The first thing was to take the child to the Police station on the day she disclosed the rape. Shes is minor you were supposed to report even before calling the perpetrator. Looks like you are protecting tete. My thoughts sorry kana ndatuka.
@nyaraichizuzu8303
3 ай бұрын
Ko yapera sei nyaya yacho
@PahashaTv
3 ай бұрын
Ikuuya
@tendayi2147
3 ай бұрын
Vabereki vemwana uyu hanzi varipi nhai, mwana mudiki so kunobuda kuPare ari 1 achidzifambira ari ega
@Smart-er6hf
3 ай бұрын
Makapata makadii kuperekedza mwana kumaPurisa mk@dzi wa rapist anozviziwa musanyeberwa
@ginomuchenje5035
3 ай бұрын
tete and gogo ndivo veku blamer munyaya iyi vafanira kuenda nemwana ku police
@Nunec
3 ай бұрын
Rudo hapana apa mbuya. Nikisi kuperekedza mwana ku porisi
@HazvineyiZingoma
3 ай бұрын
Mwana ari under age angaende ega kumapurisa here mbuya itai mushe imi
@frankmoyo7267
3 ай бұрын
Haaaa 13yrs kwave kunzi enda ku porisi wega.
@patiencemagada6754
3 ай бұрын
Ummm why gogo musina kuperekedza muzukuru
@smartchidyamuti2437
3 ай бұрын
Gogo ndai BP yakakwera makaenda kuporisi nguva iyoyo mai ne mwana mese mupenga
@constanciadandajena631
3 ай бұрын
Gogo should have gone with the girl that very day
@AmaiMaria-i9h
3 ай бұрын
Background sound 🤔
@dorothymtetwa3844
3 ай бұрын
Iyi nyaya iyi inemaburi hobho hobho. Pamwe maonero anosiyana.
@Nunec
3 ай бұрын
Buri kunge ripi. Sei vakadzi muchimira nemarapist evana?
Пікірлер: 28