Achifunge kuti are kuitire seri kwechuru iye ichiitire mber kwechuru 🤣🤣🤣🤣
@ZakariaNjesera-zo2if
3 ай бұрын
Carlton wakuda kurowha manje
@sanelemoyo2406
10 ай бұрын
😂😂😂vamadimutsa vakutaura nezvemweya
@PortiaGumbo-fu8bk
10 ай бұрын
❤this
@PerfectMdza-jm1no
10 ай бұрын
Uyu ndi madimutsa chete auya nemazwi emweya 😂😂
@langtonjimu3702
10 ай бұрын
Thanks nekutipa this series
@leechen1995
2 ай бұрын
Tindoooo 😂😂😂😂😂😂
@Ruruwacho
10 ай бұрын
Yuhwiii kani this infidelity kaa is getting more complicated 😂😂😂🔥🔥 haa guys munogona
@creationsvsuals
10 ай бұрын
Thank you for supporting
@godknowsduve2127
10 ай бұрын
Mdara mandimutsa from kuchina 🔥🔥🔥🔥
@trymorebeira5084
10 ай бұрын
More fire ❤
@samuelmyambo2327
6 ай бұрын
Inga aunty ava vane connection nemunhu wese
@wilmarmarara2448
9 ай бұрын
Murandarume Tendai 😂😂😂😂❤
@nhamomauwa9585
10 ай бұрын
Tindo teerera mweya kkkkkkkkkk
@MercyNasolomba
Ай бұрын
❤❤❤❤❤❤
@lynbath
10 ай бұрын
❤❤❤❤
@innocentmash6787
10 ай бұрын
Pano pakunaka. Ummmmm guys. Rambai makadzvanya
@rosemaseva4464
10 ай бұрын
Tindo dai wamboteererawo zviri kuedza kutaurwa nababa avo vaibatsirika, dai vabvunzisawo
@irenekauzambe7867
10 ай бұрын
❤❤❤
@user-lh7el2xl9f
10 ай бұрын
❤
@clivechigaba663
10 ай бұрын
Tindo ❤❤
@vongaichiwenga8990
6 ай бұрын
But Tendai is loving hake apart from chihureee😂😂😂😂😊
@creationsvsuals
6 ай бұрын
Taura hako ndiwe wega wazviona hatingati chihure wena munhu kungoita raki revakadzi makutoti chihure here anhuwoye 😂😂😂🙌🏿
@vongaichiwenga8990
6 ай бұрын
Kkkkkkk chihure chiripo hacho 🤣😂🤣😂 but haaaa rudo anarwooo 😂😂😂😂
@LaizaKhanda
4 ай бұрын
Manyama ❤️🔥❤️🔥❤️🔥
@maishona-nz3346
10 ай бұрын
Hmm izvi zvavekutosemesa...I hope this is not someone’s reality! Kuita kunge varikuda kuita ma cocktail enhangirikini, vanhu vachiita kuchinjana ma bed mates so, pasina kana dziviriro...handiti izvezvi imimba left right and centre dzisirikumbonyatsozivikanwa muridzi?? 😏😏
@creationsvsuals
10 ай бұрын
Infidelity
@maishona-nz3346
10 ай бұрын
I know, and mashoko angu aripahunhu ihwohwo, not imi. The fact yekuti, zvirikukonzera such strong reactions, ndihwo humboo hwekugona basa, zvinoreva kuti murikuekta zvekuti munhu anoto believa akatoita ma emotional reactions ake nekuda kwezvaarikuona 🎉🎉
@gaylordhomakoma8305
10 ай бұрын
Apa tetez mataura semunhu mukuru
@user-gz3kn9zo1g
9 ай бұрын
Tindo n company munogona guys I don't think I will miss any video tinenge tiri tese shamhu yestress
@creationsvsuals
9 ай бұрын
Thanx for the support
@silvestermaraga3118
10 ай бұрын
Tipeiwo next episode nhasi chaiye kkkkkkkk
@mainyakudirwa5494
10 ай бұрын
Tindo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@rosemaseva4464
10 ай бұрын
Ko tete vakabvisa nhumbu yamufundisi, Mufundisi iCousin brother yaAlana, apa Tindo anoziva mafiles amufundisi zviro zvacho
Пікірлер: 124