Ve bitterness yekushungurudzwa na Mainini; bitterness is not gud kugara nayo..kanawo muchikwanisa kuvaudza Mainini muri pamwe chete na Baba venyu zvingabatsira closure..If not easy tangai maita counselling thru Pastor/Bishop ku Church or ma therapist
@isaiahyonasi7629
Күн бұрын
Maid iwe uri muroi
@miriammuluku3049
Күн бұрын
Kusasema here? Puu
@nmmj9935
20 сағат бұрын
Vasikana vebasa vangwarirei madzimai. If you can don't expose your family to stangers. Kana zvakaoma, munhu anoiya achiita uripo. And madzimai garai pamabvi..
@jenniferndlovu-pn1dw
6 сағат бұрын
First confession iwe pawakaona uchipiwa kacoffin waidino kuzvibvinza kuti why ndirikupiwa kanhu aka akatokurombesa pawakashamisika kuti why munamato uriwekumadokero uri muroyi
@tinamakasa7493
Күн бұрын
Mamukawo sei mkoma Nash
@LoiceMtisi
Сағат бұрын
😢
@tarirogumiremhete2788
2 сағат бұрын
Mukoma u need therapy nekunamata kukuru. You need to heal pamunoona q profession anokubatsirqi request kuti mhuri yenyu ipindewo mu ma sessions acho qpo ne apo nekuti murikutovakanganisawo Mune childhood trauma yamaifana ku heala musati matombotqngawo mhuri cz mostly vanhu vaka abuswa they end up vaku abuse vamwe vanhu futi ,hope you will get help nekukasira
@jenniferndlovu-pn1dw
6 сағат бұрын
Isusu mai vakashaika tirivadik zvekumagrade 7 baba vakazotora stepmom vaida kutiahungurudza but ndakavaudza kuti uno kudhuri wamai vedu get out ndakavatema nechidhinha vakaringedza but vakazoita sorry vakanyengererwa nababa kubva ipapo vanga vasingachatiitire hutsinye
Пікірлер: 18