@@afronews7034 zvikwambo zviriko huye kubereka unobereka nemunhu anechikwambo or ngozi vana ten chaivo.
@juniorfreedom8775
3 ай бұрын
He is one of the best headman in Zimbabwe, Headman Chigodora from Mutare. May God continue to give you wisdom ❤
@gladysmoyo6368
3 ай бұрын
Ulululu welcome back Chigodora team keep it up the good work❤❤❤❤
@innocentkunyangura1487
3 ай бұрын
Headman Chigodora ndinokuisai pamusoro pemamwe madzimambo ndimi munotonga zvisina udzvanyiriri uye zvinekuziva chivanhu chedu. I salute you
@francisfarirai4208
3 ай бұрын
Manje tarisai matare ese ane vanhu vadare vanyoro hakuna chinobuda uya anoziva mutemo,, anotaurira pamusoro because Havana maspeakers ka
@OwensM.t.
3 ай бұрын
Vachigofora vanogona kwete vaseke vaya
@OwensM.t.
3 ай бұрын
Vachigofora vanogona kwete vaseke vaya
@giftchirandure8686
3 ай бұрын
Mai munechikomborero chemrume itai ruremekedzo hupenyu hwenyu huvaraidze❤
@richiezuze
3 ай бұрын
This Dare has improved greatly, they are now giving a chance to people to speak without much interference.
@MemoriesMadoda-tl7uq
3 ай бұрын
Gushii haaapo kana adzoka ma1 atanga
@nomattermusiyapinda9875
3 ай бұрын
Chokwadi vakupawo munhu mukana wekutaura
@agnessmakuvise4556
3 ай бұрын
Thank you for bringing Allan back Anondigonera
@ThandoNcube-xy2fo
3 ай бұрын
Wanga agaraaripo wani wakanyarara hake
@HanaPhiri
3 ай бұрын
Exactly
@ndizvo06
3 ай бұрын
@ThandoNcube-xy2fo no, his face was actually not on the line up yelast video. Atodzoka
@user-xn8mi9tu6f
3 ай бұрын
ndikangoitawo nyaya yangu ndotobva kuno ku joni ndichinotongwa hangu kwa chigodora u are the best headman chigodora munogona
@user-rw5us5bs9o
3 ай бұрын
Respect inodiwa ko mukazogadzirisana muchatarisana sei muchitaura zvisina maturo tikwanirei vamatimba nemukadzi wenyu mai matimba respect your husband matimba respect madzi tezvara ako hazvina hunhu zvamuri kuita uye zvamunotaura
@user-rp1kl9he1e
3 ай бұрын
Yeeee vakomana vadzoka
@susanchaza2930
3 ай бұрын
By public demand ahhhhh dare kuti nhooo without boys
@patiencenhidza5049
3 ай бұрын
Wellcome Allan l love u
@guetedenis
3 ай бұрын
Vanhu wanodanana
@rudzichief6207
3 ай бұрын
Ndanga ndakasarira veduweeh ndandatoramwa KZitem zvangu thank you headmen
@nyashabuwerimwe-sw6qu
3 ай бұрын
Aiwa ana Magirazi akanyatsodzikamira fani zvakanaka izvozvo
@darlingtonforichi7070
3 ай бұрын
Ngazviende mberi Headman Chigodora,Also vakomana vakabata muchina this is nice , fantastic good picture quality
@YvonneYvette-uu4et
3 ай бұрын
Yoooo noise bck ground Allan dedzera order mudare pliz
@ConstanceChingoma-xn2dy
3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 order plz order
@EricaChizunza-fu2oz
2 ай бұрын
Mukadzi akuita se asina respect ne zvirikutaurwa nemurume zvisina basa anoda kurowa murume uyu ana tezvara basa iro rovai munhu
@user-gt2sc6ou8l
3 ай бұрын
Headman Chigodora chibaba, ndatya ini, pekutanga ndange ndichifunga kuti iyi haitongeki, thank you so much Headman Chigodora
@princessmamthe
3 ай бұрын
Headman Chigodora 👏👏sikhulekile Mkhulu 👏🙏
@menzishabangu2047
3 ай бұрын
Thanks Headman for building families even though i don't understand everything in Shona, the mandate is to mediate and have happy families
@shupikaicharlesmwashusha6471
3 ай бұрын
Best court and best Headman in this country
@LorraineMukoyi
3 ай бұрын
Headman chigodora munotamba hre neteam👏👏👏👏👏
@romeogasa
3 ай бұрын
Great improvements on this court broadcast,good sound, quality picture and order, also happy to see Allan 😊,where is Gucci , we love you Headman nevadare venyu vese👏👏👏
How i wish headman Chigodora deno varivo havo president weZimbabwe zvimweni nyika yedu deno yakanakao ndaa kutonga vanogona zvavo and vanotonga nehunyoro.welldone sekuru vangu Mukanya
@namatiraisithole6158
3 ай бұрын
Baba Matimba vanoda mukadzi wavo asi vabereki vamai Matimba ndivo vasingadi kugadzirisa nyaya kuti imba yevana imire zvakanaka
@silentmutsikamahwe6906
3 ай бұрын
You can say that again
@user-zu6ng2eg6q
3 ай бұрын
Allan good ur murume chaiye watonga apa
@chikarashumba-cy1pt
3 ай бұрын
KwaChigodora tayepo isu much love headman muri mambo henyu imi❤❤❤❤
@freemanmapfumo4177
3 ай бұрын
Why deny the lady chance to speak
@paylinemarufu-sp3xp
3 ай бұрын
ko ´noise iyo hanziii veduwe
@paylinemarufu-sp3xp
3 ай бұрын
hoyooo utube yotapira kkkk
@TeclaFrankson-lh6zh
3 ай бұрын
Best Headman ever
@Emanchsp
2 ай бұрын
Headman 🔥 apa murume chaarikuda chari very simple asi mukadzi nevabereki vake avasi kunzwisisa, coz ahungagare nemukadzi wengozi
@JosephGurudza-oe8wo
3 ай бұрын
Chigodora 💓💓💓
@ivuchigora4195
3 ай бұрын
Headman Chigodora munotigonera. Itai muporofita, thank you magirazi kkk
@user-lh2gh4xp6o
3 ай бұрын
Thanks vachigodora neteam renyu
@musakhumalo8444
3 ай бұрын
Welcome Allen
@Owenkuwenyi
3 ай бұрын
Allen now back with.a good approach hope gucci will do the same we need gucci also to be part
@ThandoNcube-xy2fo
3 ай бұрын
Wanga angoripo wani akanyararisa
@Owenkuwenyi
3 ай бұрын
@@ThandoNcube-xy2fo kunyarara ikoko ndokwandoreva bcz aisa taura zvaave kuita now
@sammysammy2887
3 ай бұрын
@ThandoNcube-xy2fo he must have been advised kuti aite tone down. He's a good person who needs some training in certain aspects.
True same neni kna zvisina Gucci hazvichanaki zvangotonhora
@IsraelDzemwa
3 ай бұрын
Haasiye here uyo ane army cap😢
@TheresaMaps
18 күн бұрын
Haaa now yangove noise
@patriciadengenyera8507
3 ай бұрын
More life headman chigodora
@patrickmuzondo5166
3 ай бұрын
Solomon's wisdom. I liked the way this case was handled. I also liked the way Headman Chigodora's aids are now contributing to the debate. Well done Chief Chigodora.
@tstausibanda2020
3 ай бұрын
Yeee boiz radzoka😊
@edinahchatunga5671
3 ай бұрын
Headman Chigodora maita basa guru sure murume ndazviwona murume anoda mukadzi wake ndozvandawona hangu murume ari kuda mukadzi wake
@TafadzwaMutsaru
3 ай бұрын
Headman Chigodora ❤❤❤
@talentmasunga3241
2 ай бұрын
Headman you are best, maifanira kutonga nyika, ayiwa munogona, Kuna Mai ava shuwa ndanyara musafugura hapwa kunyika, matambudziko akadai anowanikwa uye zvimwe zvinokonzerwa ne mastress vana sugar zvakawanda zvinokonzesa
@atinetimhlanga4585
3 ай бұрын
Mainn hamudi kubatsirwa hr munoramba muchidzoka kumashure, mweya yezvikwambo iriko and madhara ekare akabata bata
@silentmutsikamahwe6906
3 ай бұрын
Chikwambo ndochichirikutonga chikabviswa vanodanana ava
@violettsuro1140
3 ай бұрын
Plus nhasi headman hawasi kuda mari semazuva ese,uye calmness iripo .hawasi ktuka vnhu waona level rcho kt handiro kkkkk good headman dzikamirai saizvozvo
@violettsuro1140
3 ай бұрын
Asi iri ktongwa usiku kani
@tapiwamuza3697
3 ай бұрын
Headman chigodora kwadzinotwasamudzwa nyaya
@KhalifaStyles-ec1qp
3 ай бұрын
Haaaaaaaa headman apa manga makadhakwa apa ndini ndadaro 😅😅😅😅😅
@Ethelsanyanga
3 ай бұрын
Noise chief musazvidzwazve imi
@trapeeztrapanese5746
3 ай бұрын
Yeeee magirazi is back
@princessmamthe
3 ай бұрын
Too much background noise Allen , you are good at that. Leave headman Chigodora to do his job
@diniwemarange3787
3 ай бұрын
Murume uyu zibenzi,akagara sei makore,kuvaka uye kuzvara vana nemukadzi wechikwambo.airara sei Naye kana ane chikwambo
@gracepedzeni3825
3 ай бұрын
Any person can Mary mukadzi ane chikwambo nekusaziva later on ozoziva cz mumba munenge musiri in good books zvozopa kufamba kuda kuziva zvakazara ndokuzobuda kwazvo pachena
@berthamadeu6633
2 ай бұрын
Ndatozviwona kuti zifuza remurume after 4 kids muchigara mese
@muzezuru
3 ай бұрын
U a a gentleman my bro wakaroora chikwambo chaicho, ex wako chikwambo iyeni pachake my bro. She doesn’t understand at all. Zvaive nani kti deno akati kuhama dzake kti varipire chikwambo sekutaura kwawaita u a a real man, muri vashoma vakaita sewe. Ex wako ibenzi rekupedzisira iro haana njero.
@ndizvo06
3 ай бұрын
This issue was so winding, I never thot it was gonna have a solution. Big up to Headman
@cathrinebare2213
3 ай бұрын
ko Gucci aripi.thank you for bringing back Allan.asi kana mazogara Headman tendai Karanganda .yakakuita kuti nyika ikuzuvei.
@macgmathe2734
3 ай бұрын
Haisi 50/50 here nekuti karanganda yaiitawo mari ne content i subscribe to their channel nekuda kwa Chief Chigodora
@IsraelDzemwa
3 ай бұрын
True half half
@rudzichief6207
3 ай бұрын
Headmen vane raithi yekuvhura chanel yavo vagoneo kuita ma structure mudare ndeimwe source of income kwavari
@clariskumba3538
2 ай бұрын
Vanhu vanodanana ava 😅😅😅. Big up mai Matimba 😊😊😊
@DesmondKuchungamira
2 ай бұрын
this issue was solved nicely
@blessingmashandureblessing9650
3 ай бұрын
Raramai makore akawanda Headman🎉
@user-dy1rs2nb6h
3 ай бұрын
vachinja pfungwa baba ava pane last dare.Vakuda mukadzi wavo Maiguru kana makabatabata muchiisisi mainini bvuri rechikwambo ravasina ndimi muchapinda pamahwani.Ngavafambe kunanamazvikokota
Пікірлер: 488