Kunyangwe zvakadaro bus racho rakanyanya 10 us kubva pzero grade kusvika pagrade 7 iro rakanynya iro
@artwellmatimbe7899
3 ай бұрын
Mari irikurwadza chokwadi,,
@VimbaiHore
3 ай бұрын
Chikuru bus mukuriona vabereki musanetse imi rakafa papi pa1 weeks dai rakafa matoona rakusafamba zvehutsi hwebus siyanai naho
@innocenthapazari8699
3 ай бұрын
Iwee; mari inorwa dza kushanda iyi; haingonongwi ka. Unoti iwe tounganidza US$50K, then touyisigwa kaBus katinovona kuti hakatombogoni kufuura $30K zvinoitavo izvozvo? Muzvikoro munohwa mari umu guyz; especially kana vabereki vakangoita basa rekubudisa mari vakatsinzina.
@planet263suweta4
3 ай бұрын
Wakariona here bhazi racho iwe. RAKAFA Bhazi iroro. vabereki ava havapenge
Kana bhazi ratengwa haisi secret, zvisinei neckndition yebhazi asi vabereki vanodaidzwa potsanagurwa Mari yakaunganidzwa nemitengo, Handione panopinda Zanupf apa. This is purely administrative issue not political.
@nicholasfungurani9677
3 ай бұрын
@@Hlakamakore mari yavakabvisa inoenderana nebhazi mhando ipi. Mungati makabvisa mangai enyu motarisira bhazi svinu. Vamwe varipo hapana kana chakabviswa.
@MAVISTHOMPSON-j8h
3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo huori nekuchikoro herr
@DRRZOE
3 ай бұрын
Type yacho yeva bereki
@ELLENMukwada
3 ай бұрын
Sorry i zvenyu vabereki kutenga bus idzva chairo mese pachikoro muchibvisa ma$10 kutaura chokwadi haisaimbokwana zvachose. Chavasina kukuudzai ndechekuti tirikutenga bus tsaru. Bus idzva paitoda maMtrs hamuna kubirwa asi kuti makatengera bus raienderana nemari. Ngarigadziriswe zvinoita 😂
@Zimquiktv
3 ай бұрын
4 months by $10
@EltonZvikonyo
3 ай бұрын
Dai vakaudza vabereki kuti Mari yedu haukwane takutenga secondhand vakanzwawo kuti muono wevabereki kwete kungomhanya Kupa decision voga
@MAVISTHOMPSON-j8h
3 ай бұрын
Makabatana vabereki wekushamva dzoserwai mari dzenyu baba wari kushaura wanogona next shaurai dzekurumbidza musiki kana mapedza zvebus izvi
@innocenthapazari8699
3 ай бұрын
Imivo vabereki musaita kunge makadhakwavo futi. Number yevana vechikoro chaiyo inotadza kuzikamwa sei; are you telling us kuti vana venyu vacho vangatadza kuziva kuti mumaClass avo vangani futi? Musanyepedzera kusaziva information isingadi any much effort to get mhani! Muitakunge muri kungoimba, muchiimbira nyaya yamusingazi nezvayo - asi mafurirwa kuita noise yezvinhu zvimusingatozivi kanhi?
@TanyaMuridzo
3 ай бұрын
Mari inogwadza kutsvga vakaigochera pautsi ini ndorova mnhu gadzirai nyika mari ikurwadza kutsvgaaa
Пікірлер: 25