Kkkk mama ini hngu handina jongwe plus vovo agara anoziva kuti ndititsotsi kwaaaa
@ndanamaseko4283
3 жыл бұрын
Itai iri move chaiyo coz mazuva ekumirira anorwadza saka ingoitai move plz team rangu I can't live without you guys keep the fire burning
@shaynechagonda5116
3 жыл бұрын
kzitem.info/news/bejne/q5xutoamk6hmYIY
@tariwebster2194
3 жыл бұрын
Results of hard work to the NB team...I am noticing that each week you guys are getting at least 1000 new subscribers!! Thank you so much for for making us smile in these hard times. Now, to my fellow fans lets share and have NB reach 1 million subscribers by the end of the year kani.
@melodytom4437
3 жыл бұрын
Nhai Dhafu zvauno taura izvi unenge wakazviisa pai 😂😂🤣wakanyanya🙌🙌🙌
@simbamoyo9400
3 жыл бұрын
Tinenge tichanosvitswa ku episode 20 apa I like it 🤠👍
@funnywithconnie6631
3 жыл бұрын
Taura hako, Iyi irikunakidza rega iendemberi
@simbamoyo9400
3 жыл бұрын
@@funnywithconnie6631 😀😀😀😀😀👍
@shannelmatsaure7657
3 жыл бұрын
Dai vati wedzerei maminutes
@simbamoyo9400
3 жыл бұрын
@@shannelmatsaure7657 😀😀😀😀😀👍
@alphamahachi1533
3 жыл бұрын
Kupa vanhu manyawi kauku😃😃😃😃
@margiephili5422
3 жыл бұрын
Both episodes 14&15 got me in stitches ndachema zvangu nekuseka amanaka nb you are the best was...the best is...the best will be #estofcomedy Hapana anoti nyoo
@margiephili5422
3 жыл бұрын
14 &15 the best episodes of them all for me....huku mumucyprus...zishato shhhhhh shhhhhh mubako.....muti uya uri pamakuva pasingabvumirwe vanhu oziva zvipi Vovo veduwe.watched these 2 episodes more than thrice am just loving it.Good job NB
@mnet2912
3 жыл бұрын
Iyi ngaiite false alarm yepregnancy. Jatwell aisiirei mukadzi kumusha veduwe.
@peecee9735
3 жыл бұрын
Dankie guys 💞 🌹🌹
@princessndhlovu1341
3 жыл бұрын
Jatwell aisiirwi wife kumusha for many days in the first place
Team Naiza munotibvisa stress kungopinda pa You Tube ndototarisa pa Naiza B
@onlydaughter6857
3 жыл бұрын
Hiii only truth shall set you free ,this episode yandifungidza imwe mayi so hiii mastatements so haa unobva waita weak wega...very sorry Empress Vovo mai nemwana vese vanenhodzerwa kunyepa kwacho so maqq...Waiting for Mupamombe next episode
@marthasigauke3683
3 жыл бұрын
Dhafu 😂😂 Kwanzi karomo kako aka senzeni 🤣🤣🤣🤣bt Dhafu anogona kunyepa gyz Kwanzi huku yakwira mumuti uripamakuva pasingabvumirwi vanhu kupinda🙌🙌🙌
@samanthanhamburo2061
3 жыл бұрын
Haa pa serious chaipo pama minutes apa mukuzvi nyanya aggh 30 minutes dziri nani
@christinemakiseni3524
3 жыл бұрын
Kkkkk imba yese kuzara nematsotsi bho hr dhafu
@lorrainemoyo8647
3 жыл бұрын
Huku yakwira mumutiii huku dzine nhodzera🤣😂🤣
@nellisamukomberanwa5578
3 жыл бұрын
Netsai whyyyy😭😭apa amwene vanga vakukuda sei
@rosemaseva4464
3 жыл бұрын
Jongwe ramhanya kunge Mujaji 🤣🤣🤣🤣 asi Dhafu zviya, I surrender 🙌🏽
@shaynechagonda5116
3 жыл бұрын
kzitem.info/news/bejne/q5xutoamk6hmYIY
@djtank8688
3 жыл бұрын
This is too much🔥🔥🔥 😭😭😭😭😭😭. Please make it a movie .... becoming so impatient . Pure talent , ZimHood 😋😋 ndabvuma 💯💯💯💯💯💯💯
Ko zuda rakazoguma nekupiko makoti , nekuti mwana is on the way
@gamuchiraitakaidza6835
3 жыл бұрын
Netsai kurutsa uko haisi nhumbu yaOzemwa here
@tsitsimashedzanwa8441
3 жыл бұрын
Munogona guys keep it up
@willardsithole1028
3 жыл бұрын
Kkkkkkkk Dhafu naSenzeni hamusi maakunyanya mastatements here haaaa nhaka Vhovho anoita nhongo mutsoka nekufamba. Ko vekurutsa vaswera havo sei kkkkk can't wait to see maresults
Пікірлер: 416