Pawakaona kuti zvaoma wakadii kuenda kuna baba vako wakavaudza pane kuuraya amai
@esterdube8894
2 ай бұрын
What a messed up family !! Iwe naamai vacho mmm
@earnmorejena2486
2 ай бұрын
Very sad that woman didn't deserve to have you as her child dear
@chiedzamatumba9130
2 ай бұрын
Kunyepa makaronga dhiri nastep father mai pavaka zvibata mukabva mavauraya. Vanhu dzidzai kuti varume imhandu wakurwisanisa namai vako okudzinga pamba pake siyanai nekudanana nehama ndimai vekupi vanoudza mwana kuti rara nababa. Or the other way murume wamai vako ane maretuals aakashandisa kwamuri mai nemwana sezvo uchiti ange ane mari iye akura asina mwana mabva kunorasa mai woenda kuno zvara wodzoka mumba mave nemumwe mukadzi?????? Munhu akarombera pavakadzi kuti asauraya hama dzake. Enda kuhama dzako unotaura kuti baba ava ndivo vakauraya mai vako mushure mekunge vakumitisa varipiswe , vakadzi shandai kwete kuda varume vane mari dzamusinga zivi kuti dzakabvepi. Nyaya yako iri complicated because you sound like you are lying chokwadi uri kuchiziva asi baba ivavo vakusairira mhosva dzese step father had planned this whole wickedness so that your mom will haunted you instead of him. You know what happened tell the truth you will find closure and peace .
@MarthaRita-nh6oj
2 ай бұрын
Hidee itokwinya kufamba mumaporofita and mushonga wengozi kuiripa after all this vanhu havadzidze amai nyakutumbura here nyika yasunama
Пікірлер: 15