Saka apa muri kuti mwana anofanhirwa kufadza tete iye asingafari here no Sparks hazvina musoro asingade haade
@user-kd3fn1fe7j
27 күн бұрын
Dj na sekuru 59 yrs panyaya dzebonde haachakakati panopedzisira mwana ava kuhura
@babrachakawata5992
27 күн бұрын
Ndakaona mumwe Mwana akadzidza ne sister yangu akapieha murume waTete vafa iye akambo ramba ASI akatonoita Mwana nemumwe mukoma Hana kunogara ko akadzoka akanzi nevana Vatete mama huya mugare kuna baba akamboenda ASI akatiza hupenyu whake Havana kuzoita kuzomboita Haupenyu wake Hana kufara zvakanaka
@user-fq6jl6xl4f
22 күн бұрын
Pasi chigare zvaiitwa mazuva ano kwawa nekodzero asi mwanasikana aka bvumirana nazvo handioni dambudziko
@alecmbudzi3410
27 күн бұрын
Tete kana vakazvisarudzira murume ngavasiyewo muzukuru azvisarudzire waanodawo
Пікірлер: 29