Nice ting we waiting Fi dis ting ..... hapana kuteedzera kwaitwa apo music pakangosangana maArtist moyo yavo iripamwechete sport rinotongopera apo flex akangojumanawo namkoma vakaita zvinhu pamwe dai vasina kusangana isiko Collab bot anyways we waiting Fi it flex akaipa mpfanha yeye nachibaba killer t hazvibvunzweka so I bet that the song is gonna be big🔥🔥👌
@AlexandreJeremy-bd4ft
11 ай бұрын
Urimbwa wandzwa ateedzera sei unenge uchitanga nyaya nguva dzosse u want problema always
@Zimtrends1
11 ай бұрын
Thanks ndirimbwa God bless you
@user-lx4nh6qv1u
4 ай бұрын
Kiiler t ahatedzire but chagara chiribaba
@ObviousBondo
6 ай бұрын
😂😂
@user-zy4zr8lq5q
5 ай бұрын
Flex tattle chibaba
@OtinelshumbaPumacol-se8yx
11 ай бұрын
Ma1 chaiwo
@tonderaiwilson9127
Жыл бұрын
Unga Killer T adzera Winky D sei? Iye mfana anyora zviri pajekerere kuti panechisong CHANDIRI kukubikirai FEATURING Killer T. Meaning song ndeya Flex, Killer ndiye achafeature
@tilzychaks5087
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@elizabethbongers1124
10 ай бұрын
Ko iwe zvauri kuita izvi uri kuteedzera ani? Kana wakaroora, kana usina kuroora uri kuteedzera ani😊. Apa ndoopanonzi washaya nyaya. If you have nothing to say, dont say it here.
Пікірлер: 14