Zvinhu izvi zvakaitikira papurazi rinonzi ATLANTA FARM pachipfumbi paturn off yeARCADIA LITHIUM near JURU growth point. Mwana uyo akarwadzisa baba wake akazotaura kuti ndakaba huku nguva yatopera ASI Haana kutaura kuti akabira Ani ???chishungurudzo chikuru Kuna baba vake
@TalentHambirepi-xn2wq
9 ай бұрын
Umwe akafira ka Radio paye .yatakaona Ku Karanganda TV.zvakaoma😢😢
@alphahavadi
9 ай бұрын
Zvakaoma vana vanemusikanzwa asi kuuraya kutora demo kutema vabereki musadaro kurwadzisa mubereki
Siyai Kuba munofira zvinhu zvevanhu kushandira mbavha kunorwadza musadaro
@norahchiteto
9 ай бұрын
Kushandira vanhu vane husimbe havo ini handina tsitsi nadzo mbavha idzi ndakapotsa ndaurayiwa
@trmangena2463
9 ай бұрын
Very fit man look at his hands
@SibongileBwoni
9 ай бұрын
Ummmm shame ndarwadziwa vana dzidzayi kushanda nemaoko enyu
@blessbless904
9 ай бұрын
Sad hazvo.Kuba ma1 hako.DM Taking us to another level
@easterdhlomo-fg6il
9 ай бұрын
Shame very sorry for your loss my condolences to your family may the Lord comfort you
@perkinsmarwisa5533
9 ай бұрын
Kubirwa kunorwadza, munhu anosvika pakutora matanho, zvinenge zvisina kutanga nhasi, akabirwa kubva kare munhu uyo, murume vaTete vangu died same thing, ayikukuridza jongwe, saka mushonga weHuku is dangerous
@masbaekatanda6987
9 ай бұрын
This is sad veduwee how this man cried broke my heart
@AshleyGogo-u5j
8 ай бұрын
Tomupa huku dzake 10 odzosa mwana hutsi
@manyaramarweyi9989
9 ай бұрын
Ummm kuuraira munhu huku hre veduwee tisadaro .zvirinani adzorere than kuuraya munhu I know kuba kwakaipa bt izvi zvanyanya munhu haangafire huku
@Gogoaggie2018
9 ай бұрын
Mmmmmm munhu akaoma shuwa.zvekusvika kuuraya munhu pamusana pehuku here. Vanhu roya zvishoma. Use other methods of punishment, please, ma Zimbabweans.
@faithjeremiah-l9d
9 ай бұрын
Muskana ariku enterviewer haa gone basa nekuti ari kuti taurai iye munhu akabatikana kudai 😢nekuti iye ari kuda kuti vataure chete haasi kutarisa situation nema emotions aripo
@pelagiamuguti8693
9 ай бұрын
This is sad i feel sorry for the father he is hurting.
@selinalembani9816
9 ай бұрын
Zvinorwadza ende zvirikurwadza chaizvo, asi Ivo vanhu ngavarege kuba kunyangwe ikaita matches yngu usabate or kutora chisiri chako
@pearlmambinge451
9 ай бұрын
RIP Munyaradzi, wafira kucheka huku kwawakaita. Asi you unoziva shamwari dzako, dzoka utaure navo, kuti vataure. Asi apa wakazofa nekuda kwechikafu chawaipihwa chisina kwachaienda. Ndarwadziwa Munyaradzi. Dzoka kushamwari dzako dzawaifamba navo.
@tmatz6467
9 ай бұрын
Akafa uyu mbavha, anodzoka seyi. His friends will follow him soon.
@sandranyakuseka1286
9 ай бұрын
Kubirwa kunorwadza asi nhai,munhu kufira huku here,uummm zvakaoma,ndarwadziwa 😢😢
@pearlmambinge451
9 ай бұрын
Vakanonoka kutsvaga muridzi wehuku, kuba kwakaoma hako. Kubirwa kunorwadza. Paakatanga kutaura dai vakafunga kushevedzera mukomboni, plus kuti kushaya futi mari ndiko kumwe. Baba Munyaradzi Mwari vakunyaradzei panguva ino yakaoma kudai.😢😢😢
African science, kugadzirwa munhu asigazive . Kuba kwakashata .
@mavisknight4522
9 ай бұрын
MaScientist etichitema why not use your gifts for betterment of majority than killing each other and still remain In poverty??? Really kuuraya munhu for a chicken 🐓 if that is true zvino siriris😭😭😭😭😭
Zvakaoma shuwa wana wedu ava zvakaoma mufunge baba varadziwa mufunge lm also broken 😢😢😢
@josephchenjerai1075
9 ай бұрын
Zvakaitika zvakaita asi mbavha imbavha hama dzangu hazvina basa kuti munhu izera ripi mbavha ikazokubira kana kuti wakambobirwa ndopaunoona mbavha inokodzero yekufa rufu runorwadza
@madamboss7216
9 ай бұрын
Drewmas for me ❤❤❤❤
@Agnes-l7f
9 ай бұрын
Zvosiriisa hazvo Baba vachemesa avaa i felt his pain ..dai vakamuita havo zvimwe kuti varipwe pane kuuraya mwana kudaro ..i hope God forgives you and your father heals from this
@shuvaichamunorwa4687
8 ай бұрын
Haisi tetanus here.inenge tetanus yakauraya mwana uyu. Ma signs and symptoms it could be tetanus
@Ashley-up6xy
9 ай бұрын
Zvakaoma handi ngozi hre dai akamupengesa zverinane😢
@MariaNyika-n1b
9 ай бұрын
Baba ava vakarwadziwa nekufa kwemwana wavo
@MakaBlackie-lo2ik
9 ай бұрын
Mwari pindirai kuvana vamakatipa vanotisvitsa pakaoma zvinorwadza hazvo asi dai vasina kuuraya havo varidzi vehuku dai vakaita zvekungoti avhunduke voripwa havo
@josephchenjerai1075
9 ай бұрын
Izvozvo kune mbavha dziri kuba mombe apa vanhu vane 19 to 20 years saka toti vakagadzirwa zvakaipa here
@lucynapwaro5725
9 ай бұрын
So sorry baba zvorwadza, zuva rengozi harizikanwe kuna kwakaipa, nyaradzwai na Mwari.
@TeclaFrankson-lh6zh
9 ай бұрын
Hhhhh akafa zvunosiririsa chokwadi , may your soul rest in piece Munyaradzi
@EdifyMukuvari
9 ай бұрын
Shamwari Mai chipo thanks
@patriciachizanga1505
9 ай бұрын
Babanyaradzwai naMwari
@sarunahmakanyisa224
9 ай бұрын
Sorry baba 😔
@VioletMakunike-zz1kl
9 ай бұрын
Drewmas team rangu murisei
@afronews7034
9 ай бұрын
Thats not nice govtshould start arresting these people chickenmyfoot
@MichaelFisher-xl6nh
9 ай бұрын
It's so sad and painful hard time
@madamboss7216
9 ай бұрын
Ummm ndanzwa tsitsi 😢😢😢sory baba
@mavisknight4522
9 ай бұрын
Those boys who let their friend die shall also reap what they sow in future Remember what goes around comes around.
@nomatamanyanga1967
9 ай бұрын
Dai muchibva matsvaga varikufungidzirwa kuti vakazviita munzwe kuti mushonga vakaupiwa nani.tanzwa nekubirwa zvinhu zvihombe zvekuti munhu anotokodzera kumugadzira not zvehuku
@adlaidmarimo2183
9 ай бұрын
It is well baba vaMunyaradzi
@sammychani5594
9 ай бұрын
How can that female reporter say "tsanangurai baba musacheme" just like that? Really?
Umm sorry Baba 😢😢😢ukaona murume obudisa misodzi😭😭😭 zvakaoma
@nessakaitano3241
9 ай бұрын
Very sad 😢
@mesiMutepfa
9 ай бұрын
This is so sad.ukaona murume obuditsa misodzi zvaoma.asi andingaurayiri munhu huku ......still ngozi inokutevera😢😢😢
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
9 ай бұрын
Handisati ndambonzwa kuti ngozi yakatevera munhu agadzira aba since , hama ukabirwa unorwadziw munhu aba ngaasangane nazvo vaizopedzisira vakuba zvihombe vakutouraya vanhu nekuba ikoko Kuba kwakashata zvashose
@MandieMunetsi
9 ай бұрын
@@RumbidzaiGarwe-mj8zb yes kuba kwakashata but that's not an excuse yekuitira munhu humhondi hwakadaro...unozonzwaseyi munhu wacho afa kudai
@chiherachashe4332
9 ай бұрын
@@MandieMunetsi Hausati wambobirwa iwe
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
9 ай бұрын
@@MandieMunetsi afa hake nechekuchera hama imhosva yake iye aibirwa aitorwadxiwawo nekubirwa never know pamwe aito breeder huku achitengesa achichengeta vana vake ndopapaneraramo yake iye achibirwa kuda zvisri easy kunouraya ini ndakambobirwa kavirini know the pain ini ndikatomuwana anogona kudaro ndoda vafe stereki coz munhu unofa nekushanda munhu ongoitirwa nyore nekungotota it's a good lession kunevamwe
@EmmaculateDhafana
9 ай бұрын
Sure kuurayira munhu huku here veduwe😢
@lindanhumbe258
9 ай бұрын
Aah shame mwana mudiki kufira huku veduwee
@MukaratiChiwanza
9 ай бұрын
Abandoned ngaafe mbavha dziite shoma ini ndakatobirwa members chaiyo
@carolinesibanda7673
9 ай бұрын
Ndarwadziwa baba ava vachichema.
@nomatamanyanga1967
9 ай бұрын
Saka iye akafira kuti ndiye aicheka nyangwe vaizodya nrshamwari
@CollettaJongwe
9 ай бұрын
kuba kwkaipa but munhu ungauraire munhu huku chaiyo her varoi vasina kana chikoro mukati 😢rest in peace munya mwari vatinyaradze Baba munya
@patriciamatina5773
9 ай бұрын
Kuda anga apedza danga. Vamwe varikurarama nekuchengeta huku
@conniejam5575
9 ай бұрын
Ngavarege kuba aaa vachimbobureyi nxaa ini ndakabirwawo ndiri kurwadziwa saka ndikafa neshungu haiyisi ngozi wo here nyangwe ndisingagoni kugadzira munhu iyeye
@norahchiteto
9 ай бұрын
Ngadzife mbavha ini ndine munhu andr kuda kuita seizvezvi
Пікірлер: 161