Chief Dai vapa ngozi mukana, ndizvo zvakaitika futi pana Tonde ikezvino yave srs, vavhiringa havo firimoni
@tariromagwaza
3 ай бұрын
Taura zvako Yave papi nyaya yaTonde
@tendayigahadzikwa1390
3 ай бұрын
ndozvavanoita chief Mutasa ga ga ga yacho vanoimhanyisa takatomirira yana Mukotsanjera ne chipinge n'anga kt ichapera sei
@Washie-by7bh
3 ай бұрын
Vane kakumhanya kavanako kuda kata kata munhu arkubudirwa
@ChishongoMadhuve
3 ай бұрын
Ndoona kut zvengozi mambo Mutasa havazvigoni
@Cay123.
3 ай бұрын
@@ChishongoMadhuvemambo ava vakangwarisa musavatyira zvnyu vnotoziva kune matsotsi ska vnotoongorora vnhu vnopera kubirwa imagine munhu achnzi ndobsa rake rokubudirwa toziv cy Kuti hasi kutsvga bsa apa iye atoti ndd mombe 😂
@funwellmatowe1336
3 ай бұрын
Abisha hadzina kukwana mupengo chaiye 🙌
@mwanawemuporofita5610
3 ай бұрын
Mambo regai mweya utaure without interjecting and ask after it is finished narrating please 🙏🏾
@Olcool
3 ай бұрын
True. Vaakuita zvavakaita Tonde futi.
@fadzaidickson58
2 ай бұрын
Zviriko mambo mutasa.....chero chipoko chino taurira mutirwa wani.makoniwa mambo.
@JoyceMafukidze-u1l
3 ай бұрын
Hhm chief basa vanogona havo bt vane kamwe kakuvhiringa vanhu avo vanouya nemhepo dzengozi idzi vakabata rough tonde aah vasadaro mhani kana muhu auya ngavati pedza zvawafambira then after that vochizotonga nhau yacho kune vanhu vanenge vabatwa.
@PatriciahNgwenya
3 ай бұрын
I think he doesn't believe ku Ngozi coz most times nxa ekhuluma lemimoya he belittles them He is a Wise Chief but when it comes to these situations he doesn't gives respect to such
Aah zviriko asi ukarangarira nhau ya Rebbeca uya wekumalawi
@carolyoung2823
3 ай бұрын
Taura hako, sei asina kugara semurume(Kuzhadabura) zvinoita dzimwe ngozi
@madamboss7216
3 ай бұрын
Hadzifanane@@carolyoung2823
@Prince1Mwayera
3 ай бұрын
😂😂😂😂 mukadziwo ndi Ex wemusha wouwo
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
3 ай бұрын
Iwe unenge wataura chokwadi. Kana girlfriend.😅😅😅
@ChesterMahata
3 ай бұрын
Wanhu wamambo munonyanya kumhanya sei muchibva madaro take it easy makurukota
@giftalutadosipani3637
3 ай бұрын
How come mweya wetsvina wongobuda parudzi rwausingazive hazviite mweya unotanga wapotera kudzinza wokumbira kutaura iri mudzinza
@Moniquechiqous8052
3 ай бұрын
Haaah madzimambo mune basa shuwa
@BarnabasFavanhuRwodzi
3 ай бұрын
Nhema idzi
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
3 ай бұрын
Kkkk mukadzi uyu abva kupi
@fadzaidickson58
2 ай бұрын
Chief maizviziva jere kuti imwe mhepo(midzimu) isiri yemumusha inogona kutumiraa mamessages through someone.anonzi courier but not the receiver.chief chivanhu chiri complex you need a third eye to see these things.your pamel just giggles at very important issues i think the 'Echoer' needs to act maturely......endai kuseri kwechuru before all things
@faithtiengane5618
3 ай бұрын
😮 pese apa aiwepi adini kungoenda kumba kwawo not kwa chief mutasa . .a lot of things are not adding up .
Пікірлер: 291