2nd confession uri Bhishu and uri muchi marriage chenhema.
@shingit
Жыл бұрын
Ihure remakoko chairo.
@fadzaidickson58
Жыл бұрын
1st confession sit you sister in law down and express your anger and bitterness.tell her you forgive her but life is a wheel tell her kuti hupenyu ivhiri ngaabate vanhu mushe.
@simbamoyo9802
11 ай бұрын
Second iwe urihure chairo .dai ukabatwa
@felistasmurwira2871
Жыл бұрын
Mainini vekuita gumbo mumba rimwe panze hmm ko kobuda marriage moita zvechihure gutsikanai nezvamuzvo chinombururuka chinomhara muchabatwa zvenyu mychauraiwa
@pillyncube3544
Жыл бұрын
Mukadzi uyo atori ne mbiya yeChihure , hure rezhara chairo
Uriright uwe vatete usamurengerera makoti neniwo makoti wangu wakandidaro nanasi chero wazorambiwa andina kumurengera zvawandiita , please kana urimunhu dzidzai kusaitira mumwe munhu hutsinye because life inofana nebhora inondederera
@carolinemuyambo8705
Жыл бұрын
First confession enda uno gara pasi ne muroora utaure zviri pa Moyo wako musunungurane
@paulinemckenzie9594
Жыл бұрын
Ist confession, forgive it's for you, not the other person. First, forgive yourself and then forgive your sister inlaw. Iwe firing back to her. Remember, you are also hurting your brother. Bvisa zvese zvirimumoyo mako, for me l would tell her everything she has done and that she causes you a lot of pain. Please let it go. Keeping such bitterness can only ruin your life.
First confession nekuda kwe hunhu hwemuroora.huchakubatsirai kugarisana nana tete venyu wo kwamakaroorwa
@mavismavis8871
Жыл бұрын
Asi muroora muregererei asi muudzei zvibude mumoyo menyu
@preciousprecious263
Жыл бұрын
Fast conf, mwana wa amai chitema hachidzorerwi iwe pupura zvese kuna bhudhi zvese zvaayikuitira after that womuregerera pamberi pabhudhi wake mwari achakuitira zvakanaka 🙏
@dadiraimukandi5556
Жыл бұрын
Haaaa surrender vakadzi vamwe vari mudzimba vari kuita Chipfambi ndapota hangu zvotyisa
@nessakaitano3241
Жыл бұрын
First confession amaini tauriranayi ne muroora please and forgive kudzorera ndekwa mwari
@carolinechirima
11 ай бұрын
Zvakwana tete.imi garai nemuroora wenyu pasi mumuudze zvese zvaaikuitirai utsinye hwese zvose zviripamoyo penyu muchawona kuti u will heal.muchatomuregerera.
@anywaymatsvaire7538
Жыл бұрын
Zvekare ndezvekare chigumbu hachisungirirwe
@carolinemuyambo8705
Жыл бұрын
Confession ari ku hurira murume regera zvauri kuita nekuti ucha siya imba yako
@sheilahmoyo4354
Жыл бұрын
2nd confession Sisi murikushandiswa Na Devil arikuda Kuti mupararirwe nemba namatai Jesus vacha kukusunungurayi pachihure ichi
@jescaff4
Жыл бұрын
Tete regererai muroora mwari ndiye anotonga
@mborohuru9198
Жыл бұрын
Can you have another channel for adults iri more explicit kuti vamwe like 1st confession vatuure zvinhu in detail?
@nzwirashedehwa2887
Жыл бұрын
Tete avo dai mangosiya murume muzviitire basa renyu musiye murume uyo plz
@tinevimbo8751
Жыл бұрын
Uuumm mukadzi uyo Ari kurara nehama dzemurume Uri pfambi wena
No dear hausi kutadza .imboramba wakatsika kudaro .chimuroora ichi chandibhowawo
@AaronMbindo-jo1kq
10 ай бұрын
Chitema audzori nechitema iwe chingozviisa kunashe
@sammyjele8390
6 ай бұрын
Forgive her just sit down with her .. tell her .. and forgive
@primrosemandimutsira5908
Жыл бұрын
Vakadzi vevanhu are most dangerous pple nowadays
@mercymupondiwa9426
11 ай бұрын
😂😂Tete ngaichisiya matambo forgive her please
@angelinetakapareyi6188
Жыл бұрын
1 atete zvakwana chizvisirai kuna mwari ana makoti tisadaro
@Inini289
Жыл бұрын
Atete munenge manga muri spoilt wo imi muroora akauya achiita strict and now makura muchiri makazvisungirira Zvamukutsanangura izvo tese takapindana nazvo mudzimba dzevabereki😂😂😂 who goes kunotamba nhodo with a baby kumusana nhaiwe. Now akukupai nzvimbo yenyu satete makuita hupenzi futi now you are gonna break your brothers marriage
@rhodabodo7360
Жыл бұрын
Aa these taitamba nhodo nemwana kumusana asi.pakuzopihwavo here kuti ndiwe wakaremadza mwana apo ndipo pakanyanyisa kushaisha makoti mwana iyeye haatodi.kuona tete achiti ndiwo wakaita ndiremare dai zvaiwa zvekunetswa pasina mwana akaremara zvainzwisisika asi ndinoti aregerere hake
@user-fv9ly4fi4n
11 ай бұрын
Ummm chihure chakaipa mudikani.yedza controller mafeelings ako.utori neshavi hazvisi normal .uyu Ari kukumbira Mari achazvibuditsa zvechihure chaiko.apa ndiwe uchaigira mrume chirwere.
@yeukaimusunza3023
11 ай бұрын
To first Confession; Haa Mainini Chimbotsivai Munhu ndiko kuti zvipere,Aa Chi Makoti chenyu ichoka chingorivo chiMuroi zvacho. . Becareful kuisirwa poisonous.. 👆😈 Devil..
@tatendagwata9768
Жыл бұрын
Forgive yourself and talk to your Makhoti and free yourself
@angelakwaramba9752
10 ай бұрын
Kusaregerea kuno kuvaudza iwe, now you are turning into her instead of being a better person. My question is muroora wako uyu anga aine makore mangani paakaroorwa. Why can’t you be honest with her and ask her kuti Maiguru muchiri kuziva here zvamakandiita uchiseka hako.
@yeukaimusunza3023
11 ай бұрын
To Second Confession Haa , Kamukadzi iwewe ka Vakagara ungori Chi Hure Chaicho.instade of telling your Husband straight kuti ndiitire so na so akutumbure Chibereko cho. Imbwa Yemunhukadzi Nxa-a 👎😈
@nancyncube2656
10 ай бұрын
Second conf ..ko murume wako akutadzirei waurikuhurisa iye asingazivi. Nokuti kuhura kwako urikutohurisa nemurume wako. Urikumusvibisa nemaropa evanhu vakasiana siana. Murambe upenge wega .urikushandisa mari dzake kuzvita we class yepamsoro kuti udiwe nevarume .Shame on you. Ngakufixe too much murume wekuku blackmailer kuswika murume wako aizive nyaya iyi.
@kapunzapeace6094
11 ай бұрын
First 1 fgv ur sister in law . Zvinhu zvinoitika uchikura bt free urself from ths burden u are hvng
@paulinemckenzie9594
Жыл бұрын
2nd conversation, question, why are you even married. You are very right, one day zvichabuda pachena, and I hope hausviki pakurayisa vanhu. Muridifination yehure chaiyo, ko kubva maita dumpster chairo, kunge dengu remagwavha paroad ada anongopfuura achitora. DISGUSTING 🫣
@carolinemuyambo8705
Жыл бұрын
Confession ari kuti hanzvadzi iri kurwara ne pfungwa endai kwa SEKURU Chapora tete Vari kuramba kuuya vasiyei itai go back to center
@esterdube8894
Жыл бұрын
Ana happily married itai muchidzikisa matukiro amunoita vanhu vari single kunze uko. I mean u glorified prostitutes arimudzimba umo
Пікірлер: 58