Kuvenga Jah Prayzah kungozviProver kuti uri muroyi chete😂😂🔥🔥 this guy is so talented man 🔥👏👏 iri ndoGoat iri
@Spine_07
3 ай бұрын
Mmmm haaa Jah praizer.. for those who compare Jah praizer and Winky D , can you please rest the case ,, these guys are all good , hapadi zvekuti ndiriwekwanhingi..support them equally vanogona vanhu ava
@constancemabhonga1339
3 ай бұрын
Uyu ndo Liker pese panonzi JP❤
@passmorengonimanhimanzi5339
3 ай бұрын
Mukudzei l want you to perform on my wedding in Namibia. I played this song several times driving to Zim for my mum's funeral.
@pacienciamatchinga100
3 ай бұрын
Ndoma Hero enyika aya, anodzikamisa hana dzevanhu... Jah P unondigonera
@johnmharire7241
3 ай бұрын
Togara tichizvitaura kut hatina zera naye uyu
@bethelmasara7383
3 ай бұрын
He doesn't need no bkng vocalists , the audience is enough 😂😂 Humility z takin you higher than e sky GOAT.❤
@timothymujinga3241
Ай бұрын
This is one of the greatest performance of our lifetime... Please like if you agree with me... My eyes welled up with tears after watching this spirited performance
@mzvtech
3 ай бұрын
Jah Prayzah & Winky D ...2 Zimbabwean Giants
@glenvambe5130
3 ай бұрын
National Anthem ~ Chiremerera. Neveuyauya varikuimbawo😮
@chiedzachawuruka4305
3 ай бұрын
Talent magnified…. ❤
@DeelightTobias-z8c
3 ай бұрын
Saka kana vanhu vachigona kuimba wega ku show wari kutsvagei kkkkk aaa so funny 😂😂😂 ndiwo vatowe pamberi pa jah prayzah wacho kkkk
@maiatipa765
3 ай бұрын
Mwendamberi munogona 🔥🔥🔥❤️❤️
@elvisgonde7869
3 ай бұрын
Jah praiser we are kindly inviting you to our church. Your voice, your music is something else. You are good. Chimbouyai muimbe ku church baba. Just write a gospel song especially a worship one mombosvika pa UFIC pa Basilica Chitungwiza apa. We welcome you my brother.
@profqda3464
3 ай бұрын
Inga variko vanoimba kuUFIC, anaKiller Tee naAndy Whistle, siyai muzukuru waMbuya Nehanda aimbire vadzimu venyika
@tashachirands7897
15 күн бұрын
This is pure Talent, period! These kind of people are rare to come across. Zimbos respect this guru he is a gift from God, the one and only Mukudzei Mukombe there won’t be no other. He was named correctly surely surely respect this musical wizard!
@xolaniwethu9106
3 ай бұрын
Heard kuti akanoidyira paHome Ground painoti ndopayo ....ndiźvoo here ???
@clemencebegede12
3 ай бұрын
Wakazungaira hako😅😅😅
@africa-cast1632
3 ай бұрын
😂😂
@tafadzwamaposa1464
3 ай бұрын
Yakadyiwa...kusada zvavo kubvuma😂
@VioletMagutakurima-sw4xc
3 ай бұрын
Agh 10 -nyah. Home and away chaiyo
@mrsp-oe4qf
3 ай бұрын
10-0 chaiyo mufunge😂😂
@HeatherChipikiri
3 ай бұрын
He's the best❤❤❤
@braharry6618
3 ай бұрын
Jah praizah's advantage : the mature and the grown ups support him, the youths also support him.
@tendymuku7952
3 ай бұрын
Strong support yake iri kuvakadi kunyanya
@clivemujaji-cq8zd
3 ай бұрын
Uuuuuummmm haaa jp ndabvuma hangu ma1 Aya mwana wamai
@gibsontawabarira7394
3 ай бұрын
Jah prayzah akaenda kuShow iyi arikutoda zveshuwa.
@VioletMagutakurima-sw4xc
3 ай бұрын
Kuzoisa munhu wese panzvimbo kuty the real GOAT ndiani
@LesslyNerumedzo
3 ай бұрын
Jp ndimakuruwani ngenyi muchida kuramba
@mwaitamasaraure
3 ай бұрын
He has officially gone to his own show
@privilegemerjury9386
2 ай бұрын
Unodzikamisa hana dze vanhu wangu well done ❤❤❤
@joechimmie
3 ай бұрын
honorable Mukudzei MUKOMBE
@SamanthaMaburiro-sx2tm
2 ай бұрын
Uuumm ndabvuma hancu wink D mwana hake pafair
@user-zm8nj8zt9y
3 ай бұрын
Wow I love you songs hey
@mhofu6741
3 ай бұрын
Haa you made my night nezuro🫶🏾
@PriviledgeSimbaneuta
3 ай бұрын
I love this guy❤
@loydmabwinye480
3 ай бұрын
Unomutsa zvirere wangu,wakanyanya❤❤❤
@mrsp-oe4qf
3 ай бұрын
ma 1 ayoooo ❤❤
@anywaysimbarashemapiye719
16 күн бұрын
Iyi ndiyo Mhondoro yeNyika
@constancemabhonga1339
3 ай бұрын
inobva yanodyiwa ikoko 😂😂😂😂😂Jp mbudzi yacho❤
@jessietomu7885
2 ай бұрын
❤❤
@clivemujaji-cq8zd
3 ай бұрын
Ma1 aya
@shadreckmagura6626
3 ай бұрын
Wagwiz
@tblessings
3 ай бұрын
Wagwiiiiizi, chibaba icho
@libertynyauchi4533
3 ай бұрын
Wangwizi to the world
@GeorgeFabulous-nh7nf
3 ай бұрын
Imhondoro iyo
@JeanKaitano
3 ай бұрын
Chibaba❤❤❤❤
@israelmateusmandimba3333
3 ай бұрын
Ghoto 🔥🔥🔥🔥🔥🇲🇿
@bonfacemakuyana1685
3 ай бұрын
All Traditional Religion followers they trust this man coz he's a true ATR believer
@Que-07
3 ай бұрын
You are not proud of yourself .ATR are you not an African muchapusa makura . So urikut mwari angasika billions of evil people and name them Afficans sometimes take it deep and try to realize who you are , where you belong ,so mwari ndivo vanoropafadza Iwewe wakapfuma kudarika Jah P coz my sure I don’t remember satan achipa mablessings
@FultonFrancisMupupu
3 ай бұрын
Yes I am proud of my tradition
@thejudokas3331
3 ай бұрын
❤✴️❤️❤️❤️❤️
@nyashachirawu09
3 ай бұрын
❤❤❤
@PatienceMugutso
3 ай бұрын
Mukudzeyi haaaa munokodzera kuva nerukudzo
@brightchikasa8921
3 ай бұрын
Excellent
@adolfmunemo7195
3 ай бұрын
Haaa kana taakuita compare vaimbi wagwizi hatiise it won't be fair he is way above so totangira panana winky, killer, sniper so so.
@gmuusha1
3 ай бұрын
Ane ma1,akapenga manje.
@anesumatiashe5204
3 ай бұрын
ishasha iyi ummmm
@TinotendaMarimo-fn9nq
3 ай бұрын
Haa avo ndimdhara
@FanwellPanaishe
3 ай бұрын
Chibaba ichooo
@celiajames600
3 ай бұрын
Ane chiremerera
@rodrickmutonga907
3 ай бұрын
Uyu anogona
@lazarusmukoroyi984
3 ай бұрын
What's the tittle of the first song isiri chiremerera
Пікірлер: 122