@@nyashabuwerimwe-sw6qu pane ambopindura kuti akabata camera
@politedhakazhe3576
2 ай бұрын
True
@user-kk2rs2vl6v
2 ай бұрын
Tokumbirawo Gucci adzoke👏👏👏
@freedomchitake5552
2 ай бұрын
Guys was thinking us to contribute to go fund me for the headman Chigodora, to build a proper modern village court house just a better setup like that one of chief Marange
@nyashabuwerimwe-sw6qu
2 ай бұрын
Inozoita maungira hatixonzwi guys koz vanhu wekwa headman vane noise so imagine kana pane that shed inedenga aah inoita noise plaz ma footsteps haa tinozototambura kunzwa guys
Why? Zivai zvekuona dare kwete zvekuda kutonga kuti ndiani aripo. What if he's dealing with family issues, kana kurwara? Pakai ma steady coz mese mukuti Gucci Gucci makutobhowa
Honorable Headman Chigodora I wish we gonna have such people like you in our area. Excellent bba Chigodora munoto kunda ma judge ehurumende
@ruvimbopavarivoga6728
2 ай бұрын
Gucci plizz ngaadzoke
@fatstravels6727
2 ай бұрын
I'm happy you now have your channel, at least you will receive something out of your content.
@reginamatienga7504
2 ай бұрын
Welcome back Gucci
@shebs2207
2 ай бұрын
Adzoka ereee❤😍🤗
@patrickmachekera4396
2 ай бұрын
Adzoka here
@reginamatienga7504
2 ай бұрын
Ahana uyu wanted to say will you come back Gucci
@Angylngumashupa-gt3yz
2 ай бұрын
@@reginamatienga7504okay 😂😂
@user-bv5dv9ge6h
2 ай бұрын
Mbuya iyi ine nhema
@constancemarifiye6658
2 ай бұрын
Haisi mbuya iya yekumboita ngirozi mudare hr
@Anex0893
Ай бұрын
This guy headman chigodora is wise, huchenjeri hwekwa solomon, anyatsa kupedzisa achigadzirisa mwana musikana uyo so that vamwe wa feele appreciated wozochibatsira to make things right
@nomusasiwela9621
2 ай бұрын
Baba vemusha havana kuchena vanhu vekwamwazha surrender ava havadi chiporofita vanoda Tasvu vane katurikwa
@manleeholdings1215
2 ай бұрын
Gucci please dare rareruka usipo
@edsonsahanga4692
2 ай бұрын
Gucci aripii changamire
@mashpotato9080
2 ай бұрын
Akabate camera
@user-vr6wi4bd2g
2 ай бұрын
Gucci ngadzoke I think now he learned his lesson to know how to talk with the people ngaachidzoka hake
@CleverMarongwe
2 ай бұрын
Tinzwireiwo tsitsi mudzose Gucci
@politedhakazhe3576
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 havasikutihwa headman 😊
@NhereraYenyika
2 ай бұрын
Ngavatinzwirewo tsitsi shuwa😂
@ruthy8896
2 ай бұрын
Nice to be here .to kumbirawo Gucci headman
@Mimiemimzi3254
2 ай бұрын
Vanhu vanodherera dare iri asi madzimambo aya unotona kuti vane wisdom.thank you mambo chigodora nemachinda enyu excellent
Makadini Mr Headman Chigodora ,,tokumbiravo kana zvichiita muchinda wenyu uya we tie adzoke he got a wisdom and he knows how to question munhu kusvika ataura chokwadi.
@harrisonmawoneke5455
2 ай бұрын
Headman l love your court, tarisai matangiro anoita drewmas media, ine ka that. Nothing wrong with kukopa dhoiri rakanaka. Zvimwe zvese bhooo
@stanleymuusha2835
2 ай бұрын
Muporofiti imbavha uyo waka ronga deal vaka birwa mari vanhu avo .ngava tsvage hama dzemunhu uyo vaende kuno surrender hembe dzemunhu uyo in a right procedure kwete zvevanoita izvo
@florencemahore-fq9wj
2 ай бұрын
Mambo chigodora ko timwe Jinda riripi.i salute yu magirazi good job
@doreenmushowo1409
2 ай бұрын
Big up Mr Magada and crew 👏 ❤🎉🎉
@dreadpassienyamayawo9176
2 ай бұрын
Gucci must comeback by public demand.thanks kuva ne gud shade
@mancuencube
2 ай бұрын
Mauya kootonga, mauya kootongwaa, makati Gucci hamumude anoita hasha kuvasharukwa now maakuti bring back Gucci, saka ndochivhara hangu dare rangu mechindiudza zvandanga ndchida kutaura 😂😂
@user-jx6dp5uf4f
2 ай бұрын
Nhai veduweee 🤣 🤣 🤣
@user-fv8ib2qx6y
2 ай бұрын
Gucci please 🙏
@MemechijakazelaMemechijakazela
2 ай бұрын
pamusoroyi vedare tinokutendayi nebasa ramuno bata tinori kudza u have been helping mhuri dzakawandisa nesuwo u doing a very good job chikumbiro changu dai mavakira vanhu shade kugara muzuva
Пікірлер: 661