Dhafu akuziva kut possibility iripo kut makoti anyesvurwa naOzemba but just trying to mind her own business.... Senzeni zvasangana shaisano plus trying to protect brother dearest's assets.Above all I like Dhafu's role even paaimurova muroora she was just taking her like her own panonetsana tete nemuroora she doesn't team up nemumvana wake to attack dil. Pandaona netsai kwa Ozemba ndafunga kut avinga wilo. #naizaboom #naizaboomer #naizaboomest
@atipaisheganyani7787
3 жыл бұрын
Haàaaaa netsai anzwisa tsitsi paanga achitaura namai jatiwero
@meeekuu3414
3 жыл бұрын
Why would someone put a dislike asati atomboona like seriously?
@funnywithconnie6631
3 жыл бұрын
Ndizvo zvinoratidza kuti mumwe munhu anotobhowekana kunyangwe ne life yake chaiyo, haaa vamwe vane mhepo yekungo venga chete
@edinahshumba505
3 жыл бұрын
Ma enemies arikooo
@memorymadyegasva1725
3 жыл бұрын
munhu watsho ndomuziya hangu😏
@praisechiro4339
3 жыл бұрын
@@memorymadyegasva1725 kkkkkkkkkkkk
@sharontmoyo186
3 жыл бұрын
Akabaiwa vaccine yeCovid
@melakwacha9843
3 жыл бұрын
Slay queen 👸✨😍
@cliffordmutandavari6502
3 жыл бұрын
Let’s give these likes 👍 Well done Naiza Boom Comedy....you never disappoint us ❤️❤️❤️❤️❤️
Пікірлер: 295