Mungorwadxiwa kurwadziwa apa pakaridzwaaa wayaaaaaa
@Matenga
2 ай бұрын
Mark Ngwazi please ukasiya Donald Gogo unenge wabhaiza lid iyo ma1 ayo
@hardlifejongwe9256
2 ай бұрын
Pure talent,ishasha iyo
@priviedz7065
2 ай бұрын
Donald Gogo is a legend zvake. I wish him the best. I will always enjoy his lead plays kubva kuOrchestra Mberikwazvo kusvika kuNjanje😅😅
@mosesmurefu8017
3 ай бұрын
Tiiiiiiiito😂😂😂 haaaaa ndafara zvangu team Ngwazi be blessed wire wire wire ❤❤❤
@ThandekaMpofu-vt7jd
3 ай бұрын
ultimately the second best after Chesology
@natsonationzimcelebs8024
2 ай бұрын
Well said
@DzumbamaniMakhuvha
3 ай бұрын
I'm South African I'm in love ❤ with Zim sungura
@SifelaniKampota
3 ай бұрын
Kana kuchinzi future sungura zvoreiko nhaiwe.Unongofunga zvamacheso plus he is old kusvika rinhi chibhasikoro
@freedommuleya7020
3 ай бұрын
This is the new generation of sungura the oncoming king of sungura
@promisedukwende8557
Ай бұрын
Mark anogona bt muzik yake ichine kanoise soo hameno kuti pangagadziriswa sei kakuzhangandira kuti kapere akadero zvose boe
@matshelelatours8483
3 ай бұрын
Here is the King of Sungura and the future is bright, Mark Ngwazi the best so far in Zim presently yeeesss
@gilbertmuchairi573
3 ай бұрын
king pin
@JabulaniMovenHlophe
2 ай бұрын
To you yes. Remember there is the uncoperable
@natsonationzimcelebs8024
2 ай бұрын
Ayaa kkkk king of sungura movaziva wani
@emmanuelgondo3034
2 ай бұрын
You are damn right since 2020
@mosesmurefu8017
2 ай бұрын
Yes yes ndowirirana newe ipapo faaaaamba Mark Ngwazi ❤❤❤❤
@matjhupemuroa4619
2 ай бұрын
Is this marara Barnabas is talking about? 🤣🤣He is mad, this is quality 🍻🍻💯💯. He must stop that Solo of his. Njanja express is on top ❤️👌💯
@godwintavengwa2558
Ай бұрын
Huzukwende irikurira marara wakaanzwa here 2 August😂😂😂😂
@matjhupemuroa4619
2 ай бұрын
People of Zimbabwe are in denial😂they are stuck in the past😂. This man is quality. Let's wait for August you will understand what I am talking about. Mark will come on top. I'm Tshidiso from South Africa. Mark is quality.
@ediemutombe1868
2 ай бұрын
Marhethe antante yaahwe,
@williamjay130
2 ай бұрын
@@ediemutombe1868 Ari kurotomoka handty 😂😂😂
@Naturelove0726
Ай бұрын
You prophesied 🎉🎉
@kennedynhire3820
3 ай бұрын
Saka avewo ne team A and team B ma guitarist?
@eurooceania5562
2 ай бұрын
"Kudzamisa pfungwa nemari yekunhonga."
@KiethyWande-c7d
3 ай бұрын
very stead and humble anogona munhu uyu rambai zvenyu but chokwadi ...vaya vapera vaya 🤣🤣🤣
@MiltonMvundura
2 ай бұрын
Ndimi kaa makavapedza,
@tonderairaimundonhacuiaca719
Ай бұрын
Mhofu yemukono for me , pretty cool lead guitar lines from Donald gogo, experience counts.
@kumene8390
3 ай бұрын
Muroyi ndiye chete anovenga zvakanaka Mark une chipo chako mashoko ako makukutu mpfanami
@Dadirai-xg3no
3 ай бұрын
Mashoko anawo zvake ummm
@StanleyNotice
3 ай бұрын
There is One king of Sungura not these smalls boys
@nevermushamba4901
2 ай бұрын
He is best so far don't compare munangagwa na chamisa siyayi mwana arire
@mapline7380
Ай бұрын
Haa Mark uku ndokupisa manje uku this is 👍 huchi live yakanaka iyi on point
@samuelmhungu6626
Ай бұрын
Mark Ngwazi is a bundle of talent. Ndatenda hangu. Continue to grow and glow Mark.
Well done mark and you are smart guys jealous down
@fanuelmoyo4745
3 ай бұрын
Happy to see my man Donald Gogo in action 🙏🙏🙏
@emmanuelmusimbe2904
3 ай бұрын
Donald Gogo
@rejoycezinyama7963
3 ай бұрын
Mark and crew you are doing great job.Mupfanha ane chain uyo anogona kutamba sa ma Juice. I can see young ma Juice in the making. Well done. ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉❤❤🎉🎉
@isaactapera5295
13 күн бұрын
Left Hand Drive like Madzibaba Zacharia, are the two related
@WeezyDaKiddy
2 ай бұрын
Mark you are e best among e best❤
@TryustinahKatiyo-bo2uv
2 ай бұрын
Kkkkkkk haaaaa uko kumberi manje kudya huku warwara no man feeds the body woooo mark well done bro
@kingbright1575
2 ай бұрын
Uyu chachibaba mnj hapihwe tunhu twake 💯💯💯💯
@StephenMushonga
2 ай бұрын
mfana ngwazi unogona chaizvo bt especially pamashoko kumagitare can you start your own bass line different from baba Sharo 3:14
@jacobnyamuda5661
3 ай бұрын
well done Mark, keep it up
@tichcruz5
3 ай бұрын
Ndi donald gogo here uyo
@simbarashemazongonda3282
3 ай бұрын
Magona kuona boss ...ndiDonald Gogo for sure
@WelshmanNcube-g3g
3 ай бұрын
❤❤ ngwazi yu are the best bra huya ku Victoria falls gorerino
@mrkay2065
3 ай бұрын
But kuzopfeka svuthu hakusi kungozvinetsa havo here. Kuiremekedza here kana kuti chii.
@EdgarMadondo-s6z
9 күн бұрын
Better anoimba zvinemusoro ngazviende mberi tinemi pacape town
Akurimidza kuzvida mukoma ngwazi do like your king anotamba achiridza kufadza mafans ake do the same .
@leesencemhlanga2972
2 ай бұрын
teererai kana musingade morega macheso achabudisa moona vanotamba vachiridza
@ephraimntini7501
2 ай бұрын
Pamwe hazvigone kaa
@Mushandiri-c3c
2 ай бұрын
Chibaba ichi
@mancube5041
2 ай бұрын
Better kuidya mari so i face my life challenges ndakaguta zvangu...😂😂😂
@stanbako2706
Ай бұрын
Now Mark is the King of Sungura ,keep the good work mufana wangu .Hapana anotera wasiya madhara acho big time
@felixlambiki1104
3 ай бұрын
At zvaane kachange manje kwete zvekupedza song achingoimba now unotipawo nguva yekunakidza nemagitare 😂😂😂
@AllenMusinahama-c3s
3 ай бұрын
On point mkuru nice kasuit
@DenzelChang-j5l
3 ай бұрын
Nice is nice ❤ iwe wosvora
@mujindawillie
2 ай бұрын
Ndimai iyi inemakata chinu'nuna changu inotoda muchina muhombe please lower your pride and submit to the higher rank yes unoda the level yababa sheron we get you
@MejuletZariro
3 ай бұрын
Ma dancers acho anongotanga aka picker from start to end
@MunyaradziVengai-bx4wj
2 ай бұрын
Best young sungura continue, be hamble like the King A macheso, you will be the king also
@richardmhangwa136
2 ай бұрын
Makagona chibaba jealous down
@beautymushonjowa7824
2 ай бұрын
THIS IS NICE.Ngazviende mberi Mark Ngwazi.
@stephenmacheza3735
3 ай бұрын
Wazadzaaaa
@RosamJambaya
3 ай бұрын
Gogo haaaa pa lead mashefu
@classiccontractors9093
2 ай бұрын
😊 njanja express 🗽💰💰💰💰💰
@ZorodzaiMakumbini
3 ай бұрын
Zvirikuita mwana Mark.Thanks from the support you are getting from your parents
@moyowity
3 ай бұрын
I see him and mutambi competing for the big one in the near future 2 outstanding princes
@NoahNhau
3 ай бұрын
Zvezera rake anogona chete u lyk to compare him with legends
Пікірлер: 218