Please chivaregererawo,sunungurai Moyo veduwe,see wavemuroi because of anger , remember Kuti Mwari Jehovah varikuona
@Michaelmushamba274
11 ай бұрын
Hello family
@beautyadaarewa638
11 ай бұрын
Ini zvangu varume vevanhu havatorwe, but if this lady knew kuti you were dating the man, than definitely she is at fault kutorera vamwe murume or mukomana wake. Ini I say the same too, if I don't know you, wakanyengwa nemurume wangu, I won't do anything, but kana ndichikuziva believe me, ndokutengera matsotsi, ini murume wacho ndokusiira,
@chiedzamatumba9130
11 ай бұрын
Ndinhasi kwauri kufarira mabasa ako asi kuna mwari opindura kurwadzisa ikoko kana okudzorera it's times 100 pazuva one. Iwe ndiye benzi unorara nemunhu wausina kuroorwa naye sei hunzenzaka ihwoho. Iyezvino urikuroya navana vake vane mhosva yeyi newe apa murume hauchamuda wave neumwe asi uri Kuramba uchirwadzisa vanhu musi wazvinoku dzokera mbuya vako ivavo vokukubika Mugate havamire newe. Nemi vakomana usarara nemunhu wausingadi honai zvino zoitwa nevakadzi ava munokuvadzirwa nevana vese.
Maiweee 1st confession iiiiiii Thanks for sharing Its time to forgive, they have suffered a lot , and you have also suffered a lot .
@nzwirashedehwa2887
11 ай бұрын
Mwari vachaita kuda kwavo
@tatendagwata9768
11 ай бұрын
Hie Aunt Mamoyo👋👋
@tinevimbo8751
10 ай бұрын
Uri muroyi wangu ..ko chiregerera vana plz ndokumbirawo nekuti Havana chavano ziva wangu ndapota zvangu 😔🧎
@HappyKarigen
11 ай бұрын
So hide what’s the benefit to you of that evil act rather than causing pain and suffering to that man and his family?! You’re now a sadist,one who enjoys the suffering of others!! Stop it! If it was never meant to be it will never be!!
@marblemoyo-us9nl
11 ай бұрын
Yooo😢 nyika yakatakura rema veduweee...bt hidey chivasunungura vnhu ava
@florencemapolisa7315
11 ай бұрын
How are you auntie how was your weekend ❣️
@auntymamoyo
11 ай бұрын
Amazing how are you dear
@sandrathemenace
11 ай бұрын
Sure munhu ku joiner kuroya nenyaya ye mukomana haunakukwana
@mercymupondiwa9426
11 ай бұрын
Hi family 🎉🎉
@auntymamoyo
11 ай бұрын
Hey mercy
@Ashley-up6xy
11 ай бұрын
Uri satani
@thandiwedube2379
11 ай бұрын
Ivo varume vachinyanya kutsotsa beans akasangana nazvo
Пікірлер: 45