna kana Nebasa rese, siyanai nemahure , stay single simple as that.
@user-uq2ou1nb5j
Ай бұрын
Miracle Paul chibaba zvesure haunyepi Sparks
@andrewmaoneni4675
23 күн бұрын
Mati mnonzi Dj ani zviya????kna video yatanga pirizi tsananguro itai shoma
@user-ub8ps4ri4c
13 күн бұрын
Prophet Miracle Paul is a true Man of God, i have no doubt. Gadzirisai maMereji mutumwa waMwari. Sparks ita uchidimbudzira kutaura wanyanya kkkkk asi tirikubatsirika zvedu
@UsheNhamo-nc4wn
Ай бұрын
That's the reason why they get compliments from outside, mumba you never see the beauty coz they'll be hulk Hogan
@EllenChigoro
18 күн бұрын
Plz narrate kwekupedzisiraa aaa idata iri aaaa
@ElvisMutume
11 күн бұрын
Mmmmm DJ you still need to learn a lot pakupresenter mavideos munonyanya kutaurisa video rakuplayer
@samkelisonkube2110
9 күн бұрын
DJ washo ma one
@talentkamini4369
Ай бұрын
next time reduce your volume and increase Prophet's coz wa over rider shame kkkkkkkkk
@joshuamaswanhise4702
Ай бұрын
This DJ is very talkative anodzokorora zvatanzwa kare kuti tambisira data
@proactiveafrica323
Ай бұрын
it sucks hey im disappointed.
@Belovetino71
Ай бұрын
Shuwa hako iwee aah kutaurisa too much dj sparks siya video ipere wozotaur
@alicechigwaza2016
Ай бұрын
Aaa nyaya iyi ndeyakudhara veduwe waivepiko iwe sparks
@lennonziyambi4158
20 күн бұрын
Imbomira kutaura mhani tione video
@user-rz9vr7ru3y
Ай бұрын
Think you need to learn more,hautaurise kupedza nyaya yese yaurikuda kuti vanhu vaone video
@mariandundu4071
29 күн бұрын
Apa ndadzidza something kubva kuna prophet ndakura panezvimwe
@bongzmnkandla2082
21 күн бұрын
Dj mmmm munotaura ndati
@kutsoshedza941
Ай бұрын
Saka mu face uyo ashinga kugara nepfambi yake nhai,dai aive akapfeka dai vakarara vese saka zvakasiyanei kuti upfambi
@Bk-ku3kw
Ай бұрын
Prophet havana channel yavo hre vega isina muturikiri hazvisi kumaker sense mrume uyo akutoporonga kuvhiringa chaiko aaah
@user-tr8cs3ld2c
Ай бұрын
Kkkkkk hazvisi zviporofita izviiiiiii !!!!!!
@emaraldnyamoto6428
Ай бұрын
Unotaurisa sparks siya video riende siya kutaurisa iwe
200k 🎉 asi nyaya ngadziite shoma tinzwe news dzacho tinonzwa
@bethechange2335
Ай бұрын
Simba riripo asi from the dark kingdom.Paul Miracle and Kudakwashe Jose are both satanists. Ma spiritual ranks ndochete aka siyana. Kuzvikoro vana get initiated into satanism because of generational witchcraft in their blood. The initiation iya inoita munhu atange kunzwa ma voices. Kuitwa isolated achigariswa mu gomo is all deeper dark initiation in satanism and munhu otoita simba.Satan is trying to capture souls and the easiest to deceive are Christians who lack Holy Spirit and seek miracles. Miracle Paul ari kushandisa simba rehurombwa. This power doesn’t lead to deliverance of souls.
Pane varume 4 vakataurwa na lan ndlovu ma prophet uyu haapo hre cz akambo pedzera n'anga last time
@bethechange2335
Ай бұрын
But Ian naivo 4 Ava are in sane WhatsApp group. Iye akanotora masimba kuma TB Joshua a warlock nekuna Kakande wekuUganda who is a ritualist and sexually promiscuous
@jacobpongolani368
Ай бұрын
Saka akazoona musoro wapinda kuti haana kudzivirira kkkkkkk chakaona chii
@joejohnsonncube4734
Ай бұрын
😂 saka kuisa musoro chero kupinda kaone or two hakuna hako basa .. zveee
@tawandamutanga7257
Ай бұрын
Voice rake rakashata
@briandlamini3482
28 күн бұрын
Rokuberekwa watiii chii?
@dzingaimangwende6863
19 күн бұрын
Umm iwe sparks unonyangadza
@LoniahKasongo
Ай бұрын
One thing I like about Paul anodzodzisa nekuporofita zvese unlike ana Fredy
@brightonmoyo-tx8lw
10 күн бұрын
Usataurisa zve nhai
@user-hw4qr9ip7c
23 күн бұрын
Speaks usanyararara kutaura asvotwa ihure
@brightonmoyo-tx8lw
10 күн бұрын
Ukunonoka
@mirriamtagu2188
Ай бұрын
Vanotaura zvavo zvinyoro Nyoro but zvine dzidziso
@bethechange2335
Ай бұрын
They get this from 48 laws of power. They do it deliberately but not in his nature because he changes and started to be loud, fast& insensitive
@mulnykays4386
Ай бұрын
Sparks confirm kuti miracle paul aive wenguwo tsvuku before , how true is this?
Пікірлер: 219