The day will surely come my brother God is with us He will never abodon us we have suffered for so long for too long God bless you we declare it done and true Amen
@IsaihMfokozana
3 ай бұрын
Hauna confidence nezvaukutaura urikuti zvinogona kuitika kana dziri hope chingotauraka
@NdodanaNdebele
3 ай бұрын
Kkkk is that prophecy ?
@emmanuelbarnabaszarurayi3806
3 ай бұрын
Unokuziva here ku state house kwacho first. Musatipedzere nguva amana
Mwari itai kuti chamisa asatonga nyika nekuti Ini ndirimwana WEZANU ED HUCHI ZANUPF TILL TO DIE CHAMISA I ICE CREAM INO NYANGADIKA
@AnnelineKandundu
3 ай бұрын
Dako ramai wako rine shena wazvihwa 😂
@trymorebangojava6889
Ай бұрын
Nhema dzako
@tenjiwemusango6496
27 күн бұрын
Mmm aya ava mahumbwe chaiwo
@RonaldZvemhari-kf2py
3 ай бұрын
Maporifita enhema makabvira Kare Kare muchingohukura mwari hapindiri nyaya idzodzo unopenga iwe wamwa mutoriro iwe Uri Dako idzi ingano paivepo kana wapedza Uti ndopakafira sarungano newevo hauvoni Kuti zvaurikutaura hazvina kana musoro irikungoti zvino ,zvino ,kkkkkkkkkkkkkkkkk Uri mhata iwe
@watsonchokufa9198
3 ай бұрын
Mweya wakaona SADC
@kennigambo3715
3 ай бұрын
Some of these videos are brilliant BUT are they only for Shona speakers? Have you considered there may be thousands outside Zimbabwe who have a keen interest in staying informed and also could increase your viewership considerably?
@ZimWatchTv6158
3 ай бұрын
Noted, if you check out our recent videos, we are no longer using shona
@kennigambo3715
3 ай бұрын
@@ZimWatchTv6158 Thank you.
@ngwenyakhonzaphi2659
3 ай бұрын
Akelime ngamanga ka bantu, sikhathele kunini sure ayy
@thabanishava8243
3 ай бұрын
Yazini
@priscamunyonga1189
4 ай бұрын
Kunge varikuverenga mubook wani prophet vacho asi vakaita kunyora tsamba😮
Akadii kupa prophecy yake before Chamisa apa speech yake last week
@doubtngwenya-nm8se
3 ай бұрын
Wangu usadaro iwe....
@CrytonKarengo
3 ай бұрын
Kkkkkkk gyz ka change toida hedu but chimbomirai majokes
@LeonardDube-rb2jo
3 ай бұрын
Don't play with the Almighty
@BenjaminChiweshe-q7s
4 ай бұрын
Kusvika riini uchingonyepa nhaiwe
@juniorcecilia9138
3 ай бұрын
Ha chimbomirai kutipedzera data please
@WilfredTahwiringana
3 ай бұрын
Zim ayina president now akagadzwa kupamba kwemadhara ayo achembera zvese ne brain
@Luckymarava-en3tr
3 ай бұрын
Vakoma musatamba namwari muchiporofita nhema
@ElRoyMhlanga
3 ай бұрын
😂😂😂yazi nina
@Peter-jj9bs
4 ай бұрын
Kkkkk vision yako hauna chokwadi nayo iyooo
@admirechinosengwa
3 ай бұрын
Kkkkkkkk
@MetsudaMush
3 ай бұрын
Why do you insult your listener' s intelligence like this. Is God a plurality of three identities? Why not a plurality of more than three identities? Is Jesus a part of God? Is the spirit a God or the spirit of God? Does God have a son? Does God to you have a spirit? Is God a spirit ? Does your trinity god have a father? What gave the son to the world? So the trinity gave a son ? And if one part of the trinity is absent then there is no God? Who sacrificed more ? This doctrine of yours is an insult to the love of the father and the clear sacrifice of God to humanity. Its antichrist to preach lies. 1 john 2 v22_23. If you deny the existence of a true father who gave a true son , you are antichrist
@TrymoreMpofu
3 ай бұрын
Kkkkk ok
@robertmuchineripi5280
3 ай бұрын
Veduwe musati daro kkkkk
@mandlenkosinsingo4165
4 ай бұрын
Taneta isu nengano
@ishmaelmatlou3335
3 ай бұрын
Taneta nenhema uye nezvinhu zvisingabatiki.Ko subscribe ndeyei kana iri prophecy from God?
Пікірлер: 99