Hapana chirikunzika apa,noise chete,very sorry to the family for loosing a loved one
@nyasharichardson9249
11 ай бұрын
We can’t even hear the videos view . Lots of noise
@godwinchiutsi9183
11 ай бұрын
It's better not to post these poor audios and videos. It erodes your credibility. You did not even inform us of the poor quality audio before viewing.
@violamavhatu6434
11 ай бұрын
Manica post people try to improve your picture quality and there is no order
@AgnesMaradzikwa
2 ай бұрын
Makadii kuudza vemutemo Saka zvabatsirei yave sorry kwa sorry chamwagona hapana Jeri rebhindura
@paulinegwati8782
11 ай бұрын
Saka apa matombonzwa zvamukuposter here first musati maisa pano
@Lettymasibae6771
11 ай бұрын
MuHobhouse Mtre ka umu🙆♀️mhondi kujeri auraya they are dangerous tò society
@BlessedTanyah85
11 ай бұрын
Justice for that boy .shuwa kurangira munhu kuti adhumirisa mota.lets not put matters into our hands.kana mwana anetsa muendesei kumapurisa for discipline .
@FMelodyMhere
11 ай бұрын
Taurisai vanhu vanotaura zvinonzwija pls
@iyletdzokurasa-xf5ti
11 ай бұрын
Chiko ichocho chakadaro kupedza data redu zvamurikutoda zvipi itai mushe hapana zvanzwika
@AlicePhiri-t5d
11 ай бұрын
Sound dhakwazi apa
@NyashaMhandiwa
11 ай бұрын
Aiwa poor sound system iyi guys
@AgnesMaradzikwa
2 ай бұрын
Kana aibhema madrag mune mvumo here yekumuponda rubish
Пікірлер: 17