I'm a lady aged 36yrs and need your help ne dare. I have been married for 12years and I have 3kids. In 2021 my husband left me and never came back. Munhu akangobuda se arikuyenda kubasa and never came back. I tried reaching out to him and his family and I remember tete vakuru saying don't worry anodzoka... I somehow knew that this had something to do with another woman since ndakambobata ka small bag with toiletries and make up kit mumota make. After a few months i decided to focus on my kids and career since I could clearly see kuti hapana kudzoka kwaari kuita ndaingonzwa ne vanhu kuti vamuona pakati but kuuya kumba kuzondiona nevana he never came... So my people kept asking for clarity kuti muchiri kuda mwana wedu here or madii maita gupuro tisunungure this union, noone seemed to care. So KVG ne dare tererai munzwe pane nyaya yangu my husband passed away last month I didn't know how to feel about it he was involved in an accident early morning achienda ku mine. I got a call from tete and said tirikuuya kuzochemera ikoko nekuti ndiwe mukadzi mukuru. All of a sudden i was being given VIP treatment pa funeral yemunhu that I had not seen in a long time... Zvadaro pakauya chitunha mainini ava was fighting for attention saying ndini ndinogara nechitunha ko ini ndanga ndichadei hangu pamufi.....ana sekuru came and said dai magara murimi nekuti ndimi muroora anozivikanwa and musha ndewenyu... I told them kuti regai mukadzi wake wemazuva ekupedzisira agare...he kept insisting and I told him kuti makuda sei kundikoshesa pachitunha...imagine munhu adzoka mumba mangu raguva after 3yrs...ndichada kuremekedzwa nei... So nyaya ye hembe was brought up and without my permission ana tete vakapinda mu bedroom mangu and started going through our wardrobe kutora hembe dzemufi whilst I was busy kugariswa Matare.... when I heard from my sister I went through my drawers and I couldn't find ma documents for the house and other educational documents im assuming vakangotora zvekumhanya without reading... I asked ana tete nemuzukuru who cleared my wardrobe about the papers and noone was willing to come out in the open infact vakatoramba... They stole my documents and I am seeking counsel from you guys kuti what do...i don't have evidence but I need to protect my property and my children too... After burial noone is talking to me because i refused kugara nechitunha was I wrong for saying no to them? I need your help...
- Ай бұрын
Ex-In-Laws Stole Title Deeds and Other Documents During My Husband's Funeral | HOT TOPIC
- Рет қаралды 4,212
Пікірлер: 12