Duzvikwende hapana zvaakaita apo kuedza kuteedzera Macheso kwakutadza fut zvamanje manje takutotemba hedu 02 August
@presleymarisero419
3 ай бұрын
Mupfana wepamusha pangu paNjanja apa
@GordenBrown-o8z
3 ай бұрын
Apihwa nani tipei zvakaperera mhani
@chenjeraichipiti1603
3 ай бұрын
Hakuna mota yakabuda. Masasi ekuma album launch ekungosimbisana nekuvhara vanhu
@happymanmagunje3453
3 ай бұрын
Apihwa nani
@MikeChari-li1us
3 ай бұрын
Maybe na Chivhayo
@GandagobvuTV
3 ай бұрын
Mark Ngwazi is a disgrace to the music industry.Kubva aita kukopa zviri obvious kudaro?.Kusvika pakutevedzera Macheso even pakutaura?.nxaaaa
@renoriocharles1622
3 ай бұрын
Vuma Kuti Mark anogona, zvinorwadza shoma...😅😅😅
@GandagobvuTV
3 ай бұрын
@@renoriocharles1622 i do not want to see another musician in another musician.Kugona kukopa yes arikugona.But if you copy another musician you will come 2nd best.Zhakata copied Chimbetu initially.Tongai Moyo copied Dembo initially.They later realised and started their own works and became successiful.If he continues like this he goes nowhere
Пікірлер: 46