@@OswellChipuramhura so kutaura wakamira kana kugara zvine basa rei
@MunorweiMhlanga
2 күн бұрын
Odher mudare😂😂😂😂😂
@margretmachona6557
2 күн бұрын
😮😮😮 inobvepi mari yese iyoyo munozvinyanyawo.
@yaPee2030
Күн бұрын
Extortion chaiyo
@innocenthapazari8699
3 күн бұрын
I remember attending School with one "SHOW RAKABOPA" more than 30 yrs ago anyway.
@josiahnyanda5326
2 күн бұрын
Something must give. Inobva kupi mari yose iyoyi nenzara iri munyika kudai. This is daylight robery mhani. Ivo vanhu muchinyanya kungomhanya kudare muchitadza kuzvigadzira semhuri.
@vunganaimapakame3072
Күн бұрын
Taurai zvenyu yawandisa Mari iyo ikudiwa na headman iyo especially ya sabhuku 10$ iribhooo
@BeatreChinanzvavana
10 сағат бұрын
Nhy ari Kuda kutobva ipapa aine 100 mari
@NTKwaJesu
2 күн бұрын
Headman hamusi mavakuzvinyanya here zvekubhadharisa $120 pa case imwechete. Mobva mati zvakare $120 kuna sabhuku.
@veemab-988
2 күн бұрын
Noo yasabhuku yanzi 20 inobviswa mefamilt yeses not paimba yasabhuku i20 chete.. but ivo yavo i120 sure it's too much aaah vanofanirwa kuti muri yese not mukoma 20 mupfhanha 20 umwe 20 iyo nyaya ichipinda ka1
@progressmuhezva2529
3 күн бұрын
Munoshaya respect sure nekuti maakunyanya kukara mari 😂😂 nana sabhuku vaakunzi varipwe kusvibisa dunhu ahh zviriko here ndozviva kuti mambo ndiye anoripwa manje kana munhu akuripa kubva kuna sabhuku woti headman wozoti zve kwaMambo vanhu tinomboda dzidziso pamwe kusaziva
@vladimirputin-t1l
11 сағат бұрын
ivhu ramunoti ivhu renyu,,,, ivhu remadzibaba enyu,,, mwakamborionepi,,,, mare dzamwaakuchaja mudare menyu uuuuummmm dzakuti wandei,,,,, emulate the likes of senator chief mutasa,,,, bushu,,, and others,,,,,
@travormagwenzi2730
Күн бұрын
vice grip ndokupayi Headman😂😂
@mikemaestromangara5176
Күн бұрын
Chigodora kuna headman died in Gokwe with same greediness like you do, mutasa he's not greedy like chigodora, tonga kwete kukara mari ,thats why you eat and you don't gain weight
@trustchiriseri3510
Күн бұрын
Say it again...Like the Coment....Anyanyisa...CHIGODORA...HEAD BOY ,HEAD MAN...CHECK YOUR Time ⌚.
@lisbonnyakudyara4629
13 сағат бұрын
Chero kwamutasa inobhadharwa. The difference is that kwamutasa unobhadhara before wapinda mudare. Kwa chigodora unobhadhara usati watongwa asi watopinda mudare
@esiterymunzvengwa7878
Күн бұрын
Chabvondoka musikana uyo is very brave
@OswellChipuramhura
2 күн бұрын
Gadzirisai size headman kkk
@vunganaimapakame3072
Күн бұрын
Headman iwe Mari yawandisa iyo yasabhuku iyo sabhuku ukamupa 10$ or 20$ iribhoo iyo Zimbabwe iyo yakaoma iyo
@LaizaMusaamba
Күн бұрын
😂😂😂😂 munateera bvute kana zuva rapisa kkkkk 😂😂😂
@LaizaMusaamba
Күн бұрын
Ichokwadi headman ,nyika inotongwa nemwene wayo
@LaizaMusaamba
Күн бұрын
Taurai henyu baba
@francisfarirai4208
Күн бұрын
Vanhu varikutongwa havachauye kudare nekuda kwemari manyanya mari mumatumhu nyaya dzinotongwa pachena kwete zvamaakuita headman no no
@tinashekandemiri6491
2 күн бұрын
Mukuda mari zvakadarikidza $120 yekudaidza sabhuku transport inoita marii mu Zimbabwe nechikafu chekuti Sabhuku adye just for one day
@Chiheratheeland1234
Күн бұрын
Vanodyira vanhu ko blackmail manje hanzi vanhu musavakuta this is sad
@lisbonnyakudyara4629
13 сағат бұрын
That money was gazetted by the government. Imi ndimi musingazive. Mapurisa vanoendesa masermon ndoo Mari dzavanobhadharwa nadzo. Since they are not on the government pay roll
@holywaterzentertainments238
3 күн бұрын
HAAA PA$20 APO MAMBO HAMUSI MAKUNYANYA HERE?
@AyandaChikwadada-hm8to
Күн бұрын
Order mudare order mudare🔊🔊🔊🔊📢📢📢📢📢📢📢📢📢📢📢📣📣📣📣📣📣
@trustchiriseri3510
Күн бұрын
AAAHH, KUUDZWA ORDER NE CHINHU CHISINA ORDER 🔊SPEAKER 🔊 Yakabvarukaah...ineruzhaah...HAANA KUKWANA MUFACE MAGRAZI.
@lillycee5054
Күн бұрын
Order! I hope family iyi ichabatsirika
@BeatreChinanzvavana
11 сағат бұрын
Baba imi mune kathat kandisingade
@JaneMuzadzi
19 сағат бұрын
Chief Mutasa handisati ndambonzwa vachibvunza mari yedare or kuti semunhu agara aine mari dzake zveutungamiri izvi i think zvooda munhu agara ari mbinga hauzopoperi mari dzevanhu and vamwe ndiana gogo vaunotoona wega kuti varikutozvishupikirawo asi vanongonzi toda 20us yedare vanoiwanepi veduweee
@SimonMarikomo
Күн бұрын
Haedman pamushikashika aaa pamari mavakuzvinyanya
@JoelocalmunyaNyamungoma
2 күн бұрын
Kamusikana ako mukacengetedze kakanyanya kanehushingi
Ndinofarira this programme but nyaya yemari yema$20 hamufungi kuti yanyanyisa here.Dollar rinokosha unless it's Zig.
@MarthaMusara
Күн бұрын
Mari yakawandisa anhuwee musadaro imi Mari haisi kuwanokwa zvekudaro
@francisfarirai4208
Күн бұрын
Asi headman mari yenyu yakavandisa kumaruzevha vanoivanepi mari ririro basa renyu saheadman,, chief mutasa hatisati tavanzwa vachibvunza mari manyanya vachigora president ngavatiresewo ipapo
Vanhu dzidzai kugadzirisa nyaya dzenyu mega pasina kupa munhu mari ,murikungopa vanachigodora mari nemasabhuku acho nemanetsero anoita mari ku Zimbabwe kwakupa umwe munhu mari for free
@herbertklyde846
2 күн бұрын
Sabhuku anodzwa chii ipapo
@davisonjanhi3864
3 күн бұрын
MaSabhuku haaripwe hwava hundyire uhwu
@DumbaCulambandeo-u2w
3 күн бұрын
Pamberi naHeadman Chigodora chenesai dunhu vanhu vabatsirwe.Ndinoona sekuti dai zvichibvira vanhu vabhadhare pa family than individual zvinoremera vanhu nekuti mari irikunetsa zvikuru.
@samsonmachona5428
2 күн бұрын
Imbavha imimi
@AllenMantante
16 сағат бұрын
Heardman mwakubira vanhu pamari apo it's too much $20 yetsoka yakawanda
@rolandsalem2020
10 сағат бұрын
Mari ino gazetwa ne hurumende kwete na chiefs so hes following the laws
@samsonmachona5428
2 күн бұрын
Imbavha imimi chief mutasa havambo shevedzeri Mari yose iyo
@lisbonnyakudyara4629
13 сағат бұрын
Kana musingazivemutemo wenyika nyararayi , majaira kugara Joni
Ichi chbhanditi chaicho vanhu vari kunetseka munyika ivo madzishe hapana pundutso kuvahu ASI kishungurudza wanhu,
@veemab-988
2 күн бұрын
Ko iyo unonzi yetsoka yasabhuku i 20us vari kubva masvingo here sabhuku ava.. izvi zvekuti 20 mukoma 20 mupfhanha 20 sis iyo nyaya ichipinda ka1 hudyire husina basa
@Nomusa-b3u
Күн бұрын
Allan ndiwe uri kutoita noise yacho
@trustchiriseri3510
Күн бұрын
Allan.. Akazhandukìra zvinotondimara,Munhu wechirume asina kukwana kudarooh...Dzinenge dzinombovhiringikaah pane vanhu.
@pemncube9049
3 күн бұрын
Headman haabadharwe nehurumende here. Charge per case not individuals. Vanowanepi mari paruzevha.
@mwanawemuporofita5610
3 күн бұрын
I believe the only ones paid by government are the chiefs only. I could be wrong.
@ElearnMararakwenda
3 күн бұрын
Iyi mukadziunitaura chokwadi you are alady
@munyikwatapiwa2305
2 күн бұрын
Mari dzinodiwa apa dzakawandisa. Mari haibvisiwe padzimba asi pamhuri yose. Pavakuita kakubirana.Sabhuku mari yake yetsoka haibhadharwe nemhunhu wese asi anongopiwa $20 yake kwete kuti kupiwa nemunhu wese
@MafirakurevaMafirakureva
Күн бұрын
Iyi ndiyo inonzi exploitation iyi. Why should every person pay mari yasabhuku. Afamba kaSix here sabhuku wacho. The government should examine hudzvanyiriri huru kuitwa nekamunhu aka. Vanhu vakabviswa kwavagere ikoko neweyo unende uchitobaya muface wangu
@IdahTakwada
2 күн бұрын
Headman chigodora vanotongera chitororo
@user-sl5oh3gp7s
2 күн бұрын
Headman mari munoida zvenyu. This has just become another money generating scheme / wealth creation for the Headman and traditional leadership.
@@CynthiaPepukai Aiwa mari yakawandisa iyo. $20 pamhuri here. Musadaro. Pamwe pacho headman ndivo vanodana vanhu kudare vobva vavabhadharisa futi. Chigodora na Mambo Makoni vanosvina vanhu zvakashata.
@VimbaiMharira
2 күн бұрын
Vanhu ngawaregere mishonga bobobo dai akuita bobobo abhadhara 100 ariega basa rekubobodza vanhu
@FabuChitova
2 күн бұрын
Ko headman vanenge vambo endepi pese panotanga nyaya
@marvellousmapungwana8536
2 күн бұрын
20 dollars pamunhu is too much headman dzorai moyo aah
@madhanasithole762
2 күн бұрын
I'm confused pamari yasabhuku apa 20 its too much transport its 2 USA at least 20 pamhuri not per head
@OswellChipuramhura
2 күн бұрын
Tirimukati memvura zhinji kuno Durban South Africa Ndirikuona dare ra headman chigodora
@rashedngadze8853
2 күн бұрын
Why budaka mumvura imomo kuneflood here zvegore rapera pamberi apo
@NicolletteGariyawo
3 күн бұрын
Head man munogona mwari vakuchengetei nedare renyu
@progressmuhezva2529
3 күн бұрын
I understand $20 but pakuzoti pamunhu haa hameno but ndashaisha kuzwa😂😂😊😊
@samkelisonkube2110
3 күн бұрын
Rakabopa nemuri kkkkkkkk 😁😁😁😁
@MaxwellMakate-vu6zz
3 күн бұрын
Vaudzei headman
@mutsaipmuguta5954
2 күн бұрын
Office yapresident kudikoo motaura matuzvi 10:09
@lisbonnyakudyara4629
13 сағат бұрын
Saka uchaita seyi zvawarwdziwa
@JaneMuzadzi
19 сағат бұрын
Uuuum headman mari murikudzinyanya hantie iyo ifamily here ivo semhuri vanongopa sabhuku 20us coz iyo i1 family sabhuku afambira nyaya dzefamily 1 iyo so why kuti 20us per head iyo iri mhuri imwe vanofanira kuita ma1us vanongo share 20us iyoyo as a family
@progressmuhezva2529
3 күн бұрын
Hea
@ultra_star
2 күн бұрын
Headman Tora Mari United chaiyo aaaah
@HesterGondo
20 сағат бұрын
Taurai henyu
@rushworthchidhau8792
2 күн бұрын
Chigodora ko sei ichipopera mari kudaro zviripajekerere. Augoni here kuita out of media
This is scam aaaa mari muri kuida zvakanyanya aaa inobva kupi mari vanhu vari kuita chibage chekutenga kuti vadye sadza aaaa munopenga imi
@davisonjanhi3864
3 күн бұрын
Haa kuruzevha mari haibatike zvachose uye even gvt chaiyo is not paying
@user-xj8tx2ti4r
3 күн бұрын
Headman munogona
@MoudMwaruta
3 күн бұрын
Batereke
@mwanawemuporofita5610
3 күн бұрын
Ko mupurisa wemagirazi wakaendepi?
@ronaldchambwe7929
2 күн бұрын
Dare rava kudhura iri pls.
@ganyaz
3 күн бұрын
headman murikuiita mix up zvinhu, you are saying imimi nemasoja nemapurisa newamwe wehurumende you are the same on the other hand you are saying humambo ndehwenzinza saka hurumende inopindira pazviri why ?
@sausage9806
3 күн бұрын
Chakatanga madzishe nemadzimambo, then gvt was formed newarungu ikazviisa pamsoro pemadzimambo nemadzishe saka in short even though humambo hwawo huri hwedzinza, they can nolonger operate without the authority of the gvt thar ia why wari kuti tiri pamwe ne gvt
@CarolineSibanda-i4m
3 күн бұрын
Dai vachiti 20dollars per case , per family zvazonyanya yakawandisa.
@FelistasMagomo
2 күн бұрын
20 yanyanya headman asi daimaiti ma 5us irinani
@Sibiti-tb8ox
2 күн бұрын
Ndoprice yacho dzirigazetted Mari idzi kwasabhuku kune Mari yaunobvisa kwaheadman kwamambo dzinotosiyaniswa hazvisi zvemusoro wavo
@OswellChipuramhura
2 күн бұрын
Headman chigodora you are a legend kkk
@calistamahachi5947
3 күн бұрын
Tsakunyena chii nhai
@vunganaimapakame3072
Күн бұрын
Headman mari yenyu yawandisa aaaa kudarika mambo hre nhai munombotarisa panotonga mambo mutasa hre haana hudyire dyire imi namambo bushu makuzvinyanya
@ElearnMararakwenda
3 күн бұрын
Tirikudzidza chigodora❤❤
@user-fh3ny4iy5l
Күн бұрын
This headman itsotsi saka vakauya 4 times vachibvisa marii mmm makanyaya zanu yatiuraya
Пікірлер: 144